bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
John 3
John 3
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 4 →
1
Kwaiʋa’po mumŋe waʋaFarise, wainzi Nikodimo, mukuru waʋaJuda.
2
Iye akaʋuya kwaari ʋusiku, akati kwaari: Rabi, tinoziʋa kuti muri Mudzidzisi wakabva kunaMŋari; nokuti hakunomunhu unogona kuita ɀiratidzo iɀoɀo ɀamunoita, kana Mŋari asi naye.
3
Jesu akapindura, akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Kana munhu asiŋgaɓerekwi kutȿa, haaŋgaʋoni ʋushe bgaMŋari.
4
Nikodimo akati kwaari: Munhu uŋgagoɓerekwa seiko aʋa mukuru? Uŋgapinda ɀe muɗumbu ramai ʋake rwecipiri, akaɓerekwa here?
5
Jesu akapindura, akati: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Kana munhu asiŋgaɓerekwi nemvura noMŋeya, haaŋgagoni kupinda muʋushe bgaMŋari.
6
Cakaɓerekwa nenyama inyama, cakaɓerekwa noMŋeya, mŋeya.
7
Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri: Munofanira kuɓerekwa kutȿa.
8
Mhepo inovuvuta painoɗa napo, unonzwa inzwi rayo, asi hauziʋi painobva napainoenda; mumŋe nomumŋe wakaɓerekwa noMŋeya wakaɗaro.
9
Nikodimo akapindura, akati kwaari: Ɀinhu iɀi ɀiŋgagoitwa seiko?
10
Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi waʋaIsraeri, haunzwisisi ɀinhu iɀoɀi here?
11
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Tinotaura ɀatinoziʋa, tinopupura ɀatakaʋona; asi imi hamugamuciri kupupura kweɗu.
12
Kana ndakakuʋudzai ɀinhu ɀenyika, mukasatenda, muŋgagotenda seiko, kana ndicikuʋudzai ɀinhu ɀokuɗeŋga?
13
Hakunomunhu wakakwira kuɗeŋga, asi iye wakaɓuruka kuɗeŋga, iye Mŋanakomana womunhu.
14
Mosesi seɀaakasimudza nyoka murenje, saiɀoɀo Mŋanakomana womunhu unofanira kusimudzwa ʋo,
15
kuti aninani unotenda kwaari, aʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi.
16
Nokuti Mŋari wakaɗa nyika nokuɗaro, kuti wakapa Mŋanakomana wake wakaɓerekwa mumŋe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kufa, asi aʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi.
17
Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.
18
Unotenda kwaari, haatoŋgwi; asi usiŋgatendi kwaari, watotoŋgwa, nokuti haana‐kutenda kuzita roMŋanakomana waMŋari wakaɓerekwa mumŋe woga.
19
Kutoŋgwa ndokuku, kuti ciedza cakaȿika panyika, asi ʋanhu ʋakaɗa rima kupfuʋura ciedza, nokuti maɓasa aʋo akaŋga akaipa.
20
Nokuti mumŋe nomumŋe, unoita ɀakaipa, unoʋeŋga ciedza, haaʋuyi paciedza, kuti maɓasa ake arege kuɓuɗiswa pacena.
21
Asi unoita ɀokwaɗi, unoʋuya paciedza, kuti maɓasa ake aʋonekwe, kuti akaitwa munaMŋari.
22
Shure kwaiɀoɀo Jesu wakaȿika munyika yeJudea, naʋadzidzi ʋake, akagara’ko naʋo acibapatidza.
23
NaJohane wakaŋga acibapatidza ʋo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiʋa nemvura zhinji ipapo; ʋakaʋuya, ʋakabapatidzwa.
24
Nokuti Johane wakaŋga acigere kuiswa mutoroŋgo.
25
Ɀino nharo dzikamuka pamsoro pokuɀinatsa pakati paʋadzidzi ʋaJohane nomumŋe muJuda.
26
Ʋakaʋuya kunaJohane, ʋakati kwaari: Rabi, uya waiʋa nemi mhiri kwaJoridani, wamaimbopupurira, tarirai, iye unobapatidza, ʋuye ʋose ʋanoʋuya kwaari.
27
Johane akapindura, akati: Munhu haaŋgagamuciri cinhu, kana asina‐kucipiwa cicibva kuɗeŋga.
28
Imi mumene muŋgandipupurira, kuti ndakati: Handizi Kristu ini, asi kuti ndakatumŋa pamberi pake.
29
Unomŋeŋga ndico cikomba; asi shamŋari yecikomba inomira icimunzwa, inofara ɀikuru nenzwi recikomba. Naiɀoɀo kufara kwaŋgu uku kwazadzika.
30
Iye unofanira kukura, asi ini ndinofanira kuɗukupiswa.
31
Unobva kumsoro ndiye uri pamsoro paʋose; nounobva panyika ndowenyika, unotaura ɀenyika; unobva kuɗeŋga ndiye uri pamsoro paʋose.
32
Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake.
33
Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi.
34
Nokuti wakatumŋa naMŋari, ndiye unotaura mashoko aMŋari; nokuti haapi Mŋeya aciyera.
35
Ƃaɓa ʋanoɗa Mŋanakomana, ʋakamupa ɀose muruʋoko rwake.
36
Unotenda kuMŋanakomana, unoʋupenyu bgusiŋgaperi; asi usiŋgatereri Mŋanakomana, haaŋgaʋoni ʋupenyu, asi kutsamŋa kwaMŋari kunogara pamsoro pake.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21