bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Isaiah 56
Isaiah 56
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
1
Zvanzi naTenzi, “Itai zvinhu noruenzaniso muite zvakarurama nokuti kukuponesai kwangu kwava kutosvika uye kukununurai kwangu kwava kutoratidzwa pachena.
2
Akakomborerwa hake munhu anoita izvozvi uye nomunhu anozvibatisisa anochengeta Sabata asingarin'orese, asina twaanobata-bata.”
3
Mutorwa akazvibatanidza naTenzi ngaarege kuti, “Tenzi achakaronditsaura muvanhu vake,” uye muyuniki ngaarege kuti, “Pangu pano ndiri aniwo zvangu muti zvawo wakaoma.”
4
Ndinodaro nokuti zvanzi naTenzi, “Vayuniki vanochengeta maSabata angu vachisarudza kuita zvandinoda vachichengetedza chitenderano changu,
5
ndichaita kuti pave nechimwe chinovakwa chokuyeuka nacho zita ravo mukati memba yangu nomukati metsvingo dzangu chinokunda kuva navana vakomana kana vasikana, Ndichavapa zita risina mugumo risingatsakatiki.”
6
Vatorwa vose vanozvibatanidza neni Tenzi nokundishandira vachida zita reni vachiva varanda vangu, vose zvavo vanochengeta masabata vasingaan'oresi vachichengetedza chitenderano changu,
7
ivava ndichavaunza kugomo rangu rinoera ndigovaita kuti vafare muimba yangu yokunamatira. Mipiro yavo inopiswa nezvibayiro ndichazvigamuchira paatari yangu nokuti imba yangu ichanzi imba yokunamatira yamarudzi ose avanhu
8
Naizvozvo zvanzi naTenzi, Mwari “Iye anounganidza vaIsiraeri vakadzingwa ini ndichaunganidza kwavari vamwewo vanhu vandinenge ndisina kuunganidza.”
9
“Imi zvikara zvesango uyai mudye, uyai zvenyu imi zvikara zvomudondo.
10
Vatariri vake mapofu, zvokuziva havazivi zvimumumu chaizvo zvembwa. Havagoni kuhukura vanotorotomoka zvavo, chavo kurara chete vachinakirwa nehope.
11
“Imbwa idzi dzina makaro, hadzimboguti, ndivava vafudzi vacho vasinganzwisisi, vose vachiti uyu nenzira yake, uyu nenzira yake mumwe nomumwe achizvitsvagira upfumi, vose zvavo.
12
Vanototaurirana zvavo vachiti, ‘Handei tinotsvaka waini, handei tinodutira hwahwa, mangwana nyaya ndiyo ndiyo, zvinenge zvisingambotauriki kuwanda.’ ”
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66