bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 11
Isaiah 11
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 12 →
1
Ɀino pahunde yaJese pacaɓuɗa ɓukira, ɗaʋi, rinoɓuɗa pamidzi yake, ricaɓereka ɀiɓereko.
2
Mŋeya waJehova ucagara pamsoro pake, mŋeya wenjere nowokuŋgwara, mŋeya wamano nesimba, mŋeya wokuziʋa nokutya Jehova.
3
Mufaro wake ucaʋa pakutya Jehova; haaŋgatoŋgi nokuŋgoʋona nameso ɓedzi, kana kupa mhoȿa nokuŋgonzwa nenzeʋe dzake ɓedzi;
4
asi ucatoŋgera ʋarombo nokururama, ucatambira ʋanyoro ʋenyika mhaka dzaʋo ɀakarurama; ucaroʋa nyika neshamhu yomuromo wake, ucaʋuraya ʋakaipa nomŋeya wemiromo yake.
5
Kururama ricaʋa banhire reciʋuno cake, kutendeka ricaʋa banhire reɀidɀa ɀake.
6
Ƃere ricagara negwaiana, iŋgwe icaʋata pasi nembudzana, nemhuru nomŋana weshumba necipfuwo cakakora pamŋe cete; ʋuye mŋana muɗuku ucadzituŋgamirira.
7
Mhou neɓere ɀicacera; ʋana ʋadzo ʋacaʋata pamŋe cete; shumba icadya ʋuswa senzombe.
8
Mŋana unomŋa, ucatamba pamŋena wenyoka, ʋuye mŋana wakarumurwa ucapinza ruʋoko rwake muɓako remvumbi.
9
Haɀiŋgakuʋadzi kana kuparadza pagomo raŋgu rose dɀene, nokuti nyika yose icazara nokuziʋa Jehova, seɀinofukidza mvura pasi peguŋgwa.
10
Nezuʋa iro mudzi waJese, iwo umire’po somureza waʋanhu, ucatȿakwa namarudzi aʋanhu; nɀimbo yake yokuzorora icaʋa nembiri.
11
Ɀino nezuʋa iro Ishe ucatambanudza ɀe ruʋoko rwake rwecipiri kuti adzikinure ʋakasara ʋaʋanhu ʋake, iʋo ʋaneŋge ʋasara, ʋari paAsiria, neEgipita, nePatrosi, neKushi, neErami, neShinari, neHamati, nokuɀiwi ɀeguŋgwa.
12
Ucasimudzira marudzi mureza, nokuʋuŋganidza ʋadziŋgwa ʋaIsraeri, nokuʋuŋganidza ʋaJuda ʋakaparadzirwa kumatiʋi manna enyika.
13
Ipapo goɗo raʋaEfraimi ricapera, naʋanomanikidza ʋaJuda ʋacaparadzwa; ʋaEfraimi haʋaŋgagoɗori ʋaJuda, naʋaJuda haʋaŋgamanikidzi ʋaEfraimi.
14
Asi ʋacabururukira pamsoro pamafudzi aʋaFiristia kumaʋirazuʋa, ʋacapambara pamŋe cete ʋana ʋamabvazuʋa; ʋacatambanudzira maʋoko aʋo kuʋaEdomi naʋaMoabi, naʋana ʋaAmoni ʋacaʋaterera.
15
Jehova ucaparadza cose rurimi rweguŋgwa reEgipita, ucasimudzira ruʋoko rwake pamsoro poRwizi nemhepo yake inopisa, ndokururoʋa ruite hoʋa nomŋe, ayambuse ʋanhu ʋakafuka shaŋgu.
16
Ʋanhu ʋake ʋakasara, ʋakasara Asiria, ʋacaʋa nenzira huru; seɀaɀakaitirwa Israeri nezuʋa raʋakaɓuɗa munyika yeEgipita.
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 12 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66