bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 42
Isaiah 42
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 41
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 43 →
1
Tarirai muranda waŋgu wandinotsigira, musanaŋgurwa waŋgu unofadza mŋeya waŋgu. Ndakaisa Mŋeya waŋgu pamsoro pake, ucaʋigira marudzi kururamisirwa.
2
Haaŋgaɗani, kana kuɗanidzira nenzwi rake, kana kunzwisa inzwi rake panzira dzomumusha.
3
Rutsaŋga rwakapxanyika haaŋgaruvuni, nomŋenje unopfuŋgaira haaŋgaudzimi; ucaʋigira ʋanhu kururamisirwa muɀokwaɗi.
4
Iye haaŋgapfuŋgairi kana kupxanyiwa, kuȿikira agadza kururama panyika; ɀiwi ɀicamirira murairo wake.
5
Ɀanzi naMŋari Jehova, iye wakasika ɗeŋga rose, akaritatamura, iye wakatambanudza nyika neɀinobva’mo, iye unopa ʋanhu ʋari’mo kufema, naʋanofamba’po mŋeya waʋo:
6
Ini Jehova ndakakuɗana nokururama, ndicaɓata ruʋoko rwako, ndicakuceŋgeta, ndikuite suŋgano yaʋanhu, uʋe ciedza camarudzi;
7
uȿinudze meso asiŋgaʋoni, uɓuɗise ʋasuŋgwa patoroŋgo, naʋagere murima paimba yokusuŋgwa.
8
Ndini Jehova, ndiro zita raŋgu; kukudzwa kwaŋgu handiŋgakupi mumŋe, kana kurumbidzwa kwaŋgu kumifananidzo yakaʋezwa.
9
Tarirai, ɀinhu ɀakare ɀaitika, ndinoparidza ɀinhu ɀitȿa; ndinokuʋudzai iɀoɀo ɀisati ɀaɓukira.
10
Imbirai Jehova rwiyo rutȿa, murumbidzei kubvira pamigumo yenyika; imi, munoɓurukira kuguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maro, ɀiwi naʋagere paɀiri.
11
Renje namaguta aro ŋgaɀiɗanidzire, nemisha inogarwa naKedari; ʋagere mumatombo ŋgaʋaimbe, ŋgaʋaɗanidzire ʋari pamsoro pamakomo.
12
Ŋgaʋakudze Jehova, ʋaparidzire paɀiwi kurumbidzwa kwake.
13
Jehova ucaɓuɗa semhare, ucamutsa kushiŋgaira somunhu wokurwa; ucaɗana, ɀirokwaɀo, ucaɗanidzira, ucarwa naʋaʋeŋgi ʋake nesimba.
14
Ndakanyarara ŋguʋa refu, ndakaramba ndinyerere, ndikaɀidzora; ɀino ndicacema somukadzi wopona, ndicafemedzeka nokutakwaira pamŋe cete.
15
Ndicaparadza makomo neɀikomo, nokuwomesa ɀose ɀinomera’po; nzizi ndicadziita ɀiwi, namadziʋa ndicaapxisa.
16
Mapofu ndicaafambisa nenzira yaasiŋgaziʋi, pamakwara aasiŋgaziʋi ndicaatuŋgamirira; rima ndicariita ciedza pamberi paʋo, neɀakakombama ndicaɀiruramisa. Ɀinhu iɀi ndicaɀiita, handiŋgaʋasiyi.
17
Ʋanoʋimba nemifananidzo yakaʋezwa, ʋanoti kumifananidzo yakaʋumbga: Imi muri ʋamŋari ʋeɗu, iʋo ʋacadzoserwa shure, ʋacanyadziswa kwaɀo.
18
Inzwai, imi matsi; tarirai, imi mapofu, muʋone.
19
Ndianiko ɓofu, haazi iye muranda waŋgu here? Ndiani matsi, senhume yaŋgu yandinotuma? Ndiani ɓofu, saiye unoɗikanwa neni, neɓofu somuranda waJehova?
20
Unoʋona ɀinhu ɀizhinji, asi haucerekedzi; nzeʋe dzake dzakadziʋuka, asi haanzwi.
21
Ɀakafadza Jehova, nokuɗa kwokururama kwake, kukudza murairo nokuurumbidza.
22
Asi aʋa ndaʋanhu ʋakatorerwa nokupambarwa; ʋose ʋakateyiwa mumakomba, ʋakaʋanzwa mudzimba dzokusuŋgwa; ʋaʋa cinhu cakatapxa, hakuna‐unoʋarwira, cinhu cakapambga, hakuna‐unoti: Dzosa!
23
Ndianiko pakati penyu ucarerekera nzeʋe dzake kunecinhu ici? Ucaterera nokunzwa paŋguʋa inoʋuya?
24
Ndianiko wakarega Jakobo apambge, naIsraeri awirwe namakororo? Haazi Jehova here? Iye watakatadzira, waʋakaramba kufamba nenzira dzake, waʋakaramba kuterera murairo wake.
25
Naiɀoɀo wakaɗurura pamsoro pake kutsamŋa kwake kukuru, nesimba rokurwa; ɀikamupisira kumatiʋi ose, asiŋgaɀiziʋi; ɀikamupisa, asi wakaŋga asinehanya naɀo.
← Chapter 41
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 43 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66