bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 4
Isaiah 4
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 5 →
1
Nezuʋa iro ʋakadzi ʋanomŋe ʋacaɓata murume mumŋe, ʋaciti: Ticadya ɀokudya ɀeɗu, ticafuka ɀokufuka ɀeɗu; tinoŋgoɗa kuɗanwa zita rako ɓedzi; bvisa kunyadzwa kweɗu.
2
Nezuʋa iro ɓukira raJehova ricanaka nokubginya, ʋuye ɀiɓereko ɀenyika ɀicaʋa ɀakaiȿo‐naka neɀinorumbidzwa kunaʋakapukunyuka ʋaIsraeri.
3
Ʋakasiyiwa paZioni, naʋakasara paJerusarema, iʋo ʋacanzi ʋatȿene, aninani wakanyorwa pakati paʋapenyu muJerusarema;
4
kana Ishe ashambidza tȿina yaʋakunda ʋeZioni, anatsa ropa reJerusarema aciribvisa mukati maro, nomŋeya wokururamisa ʋuye nomŋeya wokupisa.
5
Ɀino Jehova ucasika pamsoro peimba imŋe neimŋe pagomo reZioni, napamsoro peʋuŋgano dzaro, gore noʋutsi masikati, nokupenya kwomŋoto unopfuta ʋusiku; nokuti pacaʋa necitaʋiridzo pamsoro pokubginya kwose.
6
Kucaʋa’po netente, ricaʋa mumvuri masikati kana zuʋa ricipisa, noʋutiziro neciʋando kana paneɗutu nemvura.
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 5 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66
Recommended Reading
Commentary
Isaiah Commentaries
→
Devotional
Isaiah Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→