bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 34
Isaiah 34
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 35 →
1
Sweɗerai, imi marudzi aʋanhu, munzwe, tererai imi ʋanhu; nyika ŋgainzwe, neɀose ɀayo, pasi pose, neɀose ɀinoɓuɗa’mo.
2
Nokuti Jehova wakatsamŋira marudzi ose, unehasha nehondo dzawo dzose; wakaʋaparadza cose, wakaʋaisa pakuʋurawa.
3
Ʋakaʋurawa ʋaʋo ʋacarashwa kunze, kunhuwa kweɀitunha ɀaʋo kucakwira, makomo acanyauswa neropa raʋo.
4
Hondo dzose dzokuɗeŋga dzicanyakatika, ɗeŋga rose ricapetwa sorugwaro rwakapetwa; hondo dzaro dzose dzicawoma, sokuwoma kwamashizha pamuzambiriŋga, ʋuye seshizha rinowoma pamuʋonde.
5
Nokuti munondo waŋgu wanwa ukaguta kuɗeŋga; tarirai ucaɓurukira pamsoro paEdomi, napamsoro paʋanhu ʋakatukwa neni, kuti ʋatoŋgwe.
6
Munondo waJehova uzere neropa, unobginya namafuta, neropa ramakwaiana nerembudzana, namafuta etȿo dzamakondobge; nokuti Jehova uneciɓayiro cake paBozra, nokuɓaya kukuru panyika yaEdomi.
7
Nyati dzicawa pamŋe cete naʋo, nenzombe pamŋe cete nehando; nyika yaʋo icaɓatwa neropa, guruʋa raʋo ricazara namafuta.
8
Nokuti Jehova unezuʋa rokutsiʋa, ne gore rokutsiʋa ɀakaitirwa Zioni.
9
Hoʋa dzayo dzicashanduka namo, guruʋa rayo surferi, nyika yayo icaitwa namo inopfuta.
10
Haiŋgadzimŋi ʋusiku namasikati; ʋutsi bgayo ʋucakwira nokusiŋgaperi; ricaʋa ɗoŋgo kuȿikira kumarudzi namarudzi; hakunomunhu uŋgapfuʋura noko nokusiŋgaperi.
11
Asi ɀicaʋa ɀehukurwizi nenuŋgu; zizi neguŋguʋu ɀicagara’mo; ucatambanudzira’po rwonzi rwokuparadza necokururamisa ceɀisinecinhu.
12
Ʋakuru ʋayo ʋacaɗanirwa kuʋushe, asi haʋaŋgaʋi’po; macinda ayo ose acaʋa pasina.
13
Minzwa icamera mudzimba dzamadzimambo ayo, ʋutumbambeʋa norukato munhare dzayo; ʋucaʋa ʋugaro bgamakaʋa, nenɀimbo yemhou.
14
Ɀikara ɀomusaŋgo ɀicasoŋgana namapere, mŋeya wakaipa ucaɗana shamŋari yawo; ɀirokwaɀo, cikara coʋusiku cicagara’po norugare, ciciwana’po nɀimbo yokuzorora.
15
Roʋambira icaita ɗendere rayo’po, nokukandira, nokucoconya mazai ayo, nokuʋuŋganidza ʋana ʋayo mumumvuri wayo; ɀirokwaɀo, ndi’po pacaʋuŋganira ʋuʋaŋgu, rumŋe norumŋe neshamŋari yarwo.
16
Tȿakai pabuku yaJehova, muraʋe; hapanecimŋe ceɀinhu iɀi cicashaikwa, cicashaiwa shamŋari yaco; nokuti muromo waŋgu wakaraira iɀoɀo, nomŋeya wake wakaɀiʋuŋganidza.
17
Iye wakaɀikandira mijenya, ruʋoko rwake rwakaɀiganhurira nyika norwonzi; icaʋa yaɀo nokusiŋgaperi, ʋacagara’mo kuȿikira kumarudzi namarudzi.
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 35 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66