bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 22
Isaiah 22
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 23 →
1
Cireʋo pamsoro pomupata weɀakaʋonekwa. Unonzweiko, ɀawakwira naʋanhu ʋako ʋose pamateŋga edzimba?
2
Haiwa, iwe, uzere nokupururudza, guta rineɓope, musha unomufaro; ʋakaʋurawa ʋako haʋana‐kuʋurawa nomunondo, haʋana‐kufira pakurwa.
3
Ʋaɓati ʋako ʋose ʋakatiza pamŋe cete, ʋakasuŋgwa ʋasinoʋuta; ʋose ʋako, ʋakawanikwa, ʋakasuŋgwa pamŋe cete; ʋakatizira kure.
4
Naiɀoɀo ndakati: Regai kunditarira, ndinoɗa kucema kwaɀo; musaramba muciidza kundinyaradza pamsoro pokuparadzwa kwomukunda waʋanhu ʋaŋgu.
5
Nokuti izuʋa rokuvundusa, nerokutsikira pasi, nerokukaŋganisa, ɀinobva kunaShe, Jehova wehondo, pamupata wokuratidzwa; rokukoromorwa kwamaȿiŋgo, nerokuɗanidzira kumakomo.
6
Erami wakaɓata goɓa, pamŋe cete namapoka aʋanhu naʋataȿi ʋamabiza; Kiri wakafuɗugura nhoʋo.
7
Ipapo mipata yenyu yakaiȿo‐naka yakazara neŋgoro, naʋataȿi ʋamabiza ʋakaɀigadzirira kurwa pasuʋo.
8
Akabvisa cifukidziro caJuda; nezuʋa iro mukatarira nhumbi dzokurwa muimba yomuɗondo.
9
Mukaʋona pakakoromoka paguta raDavidi, kuti pakaŋga pari pazhinji; mukaciŋgidzira mvura yedziʋa rezasi;
10
mukaʋereŋga dzimba dzeJerusarema, mukakoromora dzimba kuti musimbise ruȿiŋgo;
11
mukaita ʋo gaŋgwa pakati pamaȿiŋgo maʋiri rokuciŋgidzira mvura yedziʋa rakare. Asi hamuna‐kutarira iye wakaɀiita, makaŋga musinehanya naiye wakaɀifuŋga kare.
12
Ɀino nezuʋa iro Ishe, Jehova wehondo, waka ku ɗanirai kumisodzi, nokukucema, nokukuʋeʋurwa mhazha, nokukufuka makudza;
13
asi tarirai, makaʋa nomufaro nokupembera, nokuɓayiwa kweŋombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muciti: Ŋgatidye, ŋgatinwe, nokuti maŋgwana tinofa.
14
Asi Jehova wehondo wakaɀiziʋisa munzeʋe dzaŋgu, akati: Ɀirokwaɀo, hamuŋgakaŋganwirwi ɀakaipa iɀi, kuȿikira pakufa kwenyu, ndiɀo ɀinotaura Ishe, Jehova wehondo.
15
Ɀanzi naShe, Jehova wehondo: Enda kumuceŋgeti uyu wefuma, kunaShebna, unotarira imba yamambo, uti:
16
Unoɓateiko pano? Unaniko pano, ɀawaɀiʋezera bgiro pano? Somunhu unoɀiʋezera bgiro pakakwirira, unoɀicerera ʋugaro bgake paɗombo!
17
Tarira, Jehova ucakurashira kure nesimba somurume; ɀirokwaɀo, ucakupeta‐peta.
18
Ɀirokwaɀo ucakupomba‐pomba, ndokukukandira sehuruŋguɗo munyika yakapamhamha; ndi’po paucafira, ndi’po pacaʋa neŋgoro dzembiri yako, iwe munyadzi weimba yatenzi wako.
19
Ndicakudziŋga paɓasa rako, iye ucakukweʋera pasi ubve panɀimbo yako.
20
Ɀino nezuʋa iro ndicaɗana muranda waŋgu Eriakimi, mŋanakomana waHirkia;
21
ndicamufukidza ŋguʋo yako, nokumusimbisa nebanhire rako, ndigoisa ʋushe bgako muruʋoko rwake; iye ucaʋa ɓaɓa kunaʋagere Jerusarema, nokuimba yaJuda.
22
Ndicaisa kiyi yeimba yaDavidi pafudzi rake; iye ucazarura, hapana‐uŋgazarira, iye ucazarira, hapana‐uŋgazarura.
23
Ndicamuroʋera pakasimba sembambo; ucaʋa cigaro cinokudzwa paimba yaɓaɓa ʋake.
24
Ʋacaturika paari kukudzwa kwose kweimba yaɓaɓa ʋake, mataʋi namaɓukira, nemidziyo yose miɗuku, kubvira pamikombe kuȿikira pamakate.
25
Nezuʋa iro, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo, mbambo yakaŋga yaroʋerwa pakasimba, icabva; icatemŋa, ndokuwira pasi; nomutoro wakaŋga wakaturikwa pairi, ucatemŋa; nokuti Jehova wakataura iɀoɀo.
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 23 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66