bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 31
Isaiah 31
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 32 →
1
Ʋanenhamo ʋanoɓurukira Egipita kundotȿaka kuɓatsirwa, ʋanotenda mabiza, ʋanoʋimba neŋgoro dzokurwa nokuti izhinji, ʋuye naʋataȿi ʋamabiza nokuti ʋanesimba kwaɀo, asi haʋatariri kunoMutȿene waIsraeri, kana kutȿaka Jehova.
2
Kunyaŋge ɀakaɗaro naiye wakacenjera, ucaʋuyisa nhamo, haaŋgadzosi mashoko ake, asi ucamukira imba yaʋanoita ɀakaipa, naʋanoɓatsirana naʋanoita ɀakaipa.
3
Ɀino ʋaEgipita ʋanhu, haʋazi Mŋari, namabiza aʋo inyama, haazi mŋeya; ɀino kana Jehova acitambanudza ruʋoko rwake, unoɓatsira ucagumburwa nounoɓatsirwa ucawira pasi, ʋose ʋacapera pamŋe cete.
4
Nokuti ɀanzi naJehova kwandiri: Ɀakaita seshumba nomŋana weshumba ɀinoʋombera cayaɓata; kunyaŋge ʋafudzi ʋazhinji ʋakakokerwa kuzorwa nayo, haiŋgavunduswi namanzwi aʋo, haiŋgaʋi nehanya nokupopota kwaʋo; saiɀoɀo Jehova wehondo ucaɓurukira pamsoro pegomo reZioni napamsoro pecikomo caro kuzorwa naʋo.
5
Seshiri dzinoeŋgerera, saiɀoɀo Jehova ucataʋirira Jerusarema; ucaritaʋirira nokurirwira, ucariɗarika nokurisunuŋgura.
6
Dzokerai kunaiye wamakamukira ɀikuru, imi ʋana ʋaIsraeri.
7
Nokuti nezuʋa iro mumŋe nomumŋe ucarasha ɀifananidzo ɀake ɀe sirveri neɀifananidzo ɀake ɀendarama, ɀamakaɀiitira namaʋoko enyu, ɀikaʋa ɀiʋi kwamuri.
8
Ipapo muAsiria ucawa nomunondo usati uri womunhu; munondo usati uri waʋanhu ucamudya; ucatiza pamberi pomunondo, namajaya ake acaɓatira cibaro.
9
Ƌombo rake ricatiza nokutya, macinda ake acavunduswa nomureza, ndiɀo ɀinotaura Jehova, unomŋoto wake paZioni, necoto cake paJerusarema.
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 32 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66