bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 58
Isaiah 58
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 57
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 59 →
1
Ƌanidzira kwaɀo, usarega, ɗanidzira nenzwi rako sehwamanda, uparidzire ʋanhu ʋangu kuɗarika kwaʋo, neimba yaJakobo ɀiʋi ɀaʋo.
2
Kunyaŋge ɀakaɗaro, ʋanonditȿaka zuʋa rimŋe nerimŋe, ʋacifarira kuziʋa nzira dzaŋgu; ʋanokumbira kwandiri mirairo yakarurama, sorudzi runoita ɀakarurama, rusiŋgasiyi ɀakarairwa naMŋari waʋo; ʋanofarira kusweɗera kunaMŋari.
3
Ʋanoti: Takaɀinyimireiko ɀokudya, imi mukasaɀiʋona? Takatambudzireiko mŋeya yeɗu, imi mukasaɀiziʋa? Tarirai, pazuʋa rokuɀinyima ɀokudya munotȿaka kuɀifadza henyu, nokuɓata maɓasa enyu ose.
4
Tarirai, munoɀinyima ɀokudya, kuti murwe nokukakaʋara, nokuroʋa netsiʋa yeɀakaipa; hamuɀinyimi ɀokudya nhasi, kuti inzwi renyu rinzwike kumsoro.
5
Ndikoko kuɀinyima ɀokudya kwandakasanaŋgura here? Ndirero zuʋa munhu raanotambudza mŋeya wake naro here? Ndiko kukotamisa musoro wake senhokwe, nokuwarira makudza namaɗota pasi pake here? Iɀeɀo uŋgaɀiti ndiko kuɀinyima ɀokudya, nezuʋa rinoɗikanwa naJehova here?
6
Ko kuɀinyima ɀokudya kwandakasanaŋgura. hakuzakaɗai here, kuti musunuŋgure ɀisuŋgo ɀeɀakaipa, nokubvisa makashu ejoko, kuti wakamanikidzwa aende hake, ʋuye kuti muvune majoko ose here?
7
Hakuzi kuti ugoʋane ɀokudya ɀako nounenzara, ʋuye kuti uɗane ʋarombo ʋakadziŋgwa ʋapinde mumba mako here? Kuti kana uciʋona munhu wakashama umufukidze, ʋuye kuti urege kuʋanda ʋenyama yako here?
8
Ipapo ciedza cako cicaɓuɗa secamambakwedza, kuporeswa kwako kucaɓukira nokukurumidza, kururama kwako kucakutuŋgamirira, nokubginya kwaJehova kucakurindira mumashure.
9
Ipapo ucaɗana, Jehova uca ku pindura; ucaɗanidzira iwe, iye ucati: Ndiri pano. Kana ucibvisa pakati pako joko, nokutendeka nomunwe, nokutaura ɀakaipa;
10
kana mŋeya wako ukaʋa nehanya naʋanenzara, nokugutisa mŋeya wounotambudzika; ipapo ciedza cako cicaɓuɗa murima, kuȿiɓirwa kwako kucaita samasikati;
11
Jehova ucakufambisa ŋguʋa dzose, ucagutisa mŋeya wako panɀimbo dzakawoma, nokusimbisa mafupa ako; ucaʋa somunda wakaɗiridzwa, ʋuye setsime remvura, risiŋgapxi mvura yaro.
12
Ʋacaɓerekwa newe ʋacaʋaka ɀe matoŋgo akare; ucamutsa nheyo dzamarudzi mazhinji, ʋuye ucatumidzwa: Mugadziri wopakakoromoka, muʋandudzi wenzira, kuti ʋanhu ʋagone kugara’po.
13
Kana ucidzora gumbo rako pazuʋa resaɓata, kuti urege kuita ɀaunoɗa pazuʋa raŋgu dɀene, uciti, saɓata izuʋa rinofadza, nezuʋa dɀene raJehova rinofanira kukudzwa, ucirikudza, usiŋgaiti ɀaunoɗa, kana kutȿaka ɀinokufadza, kana kutaura mashoko ako;
14
ipapo ucafarira Jehova kwaɀo; neni ndicakufambisa panɀimbo dzakakwirira dzenyika, ndicakugutisa nenhaka yaɓaɓa ʋako Jakobo, nokuti muromo waJehova wakataura iɀoɀo.
← Chapter 57
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 59 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66