bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 37
Isaiah 37
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 36
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 38 →
1
Ɀino mambo Hezekia wakati aciɀinzwa, akabvarura ŋguʋo dzake, akafuka makudza, akapinda mumba maJehova.
2
Akatuma Eriakimi waiceŋgeta imba, naShebna munyori, naʋakuru ʋaʋaprista, ʋakafuka makudza, kumuprofita Isaya mŋanakomana waAmozi.
3
Ʋakati kwaari: Ɀanzi naHezekia: Nhasi izuʋa rokutambudzika, nerokutukwa, nerokuɀidzwa; nokuti ʋana ʋakaȿika pakuɀarwa, asi hakunesimba rokuɀara naro.
4
Ɀimŋe Mŋari wenyu ucanzwa mashoko ose omukuru waʋatariri, wakatumŋa namambo weAsiria tenzi wake, kuɀidza Mŋari mupenyu, agoʋatuka pamsoro pamashoko aakanzwa iye Jehova Mŋari wenyu; naiɀoɀo nyeŋgetererai ʋakasara.
5
Naiɀoɀo ʋaranda ʋamambo Hezekia ʋakaȿika kunaIsaya.
6
Isaya akati kwaʋari: Ʋudzai tenzi wenyu, muti: Ɀanzi naJehova: Usatya hako mashoko awanzwa, andakamhurwa nawo naʋaranda ʋamambo weAsiria.
7
Tarira, ndicaisa mŋeya wokutya mukati make, ucanzwa guhu, ndokudzokera kunyika yake; ndicamuʋurayisa nomunondo munyika yake.
8
Naiɀoɀo mukuru waʋatariri akadzoka, akawana mambo weAsiria acirwa neRibna, nokuti wakaŋga anzwa kuti wabva Rakishi.
9
Ɀino wakanzwa pamsoro paTirhaka mambo weEtiopia, ɀicinzi: Waʋuya kuzorwa newe. Ɀino wakati aɀinzwa, akatuma nhume kunaHezekia, aciti:
10
Endai mundoʋudza Hezekia mambo waJuda, muti: Mŋari wako, waunoʋimba naye, ŋgaarege kukunyeŋgera, aciti: Jerusarema hariŋgapiwi muruʋoko rwamambo weAsiria.
11
Tarira, wakanzwa ɀakaitirwa nyika dzose namadzimambo eAsiria, kuti ʋakadziparadza cose; ɀino iwe ucarwirwa here?
12
Ko ʋamŋari ʋamamŋe marudzi ʋakaʋarwira here, iwo akaparadzwa namadziɓaɓa aŋgu, ʋanoti, Gozani, naHarani, naRezefi, naʋana ʋaEdeni, ʋaiʋa paTerasari?
13
Mambo weHamati uripiko, namambo weArpadi, namambo weguta reSefarvaimi, neHena, neIva?
14
Hezekia akagamucira ŋwadi pamaʋoko enhume, akairaʋa; Hezekia akakwira kumba kwaJehova, akaipetenura pamberi paJehova.
15
Ipapo Hezekia akanyeŋgetera kunaJehova, aciti:
16
Haiwa Jehova wehondo, Mŋari waIsraeri, iye ugere pamsoro pamakerubimi! Ndimi Mŋari, imi moga, woʋushe bgose bgenyika, ndimi makaita kuɗeŋga napasi.
17
Rerekerai nzeʋe yenyu, Jehova, munzwe; ȿinudzai meso enyu, Jehova, muʋone; inzwai mashoko ose aSanheribi, wakatuma nhume kuzoɀidza Mŋari mupenyu.
18
Ɀirokwaɀo, Jehova, madzimambo eAsiria akaparadza marudzi ose nenyika dzawo,
19
akakandira ʋamŋari ʋaʋo mumŋoto; nokuti ʋakaŋga ʋasi ʋamŋari, asi rakaŋga riri ɓasa ramaʋoko aʋanhu, ari matanda namabge; naiɀoɀo akaʋaparadza.
20
Naiɀoɀo ɀino, Jehova, Mŋari weɗu, tiponesei paruʋoko rwake, kuti ʋushe bgose bgenyika ʋuziʋe kuti ndimi Jehova, iyemi moga.
21
Ipapo Isaya mŋanakomana waAmozi, akatuma shoko kunaHezekia, akati: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Ɀawanyeŋgetera kwandiri pamsoro paSanheribi mambo weAsiria,
22
heri shoko rakataurwa naJehova pamsoro pake: Mhandara, mukunda weZioni, wakakushoʋora nokukuseka; mukunda weJerusarema wakakudzuŋgudzira musoro wake.
23
Ndianiko wawakatuka nokuɀidza? Wakaɀikudza kunaniko nenzwi rako, meso ako akatarira aniko kuɗeŋga? NdiMutȿene waIsraeri!
24
Watuka Jehova naʋaranda ʋako, ukati: Ndakwira kumakomo marefu neŋgoro dzaŋgu zhinji, kunɀimbo dzomukati dzeRebanoni; ndicatema misidari mirefu iri’po, nemisipresi yakatsaurwa iri’po, ndicapinda kuȿikira kumsoro‐soro kwaro, ku ɗondo raro rinoɓereka ɀakanaka;
25
ndakacera ndikanwa mvura, ndicapxisa nzizi dzose dzeEgipita nokutsika kwetsoka dzaŋgu.
26
Hauna‐kunzwa here kuti ndakaɀiita kare, kuti ndakaɀiraira neŋguʋa dzokutaŋga‐taŋga? Ɀino ndakaraira ɀiitike, kuti iwe uʋe muparadzi wamaguta akakombga namaȿiŋgo, aʋe matoŋgo.
27
Naiɀoɀo ʋakaŋga ʋagere’mo ʋakaŋga ʋanesimba ɗuku, ʋakavunduswa nokunyadzwa; ʋakafanana noʋuswa bgeɓundo, nomuriʋo mutema, noʋuswa ʋuri pamsoro peimba, nomunda weɀiyo ɀigere kukura.
28
Asi ndinoziʋa kugara kwako pasi, nokuɓuɗa kwako, nokupinda kwako, ʋuye hasha dzako kwandiri.
29
Nokuɗa kwehasha dzako kwandiri, ʋuye nokuti ndakanzwa, kuɀikudza kwako, ndicaisa rwauro rwaŋgu mumhino dzako, netomu raŋgu mumiromo yako, ndikudzosere nenzira yawakaʋuya nayo.
30
Ici ndico cicaʋa ciratidzo kwauri: Nhaka mucadya ɀinoŋgomera ɀoga, negore recipiri mucadya ɀinomera ɀe kwaɀiri; asi negore recitatu munofanira kudɀara, nokuceka, nokusima minda yemizambiriŋga, mudye micero yayo.
31
Ɀino ʋakasara ʋakapukunyuka ʋeimba yaJuda, ʋacaita ɀe midzi pasi, nokuɓereka micero kumsoro.
32
Nokuti ʋakasara ʋacaɓuɗa Jerusarema, naʋakapukunyuka pagomo reZioni; kushiŋgaira kwaJehova kucaɀiita.
33
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro pamambo weAsiria: Haaŋgapindi muguta rino, kana kuposhera museʋe imomo, kana kuȿika pamberi paro nenhoʋo, kana kututira gomo revu kwariri.
34
Ɀanzi naJehova: Nenzira yaakaʋuya nayo, ucadzokera ɀe nayo; haaŋgapindi muguta rino.
35
Nokuti ndicadzitira guta rino, ndiriponese nokuɗa kwaŋgu ini, ʋuye nokuɗa kwomuranda waŋgu Davidi.
36
Ɀino mutumŋa waJehova akaɓuɗa, akaʋuraya ʋanhu ʋaneɀuru ɀinezana namakumi masere neɀishanu pamisasa yaʋaAsiria; ɀino ʋanhu ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋakawana ɀaʋa ɀitunha ɀose.
37
Naiɀoɀo Sanheribi mambo weAsiria akabva, akaenda, akadzokera kwakare, akandogara Nineve.
38
Ɀino wakati acinamata mumba maNisroki, mŋari wake, Adramereki naSharezeri ʋanakomana ʋake, ʋakamuʋuraya nomunondo, iʋo ʋakatizira kunyika yeArarati. Esari‐hadoni akamuteʋera paʋushe.
← Chapter 36
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 38 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66