bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 51
Isaiah 51
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 50
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 52 →
1
Nditererei, imi munoteʋera kururama, imi munotȿaka Jehova; cerekedzai ɗombo pamakatemŋa, negomba romugodi pamakacerwa.
2
Cerekedzai Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, naSara wakakuɓerekai; nokuti ndakamuɗana aciri mumŋe cete, ndikamuropafadza, ndikamuita ʋazhinji.
3
Nokuti Jehova wakanyaradza Zioni; wakanyaradza matoŋgo aro ose, akashandura renje raro riʋe seEdeni, nesaŋgo raro riʋe somunda waJehova; mufaro nokufarisisa ɀicawanikwa’mo, nokuʋoŋga nenzwi rokuimba.
4
Ndinzwei, imi ʋanhu ʋaŋgu; rerekai nzeʋe dzenyu kwandiri, imi rudzi rwaŋgu; nokuti ndicatema murairo, ɀakarurama ɀaŋgu ndicaɀiita ciedza caʋanhu.
5
Kururama kwaŋgu kuri pedyo, ruponeso rwaŋgu rwaɓuɗa, maʋoko aŋgu acatoŋga ʋanhu; ɀiwi ɀicandimirira, ɀicaʋimba noruʋoko rwaŋgu.
6
Tarirai kuɗeŋga nameso enyu, mucerekedze nyika pasi; nokuti ɗeŋga rose ricanyaŋgarika soʋutsi, nyika icasakara seŋguʋo; ʋagere’mo ʋacafa soʋunyunyu; asi ruponeso rwaŋgu rucaʋa nokusiŋgaperi, kururama kwaŋgu hakuŋgaperi.
7
Nditererei, imi munoziʋa kururama; imi ʋanhu ʋanomurairo waŋgu pamŋoyo yenyu; musatya kuɀidza kwaʋanhu, musavunduswa nokutuka kwaʋo.
8
Nokuti ɀipfunho ɀicaʋadya seŋguʋo, ɀiʋundudzi ɀicaʋadya semvere; asi kururama kwaŋgu kucaʋa’po nokusiŋgaperi, noruponeso rwaŋgu kuȿikira kumarudzi ose.
9
Muka, muka, ɀifukidze nesimba, iwe ruʋoko rwaJehova; muka sapamazuʋa akare, sapamarudzi eŋguʋa dzakare‐kare. Ko hamuzi imi makagura‐gura Rahabi, mukaɓaya cikara here?
10
Ko hamuzimi makapxisa guŋgwa, nemvura zhinji yeguŋgwa rakadzika, wakashandura nɀimbo dzakadzika dzeguŋgwa mukapaita nzira paŋgayambuka ʋakadzikinurwa here?
11
Ʋakasunuŋgurwa ʋaJehova ʋacadzoka, ʋacaenda Zioni ʋaciimba; mufaro usiŋgaperi ucaʋa pamisoro yaʋo, ʋacapiwa mufaro nokufarisisa, kucema nokugomera kucatiza.
12
Ini, iyeni, ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, unotya munhu unozofa, kana mŋanakomana womunhu, ucaitwa soʋuswa;
13
ukakaŋganwa Jehova Muiti wako, wakatatamura ɗeŋga rose, nokuteya nheyo dzenyika; uciŋgotya zuʋa rose nokuɗa kwehasha dzomumanikidzi, kana aciɀigadzira kuparadza here? Ko hasha dzomumanikidzi dziripi?
14
Musuŋgwa wakatapxa ucakurumidza kusunuŋgurwa, haaŋgafi nokuɓurukira mugomba, ɀokudya ɀake haɀiŋgashaikwi.
15
Nokuti ndini Jehova Mŋari wako, unomutsa guŋgwa, kuti mafuŋgu aro atinhire; Jehova wehondo ndiro zita rake.
16
Ndakaisa mashoko aŋgu mumuromo mako, ndikakufukidza mumumvuri woruʋoko rwaŋgu, kuti ndiʋambe ɗeŋga rose, nokuteya nheyo dzenyika, nditi kuZioni: Imi muri ʋanhu ʋaŋgu.
17
Muka, muka, simuka, iwe Jerusarema, wakanwa mukombe wokutsamŋa kwaJehova paruʋoko rwake; wakanwa mukombe wose wokudzedzeresa, ukaupedza kwaɀo.
18
Hakuna‐nomumŋe pakati paʋanakomana ʋake ʋose ʋaakaɓereka uŋgamutuŋgamirira, hakunauŋgamuɓata noruʋoko pakati paʋanakomana ʋose ʋaakarera.
19
Ɀinhu iɀi ɀiʋiri ɀakuwira; ndianiko ucakunzwira tsitsi? Kusiyiwa nokuparadzwa, nenzara nomunondo; ndiŋgakunyaradza sei?
20
Ʋanakomana ʋako ʋaziya, ʋaʋete pamigumo yenzira dzomumusha, semhuka yaɓatwa mumambure; ʋazadzwa nokutsamŋa kwaJehova nokutuka kwaMŋari wako.
21
Naiɀoɀo ɀino cinzwa cinhu ici, iwe unotambudzika, wakaɓatwa, asi usino‐kuɓatwa newaini:
22
Ɀanzi naShe wako Jehova, naMŋari wako, unoreʋerera ʋanhu ʋake: Tarirai, ndakabvisa mukombe wokudzedzeresa paruʋoko rwako, iwo mukombe uzere nokutsamŋa kwaŋgu, hauŋgazounwi ɀe;
23
ndicauisa muruʋoko rwaʋanokutambudza, iʋo ʋakati kwauri: Kotama, tifambe napamsoro pako; iwe ukaita musana wako sapasi, senzira yomumusha inofambga naʋanhu.
← Chapter 50
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 52 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66