bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 21
Isaiah 21
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 22 →
1
Cireʋo pamsoro perenje reguŋgwa. Ɀinobva kurenje, kunyika inotyisa, seɀampupuri ɀinopfuʋura kurutiʋi rweZasi.
2
Ndaratidzwa ciratidzo cinocemedza; munyeŋgeri unoita nokunyeŋgera, nomuparadzi unoparadza. Simuka iwe Erami, komba, iwe Media; ndagumisa kugomera kwaʋo kwose.
3
Saka ɀiʋuno ɀaŋgu ɀizere nokurwadziwa; ndaɓatwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka; ndakotamiswa, saka handigoni kunzwa; ndavunduswa, saka handigoni kuʋona.
4
Mŋoyo waŋgu unedzuŋgu, ndavunduswa neɀinotyisa; rubvunza‐ʋaeni rwandaiɗa rwashanduka cinhu cinondiɗeɗeresa.
5
Ʋanogadzira tafura, ʋanoisa ʋarindi, ʋanodya, ʋanonwa. Simukai, imi macinda, muzodze nhoʋo.
6
Nokuti heɀi ɀandaʋudzwa naShe; Enda, undoisa murindi; ŋgaareʋe ɀaanoʋona;
7
ɀino kana aciʋona ɓoka, naʋataȿi ʋamabiza ʋakaita ʋaʋiri‐ʋaʋiri, neɓoka remboŋgoro, neɓoka ramakamera, ŋgaaterere ɀakanaka‐naka.
8
Iye akaɗanidzira seshumba, aciti: Ishe, ndimire ŋguʋa dzose masikati pashoŋgwe yokurinda, noʋusiku bgose ndimire panɀimbo yaŋgu;
9
ɀino tarirai, kwoʋuya ɓoka raʋanhu, ʋataȿi ʋamabiza ʋakaita ʋaʋiri‐ʋaʋiri. Akapindura, akati: Babironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakaʋezwa yaʋamŋari ʋaʋo yaputsikirwa pasi.
10
Haiwa, ʋanhu ʋaŋgu ʋakapurwa, ɀiyo ɀeɓuriro raŋgu, ɀandakanzwa kunaJehova wehondo, Mŋari waIsraeri, ndiɀo ɀandakakuziʋisai.
11
Cireʋo pamsoro peDuma. Mumŋe unondiɗana, ari paSeiri, aciti: Nhai, murindi, iŋguʋa ipi yoʋusiku? Nhai, murindi, iŋguʋa ipi yoʋusiku?
12
Murindi ndokuti: Mambakwedza oȿika, noʋusiku ʋo. Kana muciɗa kubvunza, bvunzai; dzokai, ʋuyai.
13
Cireʋo pamsoro peArabia. Musaŋgo reArabia ndi’mo mamucaʋata, imi mapoka aʋafambi ʋeDedani.
14
Ʋigirai unenyota mvura! Ʋagere panyika yeTema ʋakaciŋgamidza ʋatizi neciŋgwa caʋo.
15
Nokuti ʋakaŋga ʋacitiza minondo, minondo yakavomorwa, noʋuta bgakakuŋgwa, nokumanikidzwa kwokurwa.
16
Nokuti heɀi ɀandakaʋudzwa naJehova: Gore risati rapera, samakore omunhu unoɓatira muɓairo, mbiri yose yaKedari icapera;
17
ʋakasara ʋeɓoka raʋanofura noʋuta, iʋo ʋanhu ʋanesimba ʋaʋana ʋaKedari, ʋacaʋa ʋashoma; nokuti Jehova, Mŋari waIsraeri, wakaɀitaura.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66