bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 41
Isaiah 41
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 40
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 42 →
1
Nyararai pamberi paŋgu, imi ɀiwi; ʋanhu ŋgaʋawane simba idɀa, ŋgaʋasweɗere, ipapo ŋgaʋataure; ŋgatisweɗere pamŋe cete kutoŋgerwa mhaka.
2
Ndianiko wakamutsa mumŋe kumabvazuʋa, unokunda pose‐pose paanotsika? Ndianiko unomupa marudzi aʋanhu, acimuɓatisa madzimambo paʋushe bgake? Unoʋaisa pamunondo wake seguruʋa, napaʋuta bgake sehundi inodziŋgwa nemhepo.
3
Unodziŋgana naʋo, ndokupfuʋura hake ɀakanaka nenzira yaasinakumbotsika netsoka dzake.
4
Ndianiko wakaɓate‐ɓasa iro nokuɀiita? Ndiye unoɗana marudzi kubvira pakutaŋga; ini Jehova, wokutaŋga, nouri kunowokupedzisira, ndini iye.
5
Ɀiwi ɀakaʋona, ɀikatya; migumo yenyika inoɗeɗera, inosweɗera, yoʋuya.
6
Mumŋe nomumŋe unoɓatsira wokwake; unoti kuhama yake: Tsuŋga hako mŋoyo.
7
Saiɀoɀo muʋezi unosimbisa mupfuri wendarama, nounopfura nenyundo unosimbisa unoroʋa panhera, aciti pamsoro pokunamatidza: Ɀakanaka; ndokuɀiroʋera nembambo kuti ɀirege kuzunuŋguka.
8
Asi iwe Israeri, muranda waŋgu, Jakobo, wandakasanaŋgura, ʋana ʋaAbrahama shamŋari yaŋgu,
9
iwe wandakatora kumigumo yenyika, ndikakuɗana kumakona ayo, ndikati kwauri: Uri muranda waŋgu, ndakakusanaŋgura, handina‐kukurasha;
10
usatya, nokuti ndinewe; usavunduka, nokuti ndiri Mŋari wako; ndicakusimbisa, ɀirokwaɀo, ndicakuɓatsira; ɀirokwaɀo, ndicakutsigira noruʋoko rwaŋgu rworudyi rwokururama.
11
Tarira, ʋose ʋanokutsamŋira, ʋacanyadziswa ʋaʋe nenyadzi; ʋanokakaʋara newe ʋacaʋa secinhu cisi’po, ʋacaparara.
12
Ucaʋatȿaka, asi hauŋgaʋawani, iʋo ʋanokakaʋara newe; ʋanorwa newe ʋacaʋa secinhu cisi’po, secinhu cisinamaturo.
13
Nokuti ini Jehova, Mŋari wako, ndicaɓata ruʋoko rwako rworudyi, ndiciti kwauri: Usatya, ini ndicakuɓatsira.
14
Usatya, iwe honye Jakobo, nemi ʋarume ʋaIsraeri; ini ndicakuɓatsira, ndiɀo ɀinotaura Jehova, mudzikinuri wako ndiye Mutȿene waIsraeri.
15
Tarira, ndakakuita mupuro mutȿa, unopinza, unameno; ucapura makomo, nokuaputsa‐putsa, ucaita ɀikomo ɀiʋe sehundi.
16
Ucaarudza, acatorwa nemhepo, campupuri cicaaparadzira kwose; iwe ucafarira Jehova, nokuɀirumbidza noMutȿene waIsraeri.
17
Ʋarombo naʋanoshaiwa ʋanotȿaka mvura, asi hai’po, marimi aʋo anowoma nenyota; ini, Jehova ndicaʋapindura, ini, Mŋari waIsraeri, handiŋgaʋarashi.
18
Ndicazarura nzizi pamakomo asinemiti, namatsime pakati pemipata; renje ndicariita dziʋa remvura, nenyika yakawoma ɀituɓu ɀemvura.
19
Ndicasima parenje miti ye misidari, nemiakasia, nemimirte, nemiorivi; ndicaisa musaŋgo misipresi, nemipaini, nemifiri, iyo yose;
20
kuti ʋaʋone, nokuziʋa, nokuraŋgarira, nokunzwisisa ʋose, kuti ruʋoko rwaJehova ndirwo rwakaita iɀoɀo, ʋuye kuti Mutȿene waIsraeri ndiye wakaɀisika.
21
Ɀanzi naJehova: Reʋai mhaka yenyu; ɀanzi namambo waJakobo: Ʋuyai namashoko enyu akasimba.
22
Ŋgaʋaʋuye nawo, ʋatiʋudze ɀicaitwa; tiʋudzei ɀinhu ɀakare, kuti ndeɀei, kuti tiɀiraŋgarire, tiziʋe kuguma kwaɀo; kana mutiziʋise ɀicazoʋa’po.
23
Tiʋudzei ɀinhu ɀicazoʋa’po pashure, tiziʋe kuti muri ʋamŋari; ɀirokwaɀo, itai ɀakanaka, kana itai ɀakaipa, kuti tishamiswe, tiɀiʋone tose pamŋe cete.
24
Tarirai imi hamuzi cinhu, neɓasa renyu harizi cinhu; unokusanaŋgurai unonyaŋgadza.
25
Ndamutsa mumŋe unobva kurutiʋi rwokumsoro, ɀino waȿika; mumŋe unobva kumaɓuɗazuʋa, unoɗana zita raŋgu; iye ucatsika ʋaɓati samatope, somuʋumbi unokanya ivu.
26
Ndianiko wakatiʋudza iɀoɀo kubvira pakutaŋga, kuti tiziʋe? Napaŋguʋa yakare, kuti titi: Ɀirokwaɀo? Ɀirokwaɀo, hakuna‐unotiʋudza, ɀirokwaɀo, hakuna‐unotiratidza, ɀirokwaɀo, hakuna‐unonzwa mashoko enyu.
27
Ndini ndicataŋga kuti kuZioni: Tarirai, tarirai, haʋo; ndicatumira Jerusarema nhume inoʋuya namashoko akanaka.
28
Kana ndicitarira, hakunomunhu; pakati paʋo hakuna‐unogona kurairira, uŋgapindura shoko, kana ndiciʋabvunza.
29
Tarirai, aʋa ʋose haʋanamaturo, maɓasa aʋo haanamaturo, haazi cinhu; mifananidzo yaʋo yakaʋumbga imhepo neɀisinamaturo.
← Chapter 40
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 42 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66