bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 60
Isaiah 60
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 59
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 61 →
1
Simuka, uveneke, nokuti ciedza cako caȿika, kubginya kwaJehova kwaɓuɗa pamsoro pako.
2
Nokuti, tarira, rima ricafukidza nyika, nerima guru marudzi aʋanhu; asi Jehova ucaɓuɗa pamsoro pako, kubginya kwake kucaʋonekwa pamsoro pako.
3
Marudzi acaʋuya kuciedza cako, namadzimambo kukubginya kwakakuɓuɗira.
4
Riŋgira kwose‐kwose nameso ako, uʋone: ʋose ʋanoʋuŋgana pamŋe cete, ʋaciʋuya kwauri; ʋanakomana ʋako ʋacaʋuya ʋacibva kure, ʋakunda ʋako ʋacaɓerekwa pahudyu.
5
Ipapo ucaɀiʋona ukapenya nomufaro, mŋoyo wako ucaɗeɗera nokufariswa; nokuti ɀakawanda ɀeguŋgwa ɀicaiswa kwauri, fuma yamarudzi aʋanhu icaʋuya kwauri.
6
Makamera mazhinji‐zhinji acakufukidza, nemhuru dzamakamera eMidiani neEfa; ʋose ʋeSheba ʋacaʋuya, ʋacaʋuya nendarama neɀinonhuwira, ʋacaparidza kurumbidzwa kwaJehova.
7
Mapoka ose amakwai eKedari acaʋuŋganidzirwa kwauri, makondobge eNebayoti acakushumira; ɀicaiswa paartari yaŋgu ndi ciɀifarira, ndicashoŋgedza imba yokukudzwa kwaŋgu.
8
Ndianiko aʋa ʋanobururuka segore, senjiʋa dzinoʋuya kumawindi eɀirugu ɀadzo?
9
Ɀirokwaɀo, ɀiwi ɀicandimirira, neɀikepe ɀeTarshishi ɀicatuŋgamira ɀiciʋuya naʋanakomana ʋako ʋanobva kure, ʋaciʋuya nesirveri yaʋo nendarama yaʋo kuɀiisa kuzita raJehova Mŋari wako, nokunoMutȿene waIsraeri, nokuti ndiye wakakushoŋgedza.
10
Ʋatorwa ʋacaʋaka maȿiŋgo ako, madzimambo aʋo acakushumira; nokuti ndakakuroʋa nokutsamŋa kwaŋgu, asi ndakakunzwira nyasha neŋgoni dzaŋgu.
11
Masuʋo ako acagara akazaruka ŋguʋa dzose, haaŋgazarirwi masikati noʋusiku, kuti ʋaʋuyise kwauri fuma yamarudzi aʋanhu namadzimambo aʋo, akatapxa.
12
Nokuti rudzi noʋushe, ɀinoramba kukushumira, ɀicaparara; ɀirokwaɀo marudzi iwayo acaparadzwa cose.
13
Ɀinobginya ɀeRebanoni ɀicaʋuya kwauri, misipresi, nemipaini nemifiri pamŋe cete, kuti ndishoŋgedze nɀimbo yeimba yaŋgu tȿene; ʋuye ndicabginyisa nɀimbo yetsoka dzaŋgu.
14
Ʋanakomana ʋaʋatambudzi ʋako ʋacaʋuya kwauri ʋacikotama; ʋose ʋaikuɀidza ʋacaɀikotamisa pasi‐pasi petsoka dzako; ʋacakutumidza zita rokuti, Guta raJehova, ɀioni roMutȿene waIsraeri.
15
Wakaŋga wakasiyiwa nokuʋeŋgwa, kusisinomunhu waipfuʋura nomukati mako, asi ɀino ndicakuita cinhu cinorumbidzwa nokusiŋgaperi, cinofarirwa kuȿikira kumarudzi mazhinji.
16
Ucamna ʋo mukaka wamarudzi, ucamna mazamu amadzimambo; ipapo ucaziʋa kuti ini Jehova, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, Wamasimba‐ose waJakobo.
17
Panɀimbo yendarira ndicaʋuya nendarama, panɀimbo yeɗare ndicaʋuya nesirveri, panɀimbo yamatanda safuri, napanɀimbo yamabge ɗare. Rugare ndicarugadza ruʋe madzishe ako, noKururama kuʋe ʋaɓati ʋako.
18
Ɀinoitwa nesimba haɀicazonzwiki panyika yako, kana kurashwa nokuparadzwa pamiganho yako; asi ucatumidza maȿiŋgo ako zita rokuti, Ruponeso, namasuʋo ako Rumbidzo.
19
Zuʋa haricazoʋi ciedza cako masikati, mŋedzi hauŋgazokuvenekeri nokupenya kwawo; asi Jehova ucaʋa kwauri ciedza cisiŋgaperi, naMŋari wako kunaka kwako.
20
Zuʋa rako haricazoʋiri, mŋedzi wako hauŋgatapudziki; nokuti Jehova ucaʋa ciedza cako cisiŋgaperi, mazuʋa okucema kwako acaguma.
21
Ʋanhu ʋako ʋose ʋacaʋa ʋakarurama, ʋacagara nhaka yenyika nokusiŋgaperi, ʋacaʋa ɗaʋi randakasima, neɓasa ramaʋoko aŋgu, kuti ndikudzwe.
22
Muɗuku ucaʋa curu, wakaɗukupa ucaʋa rudzi runesimba; ini Jehova ndicakurumidza kuɀiita neŋguʋa yaɀo.
← Chapter 59
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 61 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66