bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 57
Isaiah 57
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 56
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 58 →
1
Wakarurama unoparara, asi hakunomunhu unehanya naɀo; naʋanoɗa Mŋari ʋanobviswa, kusinomunhu unoraŋgarira kuti ʋakarurama ʋanobviswa paɀakaipa.
2
Unopinda parugare; ʋanozorora panhoʋo dzaʋo, iye mumŋe nomumŋe, unofamba pakururama kwake.
3
Asi sweɗerai pano, imi ʋanakomana ʋomuroyi, ɀiɓereko ɀemhombge necifeʋe.
4
Munofara pamsoro pani? Munoshamisirani muromo wenyu, nokuɓuɗisa rurimi rwenyu? Ko hamuzi ʋana ʋokuɗarika, ɀiɓereko ɀenhema,
5
iyemi, munoɀimutsa pakati pemiouki, napasi pomuti mumŋe nomumŋe mutema, imi munoɓaya ʋana mumipata, pasi pemikaha yamatombo?
6
Pakati pamabge anotedza omupata ndi’po panomugoʋe wako; iwo, iwo ndiɀo ɀawakagoʋerwa; ndiɀo ɀawakaɗururira cipiriso cinoɗururwa, ɀawakaʋigira cipo. Ko ini ndicayananiswa naiɀoɀo here?
7
Wakawadza nhoʋo dzako pamsoro pegomo rakareɓa rakakwirira; ndi’ko kwawakakwira kundoɓayira ɀiɓayiro.
8
Wakaisa ciraŋgaridzo cako shure kwemikoʋa neɀiʋiʋo, nokuti wakaɀifukurira mumŋe, asati ari ini, ukakwira; wakakurisa nhoʋo dzako, ukaita suŋgano naʋo; wakaɗa nhoʋo dzaʋo kwawakadziwana.
9
Ukaenda kunamambo namafuta, ukawedzera ɀinonhuwira ɀako, ukatuma nhume dzako kure, ukaɀininipisa kuȿikira paSheori.
10
Wakaneta norwendo rwako rukuru; kunyaŋge ɀakaɗaro hauna‐kuti: Haɀinamaturo; wakawana simba rako riciʋandudzwa, naiɀoɀo hauna‐kupera simba.
11
wakatya nokuvunduka aniko, ɀawareʋa nhema, ukasandiraŋgarira, nokuʋa nehanya? Ko ini handina‐kuramba ndinyerere ŋguʋa refu, ukasanditya here?
12
Ndicaparidza kururama kwako; kana ari maɓasa ako, haaŋgakuɓatsiri.
13
Kana uciɗanidzira, aʋo ʋawakaʋuŋganidza, ŋgaʋakurwire; asi mhepo icaʋatora, mŋeya ucaʋabvisa ʋose; asi unoʋimba neni, nyika icaʋa yake, ucagara nhaka yegomo raŋgu dɀene.
14
Ɀicanzi: Tutirai, tutirai, gadzirai nzira, bvisai cigumbuso panzira yaʋanhu ʋaŋgu.
15
Nokuti ɀanzi noWakakwirira Urikumsoro, unogara mukusiŋgaperi, unezita rinonzi Dɀene: Ndinogara pakakwirira napanɀimbo tȿene, ʋuye nounomŋeya wakapxanyika unoɀininipisa, kuti ndiponese ɀe mŋeya wounoɀininipisa, ndiponese ɀe mŋoyo wowakapxanyika.
16
Nokuti handiŋgarwi nokusiŋgaperi, handiŋgatsamŋi ŋguʋa dzose; nokuti mŋeya uŋgapera simba pamberi paŋgu, nemŋeya yandakaita.
17
Nokuti ndakaŋga ndakatsamŋa nokuɗa kwokuipa kwokuciʋa kwake, ndikamuroʋa; ndakaʋanza ciso caŋgu, ndikatsamŋa; akaramba aciŋgotsauka nenzira yakaɗa mŋoyo wake.
18
Ndakaʋona nzira dzake, ndicamuporesa, ndicamufambisa ʋo, nokumunyaradza ɀe iye naʋanomucema.
19
Ndini ndinosika ɀiɓereko ɀemiromo; ɀanzi naJehova: Rugare, rugare kunouri‐kure nokunouri‐pedyo, ndicamuporesa.
20
Asi ʋakaipa ʋakafanana neguŋgwa rakabvoŋgodzwa; nokuti harigoni kuzorora, asi mvura yaro inoɓuɗisa matope namarara.
21
Ɀanzi naMŋari waŋgu: Ʋakaipa haʋanorugare.
← Chapter 56
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 58 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66