bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 56
Isaiah 56
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
1
Ɀanzi naJehova: Ceŋgetai kururamisa, muite ɀakarurama; nokuti ruponeso rwaŋgu rwoɗokuȿika, kururama kwaŋgu kworatidzwa.
2
Wakaropafadzwa munhu unoita iɀoɀi, nomŋanakomana womunhu unoɀiɓatisisa, unoceŋgeta saɓata kuti arege kurimhura, nokudzora ruʋoko rwake kuti arege kuita cinhu cakaipa.
3
Mutorwa wakanamatira Jehova, ŋgaarege kutaura aciti: Ɀirokwaɀo Jehova ucandiparadzanisa naʋanhu ʋake; nowakacekwa ŋgaarege kuti: Tarirai, ndiri muti wakawoma.
4
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro paʋakacekwa, ʋanoceŋgeta masaɓata aŋgu, nokusanaŋgura ɀinhu ɀinondifadza, ʋaciɓatisisa suŋgano yaŋgu:
5
Ndicaʋapa mumba maŋgu nomukati mamaȿiŋgo aŋgu ciyeʋudzo nezita rinopfuʋura raʋanakomana naʋanasikana; ndicaʋapa zita risiŋgaperi, risiŋgazoparadzwi.
6
Naʋatorwa ʋo ʋanonamatira Jehova, kuti ʋamushumire, nokuɗa zita raJehova, nokuʋa ʋaranda ʋake, mumŋe nomumŋe unoceŋgeta saɓata kuti arege kurimhura, nokuɓatisisa suŋgano yaŋgu;
7
iʋaʋo ndicaʋaʋuyisa kugomo raŋgu dɀene, nokuʋafadza muimba yaŋgu yokunyeŋgetera; ɀipiriso ɀaʋo ɀinopiswa neɀiɓayiro ɀaʋo ɀicagamucirwa paartari raŋgu; nokuti imba yaŋgu icanzi imba yokunyeŋgetera yaʋanhu ʋose.
8
Ishe Jehova, unoʋuŋganidza ʋakadziŋgwa ʋaIsraeri, unoti: Ndicaʋuŋganidza ɀe ʋamŋe kwaari, pamŋe cete naʋake ʋakaʋuŋganidzwa.
9
Imi ɀikara ɀose ɀokusaŋgo, ʋuyai mudye, imi ɀikara ɀose ɀokuɗondo.
10
Nharirire dzake mapofu, ʋose haʋaneziʋo; dzose imbga dzisiŋgagoni kutaura, dzisiŋgagoni kuʋukura, dzinorota, dzinoʋata pasi, dzinofarira kuʋata.
11
Ɀirokwaɀo, imbga dzinokara, dzisiŋgatoŋgoguti; aʋa ʋafudzi, ʋasiŋgagoni kunzwisisa, mumŋe nomumŋe wakatsaukira kunzira yake, mumŋe nomumŋe kufuma yake, ʋose‐ʋose.
12
Ʋanoti: Ʋuyai, ndicaʋuya newaini, ticaguta neɀinoɓata, maŋgwana acaita sezuʋa ranhasi, zuʋa guru‐guru kwaɀo.
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66