bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 3
Isaiah 3
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 4 →
1
Nokuti tarirai, Ishe, Jehova wehondo unotorera Jerusarema naJuda mutsigiro nomuɗonɀo, mutsigiro wose weɀokudya, nomutsigiro wose wemvura;
2
munhu wemhare, nomunhu wehondo; mutoŋgi, nomuprofita, nomuʋuki, nomukuru;
3
mukuru wamakumi mashanu, nounokudzwa, namakota, nemhizha dzakacenjera, nomuʋuki unoziʋa.
4
Ndicaʋapa ʋanana aʋe macinda aʋo, ʋacaɓatwa naʋacece.
5
Ʋanhu ʋacamanikidzwa, mumŋe acimanikidza mumŋe, nomumŋe nomumŋe nowokwake; mŋana ucaʋa namanyawi kunaʋakuru, nowakaɀidzwa kunounokudzwa.
6
Musi uyo munhu ucaɓata munuŋuna wake mumba maɓaɓa ʋake, aciti: Iwe uneŋguʋo, ciʋa mutoŋgi weɗu; kuparadzwa uku ŋgakugadzirwe noruʋoko rwako.
7
Ɀino nezuʋa iro ucaɗanidzira, aciti: Handiɗi kuʋa ŋaŋga, nokuti mumba maŋgu hamuneɀokudya neɀokufuka; musandiita mutoŋgi waʋanhu.
8
Nokuti Jerusarema raparadzwa, Juda wawa; nokuti marimi aʋo namaɓasa aʋo anopesana naJehova, kutsamŋisa meso ake anokubginya.
9
Ɀinoʋonekwa paɀiso ɀaʋo ɀinoʋapupurira; ɀiʋi ɀaʋo ʋanoɀiɓuɗisa pacena seSodoma; haʋaɀiʋanzi. Mŋeya yaʋo inenhamo, nokuti ʋakaɀiitira ɀakaipa.
10
Iti pamsoro powakarurama, kuti ucaʋa nomufaro; nokuti ʋacadya ɀiɓereko ɀamaɓasa aʋo.
11
Wakaipa unenhamo! iye haaŋgaʋi nomufaro, nokuti ucapiwa muɓairo wamaʋoko ake.
12
Kana ʋari ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ndiʋo ʋamanikidzi ʋaʋo, ʋakadzi ʋanoʋaɓata ʋushe. Haiwa, ʋanhu ʋaŋgu, ʋatuŋgamiriri ʋenyu ʋanokutadzisai, ndiʋo ʋanoparadza nzira dzamaifanira kufamba nadzo.
13
Jehova wasimuka kutamba mhaka; umire kuti atoŋge ʋanhu.
14
Jehova ucatoŋga ʋakuru ʋaʋanhu ʋake namacinda aʋo, aciti: Ndimi mapedza munda wemizambiriŋga; ɀakapambga ɀaʋarombo ɀiri mudzimba dzenyu.
15
Munoiteiko ɀamunopxanya ʋanhu ʋaŋgu, mucikuya ɀiso ɀaʋarombo? Ndiɀo ɀinotaura Ishe, Jehova wehondo.
16
Ʋuye ɀe Jehova wakati: Ʋakunda ʋeZioni ɀaʋanamanyawi, ʋacifamba nemitsipa yakati tasa, ʋaciita meso‐meso, ʋacifamba ʋacinzenzeta, ɀiri pamakumbo aʋo ɀiciti ŋgwereŋgwere,
17
naiɀoɀo Ishe ucaroʋa nhoŋgonya dzemisoro yaʋakunda ʋaZioni negwenu‐kwenu; Jehova ucafukura miʋiri yaʋo.
18
Nezuʋa iro Ishe ucabvisa ʋukomba bgamakumbo aʋo, neɀizuʋa neɀimŋedzi;
19
neɀinoremberedzwa, noʋuketani bgamaʋoko, neɀifukidzo;
20
neɀishoŋgo ɀomusoro, noʋuketani bgamakumbo, neɀisuŋgo, neɀitende ɀeɀinonhuwira, namazaŋgo;
21
neɀimhete, noʋukomba bgemhino;
22
neŋguʋo dzomutambo, neɀijasi, neɀijari, neɀikwama;
23
neɀiʋoni‐ʋoni ɀamaʋoko, nomuceka wakaiȿo‐naka, nemiceka yomusoro, neɀifukidzo ɀameso.
24
Ɀino ɀicaitika kuti panɀimbo yeɀinonhuwira pacaʋa neɀinonhuwa; panɀimbo yebanire pacaʋa norwonzi; panɀimbo yevudzi rakarukwa ɀakanaka, pacaʋa nemhazha; panɀimbo yeŋguʋo yakaisonaka, pacaʋa necisimiro cegudza; nokupiswa kwoʋuranda panɀimbo yokunaka.
25
Ʋarume ʋenyu ʋacaparadzwa nomunondo, nemhare dzenyu pakurwa.
26
Masuʋo aro acacema nokurira; ricaitwa ɗoŋgo ndokugara pasi.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66
Recommended Reading
Commentary
Isaiah Commentaries
→
Devotional
Isaiah Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→