bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Isaiah 64
Isaiah 64
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 63
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 65 →
1
Haiwa, ɗai maibvarura ɗenga, mukaɓuruka, makomo akaɗeɗera pamberi penyu,
2
seɀinoita mŋoto kana ucipisa ʋutsotso, nomŋoto kana uciʋirisa mvura, kuti muziʋise ʋadziʋisi ʋenyu zita renyu, kuti marudzi aɗeɗere pamberi penyu!
3
Paŋguʋa yamakaita ɀinhu ɀinotyisa, ɀatakaŋga tisina‐kutarira, mukaɓuruka, makomo akaɗeɗera pamberi penyu.
4
Nokuti kubva paŋguʋa yakare ʋanhu haʋana‐kunzwa, kana kunzwisisa nenzeʋe, kunyaŋge neziso harina‐kuʋona Mŋari kunze kwenyu, iye unoɓatira ʋanomumirira.
5
Munosoŋgana nounofarira kuita ɀakarurama, iʋo ʋanokuraŋgarirai panzira dzenyu; tarirai, makaŋga makatsamŋa, nesu takatadza; takaŋga takaɗaro ŋguʋa refu, ɀino tiŋgaponeswa here?
6
Nokuti isu tose taʋa sounetȿina, kururama kweɗu kwose kwafanana neŋguʋo inetȿina; isu tose tinowoma seshizha, ɀakaipa ɀeɗu ɀinotibvisa semhepo.
7
Hakuna‐unoɗana zita renyu, unoɀimutsa kuti akunamatireyi; nokuti makatiʋanzira ciso cenyu, mukatinyuŋgurusa neɀakaipa ɀeɗu.
8
Asi ɀino Jehova, muri Ƃaɓa ʋeɗu; isu tiri ivu, imi muri muʋumbi weɗu, isu tose tiri ɓasa roruʋoko rwenyu.
9
Regai kutsamŋa ɀikuru, Jehova, ʋuye regai kuraŋgarira ɀakaipa ɀeɗu nokusiŋgaperi; tarirai, ɗoʋonai, tiri ʋanhu ʋenyu.
10
Maguta enyu matȿene ashanduka renje, Zioni rashanduka renje, Jerusarema raʋa ɗoŋgo.
11
Imba yeɗu tȿene, yakanakisa, pamakarumbidzwa namadziɓaɓa eɗu, yatȿa nomŋoto; nɀimbo dzeɗu dzose, dzataifarira, dzaparadzwa.
12
Jehova, muŋgaɀidzora nokuɗa kweɀinhu iɀi here? Mucaramba munyerere, mucititambudza ɀikuru here?
← Chapter 63
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 65 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66