bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Numbers 17
Numbers 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
1
Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati:
2
Taura naʋana ʋaIsraeri, utore kwaʋari tȿimbo, imŋe paimba imŋe neimŋe yamadziɓaɓa aʋo, tȿimbo dzinegumi nembiri, pamacinda aʋo ose nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo; ɀino unofanira kunyora zita romumŋe nomumŋe patȿimbo yake.
3
Asi zita raAroni unofanira kurinyora patȿimbo yaRevi; nokuti kunofanira kuʋa netȿimbo imŋe yomukuru mumŋe nomumŋe wedzimba dzamadziɓaɓa aʋo.
4
Ɀino unofanira kudziceŋgeta mutente rokusoŋgana pamberi peareka yecipupuriro, pandinosoŋgana nemi.
5
Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako.
6
Ɀino Mosesi akataura naʋana ʋaIsraeri, macinda aʋo ose akamupa tȿimbo, imŋe yomucinda mumŋe nomumŋe nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ndidzo tȿimbo gumi nembiri; netȿimbo yaAroni yakaŋga iri pakati petȿimbo dzaʋo.
7
Mosesi akaceŋgeta tȿimbo idzo pamberi paJehova mutente recipupuriro.
8
Fume maŋgwana Mosesi akapinda mutente recipupuriro, ʋonei tȿimbo yaAroni yeimba yaRevi yakaŋga yaɓuka, yaʋa namaɓukira, yaɓuɗisa maruʋa, yaɓereka maamanda akaŋga aibva.
9
Ipapo Mosesi akaɓuɗisa tȿimbo dzose pamberi paJehova kuʋanhu ʋaIsraeri ʋose; ʋakatarira, mumŋe nomumŋe akatora tȿimbo yake.
10
Jehova akati kunaMosesi: Dzosera tȿimbo yaAroni pamberi pecipupuriro, iceŋgetwe ciʋe ciratidzo caʋanhu ʋakandimukira; kuti ugumise kundinyunyutira kwaʋo, ʋarege kufa.
11
Mosesi akaita saiɀoɀo; seɀaakarairwa naJehova, ndiɀo ɀaakaita.
12
Ʋana ʋaIsraeri ʋakataura naMosesi, ʋakati: Tarira, tofa, topera, topera tose.
13
Mumŋe nomumŋe unosweɗera, unosweɗera kutabernakeri yaJehova, unofa; ɀino ticafa tose kanhi?
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36