bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Numbers 34
Numbers 34
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 35 →
1
Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati:
2
Raira ʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana maȿika munyika yeKanani, (ndiyo nyika icaʋa nhaka yenyu, iyo nyika yeKanani, kuȿikira kumiganho yayo,)
3
rutiʋi rwenyu rwezasi runofanira kutaŋga murenje reZini rucienda nokurutiʋi rweEdomi; muganho wenyu wezasi ucataŋga pamuʋuyo weGuŋgwa roMunyu, ucienda kumabvazuʋa;
4
ɀino muganho wenyu upote necezasi kwegomo reAkrabimi, ndokupfuʋurira kuZini, ugoɓuɗa necezasi kweKadeshi‐barnea; ɀino upfuʋure kuHazari‐adari, ugondoȿika Azmoni;
5
ɀino muganho unofanira kupota ucitaŋga paAzmoni, kuȿika kurukoʋa rweEgipita, ndokuɓuɗa paGuŋgwa.
6
Muganho wenyu wokumaʋirazuʋa ndiro Guŋgwa Guru nenyika yaro; ndiwo muganho wokumaʋirazuʋa.
7
Ndiwo muganho wenyu wokumsoro: Kubva paGuŋgwa Guru munofanira kutara muganho wenyu kuȿika pagomo reHori;
8
kubva paHori munofanira kutara muganho wenyu kuȿika paʋanopinda paHamati, muganho ugondogumira paZedadi.
9
Ɀino muganho upfuʋurire kuȿika paZifroni, ugondoguma paHazari‐enani; ndiwo muganho wenyu wokumsoro.
10
Munofanira kutara ʋo muganho wenyu wokumabvazuʋa, kubva paHazari‐enani kuȿika paShefami.
11
Kubva paShefami muganho uɓurukire Ribra, kumabvazuʋa kweAini; ɀino muganho uɓuruke, ugondoȿika kurutiʋi rweguŋgwa reKinereti kumabvazuʋa;
12
ɀino muganho uɓurukire kuJoridani, ugondoguma paGuŋgwa roMunyu; ndiyo icaʋa nyika yenyu nemiganho yayo kunhiʋi dzose.
13
Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri, akati: Ndiyo nyika yamucapiwa nemijenya iʋe nhaka yenyu, yakarairwa naJehova kuti ipiwe marudzi mapfumbamŋe nehafu;
14
nokuti rudzi rwaʋana ʋaRubeni, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, norudzi rwaʋana ʋaGadi, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋatopiwa haʋo, nehafu yorudzi rwaManase ʋatopiwa haʋo nhaka yaʋo;
15
marudzi awa maʋiri nehafu akapiwa nhaka yawo necemhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa kunoɓuɗa zuʋa nako.
16
Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati:
17
Ndiwo mazita aʋarume ʋanofanira kukugoʋerai nyika kuti iʋe nhaka yenyu: Ereazari muprista, naJoshua, mŋanakomana waNuni.
18
Munofanira kutsaura ʋo mucinda mumŋe kurudzi rumŋe norumŋe kugoʋera nyika iʋe nhaka yenyu.
19
Ndiwo mazita aʋarume iʋaʋo: Kurudzi rwaJuda, Karebi, mŋanakomana waJefune;
20
kurudzi rwaʋana ʋaSimeoni, Shemueri, mŋanakomana waAmihudi;
21
kurudzi kwaBenjamini, Eridadi, mŋanakomana waKisroni;
22
kurudzi rwaʋaDani, mucinda Buki, mŋanakomana waJogri;
23
kuʋana ʋaJosefa, kurudzi rwaʋana ʋaManase, mucinda Hanieri, mŋanakomana waEfodi;
24
kurudzi rwaʋana ʋaEfraimi, mucinda Kemueri, mŋanakomana waShiftani;
25
kurudzi rwaʋana ʋaZeburuni, mucinda Erizafani, mŋanakomana waParnaki;
26
kurudzi rwaʋana ʋaIsakari, mucinda Partieri, mŋanakomana waAzani;
27
kurudzi rwaʋana ʋaAsheri, mucinda Ahihudi, mŋanakomana waSheromi;
28
kurudzi rwaʋana ʋaNaftari, mucinda Pedaheri, mŋanakomana waAmihudi.
29
Ndiʋo ʋakarairwa naJehova kuti ʋagoʋere nyika yeKanani, iʋe nhaka yaʋana ʋaIsraeri.
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 35 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36