bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Numbers 23
Numbers 23
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 24 →
1
Ɀino Barami akati kunaBaraki: Ndiʋakire pano artari nomŋe, undigadzirire pano nzombe nomŋe namakondobge manomŋe.
2
Baraki akaita seɀakataura Barami; Baraki naBarami ʋakaɓayira paartari imŋe neimŋe nzombe imŋe negondobge rimŋe.
3
Ɀino Barami akati kunaBaraki: Cimira iwe pacipiriso cako cinopiswa, asi ini ndicaenda; ɀimŋe Jehova ucaʋuya kuzosoŋgana neni; ɀose ɀaanondiratidza, ndicakuʋudza iɀo. Akaenda pakakwirira, pakaŋga pasinecinhu.
4
Ipapo Mŋari akasoŋgana naBarami, iye akati kwaari: Ndagadzira artari nomŋe, ndikaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.
5
Jehova akaisa shoko mumuromo waBarami, akati: Dzokera kunaBaraki, utaure kwaari kuɗai.
6
Akadzokera kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, iye namacinda ose aMoabi.
7
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Baraki wakanditora paArami, Mambo waMoabi wakanditora pamakomo okumabvazuʋa, Aciti: Ʋuya unditukire Jakobo, Ʋuya, unditsamŋire Israeri.
8
Ini ndiŋgatuka seiko usina‐kutukwa naMŋari; Ini ndiŋgatsamŋira seiko usina‐kutsamŋirwa naJehova?
9
Nokuti ndinomuʋona ndiri pamsoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamsoro peɀikomo; Tarira, ndiʋanhu ʋanogara ʋari ʋoga, Haʋaŋgaʋereŋgwi pakati pendudzi.
10
Ndianiko uŋgaʋereŋga guruʋa raJakobo, Kana kuʋereŋga cikamu cecinna caIsraeri? Kuguma kwaŋgu ŋgakufanane nokwake!
11
Ɀino Baraki akati kunaBarami: Wandiiteiko? Ndandokutora kuti utuke ʋaʋeŋgi ʋaŋgu; tarira, waramba uciŋgoʋaropafadza.
12
Akapindura, akati: Ko handifaniri kucenjera kuti nditaure ɀinoiswa naJehova mumuromo maŋgu here?
13
Baraki akati kwaari: Ƌoʋuya hako neni kuneimŋe nɀimbo, pauŋgaʋaʋona uri’po; uŋgaŋgoʋona ʋokumudziʋo ʋoga, hauŋgaʋaʋoni ʋose; nditukirei iʋo uri ipapo.
14
Ɀino akaenda naye kumunda waZofimi, pamsoro pePisga, akaʋaka artari nomŋe, akaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.
15
Akati kunaBaraki: Cimira pano pacipiriso cako cinopiswa, ini ndindosoŋgana naJehova uko.
16
Ipapo Jehova akasoŋgana naBarami, akaisa shoko mumuromo make, akati: Dzokera kunaBaraki, utaure kuɗai.
17
Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, macinda aMoabi anaye. Baraki akati kwaari: Jehova wakataureiko?
18
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Simuka, iwe Baraki, unzwe; Nditerere, iwe mŋanakomana waZipori:
19
Mŋari haazi munhu, haaŋgareʋi nhema; Kunyaŋge mŋanakomana womunhu, haaŋgashanduki; Caakataura, haaŋgaciiti kanhi? Caakataura, haaŋgacisimbisi kanhi?
20
Tarira, ndakarairwa kuti ndiropafadze; Iye wakaropafadza, ini handigoni kuɀishandura.
21
Haana‐kuʋona ɀakaipa kunaJakobo; Haana‐kuʋona ɀakashata kunaIsraeri; Jehova Mŋari wake unaye, Ʋanopupurira mambo pakati paʋo.
22
Mŋari wakaʋaɓuɗisa Egipita, Unesimba rakafanana nerenyati.
23
Ɀirokwaɀo hakunoʋuŋaŋga kunaJakobo, Ʋuye hakuno‐kuʋuka kunaIsraeri; Ɀino ɀicarebga pamsoro paJakobo napamsoro paIsraeri, Ɀakaitwa naMŋari.
24
Tarirai, ʋanhu aʋo ʋanosimuka seshumbakadzi, Ʋanosimuka seshumba. Haʋaŋgaʋati pasi ʋasati ʋadya cakaɓatwa, Nokunwa ropa recakaʋurawa.
25
Ɀino Baraki akati kunaBarami: Usatoŋgoʋatuka, kana kutoŋgoʋaropafadza.
26
Asi Barami wakapindura, akati kunaBaraki: Handina‐kukuʋudza here, ndikati: Ɀose ɀinotaurwa naJehova, ndiɀo ɀandinofanira kuita?
27
Baraki akati kunaBarami: Ʋuya ɀino, ndiende newe kuneimŋe nɀimbo; ɀimŋe Mŋari uŋgafara naɀo kuti unditukire iʋo, uri ipapo.
28
Ɀino Baraki akaenda naBarami pamsoro pePeori, panotarira pasi kurenje.
29
Barami akati kunaBaraki: Ndiʋakire pano artari nomŋe, undigadzirire pano nzombe nomŋe namakondobge manomŋe.
30
Baraki akaita seɀakarebga naBarami, akaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 24 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36