bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 10
Revelation 10
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 11 →
1
Ɀino ndakaʋona mumŋe mutumŋa unesimba aciɓuruka kuɗeŋga, akapfeka gore; muraraʋuŋgu wakaŋga uri pamusoro wake, ciso cake cakaŋga cakaita sezuʋa, netsoka dzake sembiru dzomŋoto.
2
Wakaŋga akaɓata buku ɗuku yakazaruka muruʋoko rwake, akaisa rutsoka rwake rworudyi pamsoro peguŋgwa, norworuɓoshwe pamsoro penyika;
3
akaɗanidzira nenzwi guru seshumba inorira; iye wakati aɗanidzira, kutinhira kunomŋe kukaɓuɗisa manzwi ako.
4
Ɀino kutinhira kunomŋe kwakati kwareʋa, ndakaŋga ndonyora, ndikanzwa inzwi ricibva kuɗeŋga, riciti: Zarira ɀarebga nokutinhira kunomŋe, usaɀinyora.
5
Ipapo mutumŋa uya wandakaʋona amire pamsoro peguŋgwa napamsoro penyika, wakasimudzira ruʋoko rwake rworudyi kuɗeŋga,
6
akapika naiye uri mupenyu nokusiŋgaperi‐peri, wakasika ɗeŋga neɀiri’mo, nenyika neɀiri’mo, neguŋgwa neɀiri’mo, kuti ŋguʋa haiŋgazoʋi’po.
7
Asi namazuʋa enzwi romutumŋa wecinomŋe, kana ʋoɗo‐kuridza, ɀakaʋanzika ɀaMŋari ɀicapedziswa, seɀaakaparidzira ʋaranda ʋake, iʋo ʋaprofita.
8
Ipapo inzwi riya randakanzwa ricibva kuɗeŋga, rakataura ɀe kwandiri, riciti: Enda utore buku yakazaruka iri muruʋoko rwomutumŋa, umire pamsoro peguŋgwa napamsoro penyika.
9
Ndikaenda kumutumŋa, ndikati kwaari: Ndipei buku ɗuku. Iye akati kwandiri: Tora, uidye; icaʋaʋisa muɗumbu mako, asi mumuromo mako icanaka soʋuci.
10
Ipapo ndakatora buku ɗuku muruʋoko rwomutumŋa, ndikaidya; ikanaka mumuromo maŋgu soʋuci; asi ndakati ndaidya, muɗumbu maŋgu mukaʋaʋiswa.
11
Ʋakati kwandiri: Unofanira kuprofita ɀe pamsoro paʋanhu ʋazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22