bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 15
Revelation 15
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 16 →
1
Ɀino ndakaʋona cimŋe ciratidzo kuɗeŋga, cikuru cinoshamisa, ici: Ʋatumŋa ʋanomŋe ʋanamaɗambudziko manomŋe okupedzisira, nokuti kutsamŋa kwaMŋari kwakapera nawo.
2
Ndikaʋona cakaita seguŋgwa rinoʋonekera rakaveŋganiswa nomŋoto, naiʋo ʋakaʋuya ʋakunda cikara nomufananidzo waco, neciʋereŋgo cezita raco, ʋamire pamsoro peguŋgwa rinoʋonekera, ʋanoʋuɗimbga bgaMŋari.
3
Ʋakaŋga ʋaciimba rwiyo rwaMosesi, muranda waMŋari, norwiyo rweGwaiana, ʋaciti: Ishe, Mŋari wamasimba ose, maɓasa enyu akakura, anoshamisa; Mambo wamarudzi, nzira dzenyu dzakarurama, ndedzaɀokwaɗi.
4
Ndianiko uŋgarega kutya nokukudza zita renyu, Ishe? Nokuti imi moga muri mutȿene; nokuti marudzi ose acaʋuya, acinamata pamberi penyu; nokuti kururama kwenyu kwakaratidzwa.
5
Shure kwaiɀoɀo ndakaʋona tembere yetabernakeri yoʋucapupu yokuɗeŋga yakazarurwa;
6
mutembere mukaɓuɗa ʋatumŋa ʋanomŋe ʋanamaɗambudziko manomŋe, ʋakafuka muceka wakacena unopenya, ʋakasuŋgwa paɀifuʋa ɀaʋo namabanhire endarama.
7
Ipapo cimŋe ceɀisikwa ɀipenyu ɀinna cakapa ʋatumŋa ʋanomŋe ndiro nomŋe dzendarama, dzizere nokutsamŋa kwaMŋari, iye mupenyu nokusiŋgaperi‐peri.
8
Tembere ikazara noʋutsi bgunobva pakubginya kwaMŋari napasimba rake; kukasaʋa nomunhu wakagona kupinda patembere, kuȿikira maɗambudziko manomŋe aʋatumŋa ʋanomŋe apera.
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 16 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22