bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 13
Revelation 13
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 14 →
1
Ɀino ndakaʋona cikara cicikwira cicibva muguŋgwa, cinenyaŋga dzinegumi nemisoro minomŋe; napamsoro penyaŋga dzaco pakaŋga panekorona dzinegumi, napamsoro pemisoro yaco mazita okumhura Mŋari.
2
Cikara ici candakaʋona, cakaŋga cakaita seŋgwe; netsoka dzaco sedzeɓere, nomuromo waco somuromo weshumba; shato ikacipa simba rayo, necigaro cayo coʋushe, namasimba makuru.
3
Mumŋe musoro waco wakaŋga wakaita sowakakuʋadzwa kuȿikira parufu; asi ʋaŋga, raifanira kuʋuraya, rakaŋga rapora; nyika yose ikashamiswa ikateʋera cikara.
4
Ʋakanamata shato, nokuti yakapa cikara masimba; ʋakanamata cikara, ʋaciti: Ndianiko wakafanana necikara? Ndianiko unogona kurwa naco?
5
Ipapo cakapiwa muromo unotaura mashoko makuru neɀokumhura; cikapiwa simba kuti ciɀiite mŋedzi inamakumi manna nemiʋiri.
6
Cikashamisa muromo waco kuti cimhure Mŋari, nokumhura zita rake netabernakeri yake naiʋo ʋanogara kuɗeŋga.
7
Cikapiwa masimba ʋo kuti cirwe naʋatȿene, nokuʋakunda; cikapiwa masimba ʋo pamsoro pamarudzi ose, naʋanhu ʋose, nendimi dzose, nendudzi dzose.
8
Ʋose ʋanogara panyika ʋacacinamata, iʋo ʋasinakunyorerwa zita raʋo mubuku yeGwaiana rakaɓayiwa kubva pakusikwa kwenyika.
9
Unenzeʋe, ŋgaanzwe.
10
Kana munhu acitapa, ucatapxa; kana munhu aciʋuraya nomunondo unofanira kuʋurawa nomunondo. Ndipo panokutsuŋgirira nokutenda kwaʋatȿene.
11
Ɀino ndakaʋona cimŋe cikara cicikwira, cicibva panyika; cakaŋga cinenyaŋga mbiri segwaiana, cikataura seshato.
12
Cinoɓata namasimba ose ecikara cokutaŋga pamberi paco. Cinomanikidza nyika naʋagere mukati mayo kuti ʋanamate cikara cokutaŋga, ciya cakapora ʋaŋga rokuʋuraya raco.
13
Cinoita ɀiratidzo ɀikuru, ɀokuti cinoɓurusira mŋoto unobva kuɗeŋga panyika pamberi paʋanhu;
14
cinonyeŋgera ʋanogara panyika neɀiratidzo ɀacakapiwa kuti ciɀiite pamberi pecikara; ciciti kunaʋanogara panyika kuti ʋaitire cikara mufananidzo, ciya cakaŋga cineʋaŋga romunondo cikararama.
15
Cikapiwa masimba okupa mufananidzo wecikara mŋeya, kuti mufananidzo wecikara utaure, ciraire kuti ʋose ʋasiŋganamati mufananidzo wecikara ʋaʋurawe.
16
Cinomanikidza ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋafumi naʋarombo, ʋakasunuŋguka naʋaranda, kuti ʋapiwe ciratidzo muruʋoko rwaʋo rworudyi, kana pahuma yaʋo;
17
kuti munhu arege kuʋa’po unogona kuteŋga nokuteŋgesa, asi iye uneciratidzo, iro zita recikara kana ciʋereŋgo cezita raco.
18
Ndipo panokucenjera. Unoziʋa, ŋgaaʋereŋge ciʋereŋgo cecikara; nokuti ciʋereŋgo ndecomunhu; ciʋereŋgo caco ndimazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 14 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22