bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 17
Revelation 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 18 →
1
Ɀino mumŋe waʋatumŋa ʋanomŋe, ʋakaŋga ʋanendiro nomŋe, akaʋuya akataura neni, aciti: Ʋuya pano, ndicakuratidza kutoŋgwa kwemhombge huru, inogara pamsoro pemvura zhinji;
2
madzimambo enyika akaita ʋupombge nayo, naʋanogara panyika ʋakaɓatwa newaini yoʋupombge bgayo.
3
Ipapo wakandiisa kurenje mumŋeya, ndikaʋona mukadzi akataȿa cikara citȿuku, cizere namazita okumhura Mŋari, cinemisoro minomŋe nenyaŋga gumi.
4
Mukadzi wakaŋga akapfeka ŋguʋo tȿuku neshaʋa, akashoŋga ndarama namabge anokosha, namaparera, nomuruʋoko rwake makaŋga munomudziyo wendarama uzere neɀinonyaŋgadza netȿina yoʋupombge bgake.
5
Pahuma yake pakaŋga pakanyorwa zita rakaʋanzika iri: BABIRONI, GUTA GURU, MAI ƲEMHOMBGE NAƲEⱿINONYAŊGADZA ⱿENYIKA.
6
Ipapo ndakaʋona mukadzi akaɓatwa neropa raʋatȿene, ʋuye neropa reɀapupu ɀaJesu; ndikati ndicimuʋona ndikashamiswa nokushamiswa kukuru.
7
Ipapo mutumŋa akati kwandiri: Washamiswa neiko? Ndicakuʋudza ɀakaʋanzika ɀomukadzi, neɀecikara cinomutakura cinemisoro minomŋe nenyaŋga dzinegumi.
8
Cikara cawaʋona, caiʋa’ po, haci ci’po; coɗo‐kukwira cicibva mugomba rakadzika‐dzika kundoparadzwa; ʋanogara panyika ʋasina‐kunyorwa mazita aʋo mubuku yoʋupenyu kubva pakusikwa kwenyika, ʋacashamiswa kana ʋaciʋona cikara, kuti caiʋa’ po, haci ci’po, ʋuye cicazoʋa’ po.
9
Ndipo panokufuŋga kunenjere. Misoro minomŋe ndiwo makomo manomŋe, anogarwa nomukadzi.
10
Ndiwo madzimambo manomŋe; ʋashanu ʋawa, mumŋe uri’po, mumŋe ugere kuȿika; kana aciȿika, unofanira kugara ciŋguʋa ciɗuku.
11
Cikara caiʋa’ po, cisi si’po, ndiye worusere, mumŋe waʋanomŋe, unondoparadzwa.
12
Nyaŋga dzinegumi dzawaʋona, ndiwo madzimambo anegumi, acigere kupiwa ʋushe, asi ʋacapiwa simba samadzimambo pamŋe cete necikara ŋguʋa imŋe.
13
Iʋo ʋanendaŋgariro imŋe, ʋanopa cikara simba raʋo noʋushe bgaʋo.
14
Aʋa ʋacarwa neGwaiana, Gwaiana ricaʋakunda; nokuti iro ndiShe wamadzishe, namambo wamadzimambo; naiʋo ʋanaro ndiʋanhu ʋakaɗanwa, ʋatȿene, ʋakatendeka.
15
Ɀino akati kwandiri: Mvura yawaʋona, inogarwa nemhombge, ndiʋo ʋanhu, naʋazhinji, namarudzi, nendimi.
16
Nyaŋga dzinegumi dzawaʋona, necikara, ndiʋo ʋacaʋeŋga mhombge, ʋacaiparadza, nokuitorera ŋguʋo; ʋacadya nyama yayo, nokuipisa nomŋoto.
17
Nokuti Mŋari wakaisa mumŋoyo yaʋo kuti ʋaite kuraŋgarira kwake, ʋaʋe nokuraŋgarira kumŋe, ʋape cikara ʋushe bgaʋo, kuȿikira mashoko aMŋari aitika.
18
Mukadzi wawaʋona ndiro guta guru, rinoɓata ʋushe bgamadzimambo enyika.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22