bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 5
Revelation 5
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 6 →
1
Ɀino ndakaʋona muruʋoko rworudyi rwaiye wakaŋga agere pacigaro coʋushe buku yakanyorwa mukati nokunze kwayo, yakanamatidzwa neɀisimbiso ɀinomŋe.
2
Ipapo ndakaʋona mutumŋa, unesimba, aciɗanidzira nenzwi guru, aciti: Ndianiko wakafanira kuti azarure buku iyi, nokusunuŋgura ɀisimbiso ɀayo?
3
Asi kwakaŋga kusinomunhu kuɗeŋga napanyika, kana napasi penyika, wakagona kuzarura buku iyo, kana kutarira mairi.
4
Ipapo ndakacema ɀikuru, ɀakusina‐kuwanikwa munhu, wakafanira kuti azarure buku, kana kutarira mairi.
5
Ɀino mumŋe waƲakuru akati kwandiri; Usacema hako, tarira, shumba yorudzi rwaJuda, Mudzi waDavidi, yakakunda kuti izarure buku neɀisimbiso ɀayo ɀinomŋe.
6
Ɀino ndakaʋona pakati pecigaro coʋushe neɀisikwa ɀipenyu ɀinna, napakati paƲakuru, Gwaiana rimire, rakaita serakaɓayiwa, rinenyaŋga nomŋe nameso manomŋe, iri Mŋeya minomŋe yaMŋari, yakatumŋa kunyika yose.
7
Iro rikaʋuya, rikatora buku muruʋoko rworudyi rwaiye wakaŋga agere pacigaro coʋushe.
8
Ɀino rakati ratora buku, ɀisikwa ɀipenyu ɀinna naƲakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna ʋakawira pasi pamberi peGwaiana, mumŋe nomumŋe anoruɗimbga, nendiro dzendarama, dzakaŋga dzizere neɀinonhuwira, iri minyeŋgetero yaʋatȿene.
9
Ʋakaimba rwiyo rutȿa, ʋaciti: Ndimi makafanira kuti mutore buku nokuzarura ɀisimbiso ɀayo; nokuti makaɓayiwa, mukateŋgera Mŋari neropa renyu ʋanhu ʋanobva kumarudzi ose, nendimi dzose, naʋanhu ʋose, nendudzi dzose;
10
mukaʋaitira Mŋari weɗu, kuti ʋaʋe ʋushe naʋaprista, ʋaɓate ʋushe panyika.
11
Ɀino ndakaʋona, ndikanzwa inzwi raʋatumŋa ʋazhinji ʋakaŋga ʋakakomberedza cigaro coʋushe neɀisikwa ɀipenyu, naƲakuru — kuwanda kwaʋo kwakaŋga kuri ɀuru ɀeɀuru neɀuru ɀamazana —
12
ʋaciti nenzwi guru: Gwaiana rakaɓayiwa rakafanira kuti riʋigirwe ʋushe, nefuma, nokucenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubginya, nokurumbidzwa.
13
Ndikanzwa ɀisikwa ɀipenyu ɀose ɀiri kuɗeŋga, napanyika, neɀiri pasi penyika, napaguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maɀo, ɀiciti: Kurumbidzwa, nokukudzwa, nokubginya, nesimba ŋgaɀiʋe kunaiye ugere pamsoro pecigaro coʋushe, nokuGwaiana nokusiŋgaperi‐peri.
14
Ipapo ɀisikwa ɀipenyu ɀinna ɀakati: Ameni. Ʋakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna ʋo ʋakawira pasi, ʋakanamata.
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 6 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22