bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Revelation 20
Revelation 20
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 21 →
1
Ɀino ndakaʋona mutumŋa aciɓuruka kuɗeŋga, anekiyi yegomba rakadzika‐dzika, neketani huru muruʋoko rwake.
2
Akaɓata shato, nyoka yakare, ndiye Diaborosi naSatani, akamusuŋga makore anegumi ramazana,
3
akamukandira mugomba rakadzika‐dzika, akamupfigira’ mo, akaisa cisimbiso pamsoro pake, kuti arege kuzonyeŋgera marudzi kuȿikira makore anegumi ramazana apera; shure kwaiɀoɀo unofanira kusunuŋgurwa ciŋguʋa ciɗuku.
4
Ipapo ndakaʋona ɀigaro ɀoʋushe, ʋakagara pamsoro paɀo, ʋakapiwa simba rokutoŋga; ndikaʋona mŋeya yaʋakaŋga ʋagurwa misoro nokuɗa kwokupupura kwaJesu, nokweshoko raMŋari, naʋose ʋasina‐kunamata cikara kana mufananidzo waco, ʋasina‐kupiwa ciratidzo pahuma dzaʋo naparuʋoko rwaʋo; ʋakararama ʋakaɓata ʋushe pamŋe cete naKristu makore anegumi ramazana.
5
Ʋamŋe ʋakafa haʋanakurarama kuȿikira makore anegumi ramazana apera. Ndiko kumuka kwokutaŋga.
6
Munhu unomugoʋe pakumuka kwokutaŋga wakaropafadzwa, mutȿene; rufu rwecipiri harunesimba pamsoro paiʋaʋa; asi ʋacaʋa ʋaprista ʋaMŋari naʋaKristu, ʋacaɓata ʋushe pamŋe cete naye makore anegumi ramazana.
7
Ɀino kana makore anegumi ramazana apera, Satani ucasunuŋgurwa mutoroŋgo yake,
8
ucaɓuɗa kundonyeŋgera marudzi ose ari kumatiʋi manna enyika, iʋo Gogi naMagogi, aaʋuŋganidzire kundorwa; kuwanda kwaʋo kwakaita sejeca reguŋgwa.
9
Ʋakakwira pakufara kwenyika, ʋakakomba misasa yaʋatȿene neguta rinoɗikanwa; ipapo mŋoto wakaɓuruka ucibva kuɗeŋga, ukaʋaparadza.
10
Ɀino Diaborosi, wakaʋanyeŋgera, akakandwa mudziʋa romŋoto nesurferi, panecikara nomuprofita wenhema, kuti ʋarwadzwe masikati noʋusiku nokusiŋgaperi‐peri.
11
Ɀino ndakaʋona cigaro coʋushe cikuru cicena, naiye wakaŋga agere pamsoro paco, iye, nyika neɗeŋga ɀakatiza pamberi pake, ɀikasawanirwa nɀimbo.
12
Ipapo ndakaʋona ʋakafa, ʋaɗuku naʋakuru, ʋamire pamberi pecigaro coʋushe; buku dzikazarurwa, neimŋe buku yoʋupenyu ikazarurwa; ʋakafa ʋakatoŋgwa neɀakaŋga ɀakanyorwa mubuku, seɀaʋakaɓata.
13
Guŋgwa rikaɓuɗisa ʋakafa ʋakaŋga ʋari mariri; norufu neHadesi ɀikaɓuɗisa ʋakafa ʋakaŋga ʋari maɀiri; mumŋe nomumŋe akatoŋgwa seɀaakaɓata.
14
Ipapo rufu neHadesi ɀakakandirwa mudziʋa romŋoto. Ndirwo rufu rwecipiri, ndiro dziʋa romŋoto.
15
Ɀino kana munhu akawanikwa asina‐kunyorwa mubuku yoʋupenyu, wakakandirwa mudziʋa romŋoto.
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 21 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22