bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
/
Job 35
Job 35
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
← Chapter 34
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 36 →
1
Ipapo Erihu akati:
2
“Munofunga kuti izvi zvakarurama here? Iwe zvaunoti, ‘Ndicharuramisirwa naMwari.’
3
Kunyange zvakadaro unomubvunza uchiti, ‘Zvinondibatsirei, uye ndinowaneiko kana nokusatadza.’
4
“Ndinoda kupindura iwe neshamwari dzako dzaunadzo.
5
Tarira kumusoro kudenga uone; nan'anidza makore akakwirira kumusoro.
6
Kana ukatadza, zvinomurwadza zvakadiniko? Kana zvivi zvako zvakawanda, zvinoita sei kwaari?
7
Kana wakarurama, unomupeiko iye, kana kuti anogamuchireiko kubva muruoko rwako?
8
Kuipa kwako kunongobata munhu akaita sewe, uye kururama kwako ndokwavanakomana vavanhu chete.
9
“Vanhu vanoridza mhere vari pasi pomutoro wokumanikidzwa; vanokumbira kusunungurwa kubva muruoko rwoune simba.
10
Asi hakuna munhu anoti, ‘Aripiko Mwari muiti wangu, anopa nziyo panguva yousiku,
11
anodzidzisa zvakawanda kwatiri kupfuura mhuka dzenyika nokutiita vakachenjera kupfuura shiri dzedenga.’
12
Haapinduri kana vanhu vachiridza mhere, nokuda kwokuzvikudza kwavakaipa.
13
Zvirokwazvo, Mwari haateereri chikumbiro chavo chisina maturo; Wamasimba Ose haazviteereri izvozvo.
14
Ndoda, zvino, achateerera here zvaunoti hauzi kumuona, uye mhaka yako iri pamberi pake here zvokuti unofanira kumumirira,
15
uyezve, kuti kutsamwa kwake hakumborangi, uye haana hanya zvake nezvakaipa?
16
Saka Jobho anoshamisa muromo wake achitaura zvisina maturo; anowanza mashoko ake asingazivi.”
← Chapter 34
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 36 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42