bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
Genesis 21
Genesis 21
Shona 2009?
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 22 →
1
Zvino Jehovha wakashanyira Sara, sezvaakataura; Jehovha akaitira Sara sezvaakavaudza.
2
Sara akava nemimba, akaberekera Abhurahamu mwanakomana pakukwegura kwake nenguva iyeyo yakanga yarehwa naMwari.
3
Abhurahamu akatumidza mwanakomana wake, waakaberekerwa naSara, zita rinonzi Isaka.
4
Abhurahamu akadzingisa mwanakomana wake Isaka aita mazuva masere, sezvaakarairwa naMwari.
5
Abhurahamu wakanga asvika makore ane zana, nguva yaakaberekerwa mwanakomana wake Isaka.
6
Ipapo Sara akati, "Mwari wandisekesa; vose, vanonzwa izvozvi, vachaseka neni."
7
Akati, "Ndianiko waitongoti kuna Abhurahamu, `Sara achayamwisa vana?' Nokuti ndakamuberekera mwanakomana pakukwegura kwake. "
8
Mwanakomana wakazokura, akarumurwa; Abhurahamu akaita mutambo mukuru nomusi wokurumurwa kwalsaka.
9
Zvino Sara akaona mwanakomana waHagari, muljipiti, waakaberekera Abhurahamu, achiseka.
10
Saka wakati kuna Abhurahamu, "Dzinga mubatiri uyu nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womubatiri uyu haangadyi nhaka pamwechete nomwanakomana wangu Isaka."
11
Shoko iro rakanga rakaipa kwazvo kuna Abhurahamu, nokuda komwanakomana wake.
12
Ipapo Mwari akati kuna Abhurahamu, "Ngazvirege hazvo kuva zvakaipa kwauri nokuda komukomana noko mubatiri wako; uteerere Sara pazvinhu zvose zvaanotaura kwauri, nokuti rudzi rwako ruchatumidzwa nezita ralsaka.
13
Naiye mwanakomana womubatiri ndichamuita rudzi rukuruwo, nokuti mwanakomana wako."
14
Abhurahamu akamuka mangwanani, akatora chingwa neguchu remvura, akapa Hagari, akazviisa pafudzi rake, nomwanawo, akamuendesa; iye akaenda akandodzungaira murenje reBheerishebha.
15
Mvura yeguchu yakati yapera, akakanda mwana pasi munyasi megwenzi;
16
iye akandogara pasi pakatarisana naye nhambwe inenge ingasvika museve kana wapotserwa, nokuti wakati, "Ndirege kuona hangu mwana achifa." Akagara pakatarisana naye, akachema kwazvo.
17
Mwari akanzwa inzwi romukomana; mutumwa waMwari akadanidzira kuna Hagari, ari kudenga, akati kwaari, "Zvaita seiko Hagari? Usatya, nokuti Mwari wanzwa inzwi romukomana apo paari.
18
Simuka usimudze mukomana, umubate noruoko rwako, nokuti ndichamuita rudzi rukuru."
19
Ipapo Mwari akasvinudza meso ake, akaona tsime remvura; akaenda, akazadza guchu nemvura, akamwisa mukomana.
20
Mwari akava nomukomana, akakura, akagara murenje, akava munhu anopfura nouta.
21
Akagara murenje reParani, mai vake vakamutorera mukadzi kunyika yeIjipiti.
22
Zvino nenguva iyo Abhimereki naPikori, mukuru wehondo yake, vakataura naAbhurahamu, vakati, "Mwari anewe pazvinhu zvose zvaunoita;
23
naizvozvo zvino ndipikire pano naMwari kuti haungandinyengeri ini, kana vana vangu, kana vana vavana vangu; asi sezvandakakuitira tsitsi, uitewo saizvozvo kwandiri, nokunyika mawakagara uri mutorwa."
24
Abhurahamu akati, "Ndichapika."
25
Asi Abhurahamu akatuka Abhimereki nokuda kwetsime remvura rakanga ratorwa nesimba navaranda vaAbhimereki.
26
Abhimereki akati, "Handizivi akaita izvozvo, newe hauna kundiudza, ini handina kumbozvinzwa, asi nhasi."
27
Abhurahamu akatora makwai nenzombe, akapa Abhimereki, ivo vaviri vakaita sungano.
28
Abhurahamu akaraura zvisheche zvinomwe zvamakwai;
29
Abhimereki akati kuna Abhurahamu, "Ko zvisheche izvi zvinomwe zvawaraura ndezveiko?"
30
Iye akati, "Zvisheche izvi zvinomwe uzvigamuchire paruoko rwangu, chive chapupu changu, kuti ndini ndakachera tsime iri."
31
Naizvozvo akatumidza nzvimbo iyo zita rinonzi Bheerishebha, nokuti ndipo pavakapika ivo vaviri.
32
Saizvozvo vakaita sungano paBheerishebha; Abhimereki akasimuka, naPikori, mukuru wehondo yake, vakadzokera kunyika yavaFirisitia.
33
Abhurahamu akasima muti womutamarisiki paBheerishebha, akanamatapo zita raJehovha Mwari wokusingaperi.
34
Abhurahamu akagara ari mutorwa panyika yavaFirisitia mazuva mazhinji.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50