Genesis 31
Shona 2009?
11Ipapo mutumwa waMwari akati kwandiri pakurota kwangu, `Jakobho!' Ini ndikati, `Ndiri pano hangu.'
14Ipapo Rakeri naRea vakapindura vakati kwaari, "Ko tichine mugove nenhaka kuimba yababa vedu here?