bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Samuel 23
2 Samuel 23
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 24 →
1
Ɀino ndiwo mashoko okupedzisira aDavidi: Ɀanzi naDavidi mŋanakomana waJese, Ɀanzi nomunhu wakakudzwa kwaɀo, Naiye muzodzwa waMŋari waJakobo, Muimbi weɀakanaka waIsraeri:
2
Mŋeya waJehova wakataura mukati maŋgu, Shoko rake rakaŋga riri parurimi rwaŋgu.
3
Mŋari waIsraeri wakataura, Ƌombo raIsraeri rakataura neni, rikati: Mumŋe ucaʋa’po, ucaɓata ʋanhu ɀakarurama, Ucaɓata ʋushe acitya Mŋari;
4
Ucaʋa seciedza camaŋgwanani, kana zuʋa roɓuɗa, Samaŋgwanani kana kusinamakore. Kana ɓumhudza riciɓuɗa pavu Kana mushana woɓuɗa mvura yapera kunaya.
5
Ko imba yaŋgu haizakaɗaro kunaMŋari here? Nokuti wakaita neni suŋgano isiŋgaperi, Yakanatswa paɀinhu ɀose, yakasimba; Nokuti ndiko kuponeswa kwaŋgu kwose, nokuɗa kwaŋgu kwose, Ko haaŋgaɀikurisi here?
6
Asi ʋose ʋasiŋgaɗi Mŋari ʋacafanana neminzwa inorashwa, Nokuti haigoni kuɓatwa namaʋoko;
7
Asi munhu unoigunɀa Unofanira kutora rutare norwiriko rwepfumo; Ipiswe kwaɀo panɀimbo yayo nomŋoto.
8
Ndiwo mazita emhare dzaDavidi: Joshebi‐bashebeti muTakemoni, mukuru waʋatariri; iye wakaŋga ari Adino muEzni, wakaʋuraya ʋanhu ʋanamazana masere neŋguʋa imŋe.
9
Wakamuteʋera wakaŋga ari Ereazari mŋanakomana waDodai, mŋanakomana womuAhohi, mumŋe wemhare nhatu dzakaŋga dzinaDavidi, musi waʋakaʋamba ʋaFiristia ʋakaŋga ʋaʋuŋgana kuzorwa, ʋarume ʋaIsraeri ʋabva;
10
iye akasimuka, akaɓaya ʋaFiristia kuȿikira ruʋoko rwake rwaneta, ruʋoko rwake rukawomerera pamunondo wake; Jehova akaʋakundisa kwaɀo nomusi iwoyo, ʋanhu ʋakadzoka ʋacimuteʋera, kuzopamba kwoga.
11
Wakamuteʋera wakaŋga ari Shama mŋanakomana waAgee, muHarari. ƲaFiristia ʋakaŋga ʋaʋuŋgana paRehi, pakaŋga paneɓindu renyemba; ʋanhu ʋakatiza ʋaFiristia.
12
Asi iye wakamira pakati peɓindu, akarirwira, akaʋuraya ʋaFiristia; Jehova akaʋakundisa kwaɀo.
13
Ɀino ʋatatu ʋaʋakuru ʋanamakumi matatu ʋakaɓuruka, ʋakaȿika kunaDavidi kuɓako reAdurami, neŋguʋa yokukohwa; ɓoka raʋaFiristia rakaŋga radzika matente pamupata weRefaimi.
14
Ɀino neŋguʋa iyo Davidi wakaŋga ari munhare, ʋuye ʋarwi ʋaʋaFiristia ʋaiʋa paBeti‐rehemi neŋguʋa iyo.
15
Davidi akapaŋga, akati: Haiwa! Ƌai mumŋe acindipa mvura yetsime reBeti‐rehemi, riri pasuʋo, ndinwe!
16
Ipapo mhare idzo nhatu dzakapasanura napakati pehondo yaʋaFiristia, ʋakandoteka mvura patsime reBeti‐rehemi, riri pasuʋo, ʋakaitora, ʋakaʋuya nayo kunaDavidi; asi iye wakaramba kuinwa, akaiɗururira kunaJehova.
17
Akati: Haiȿa, Jehova, handiŋgaiti cinhu ici! Ndiŋganwa ropa raʋarume aʋa ʋakaenda ʋasiŋgaraŋgariri ʋupenyu bgaʋo here? Naiɀoɀo akaramba kuinwa. Ndiɀo ɀakaitwa nemhare idzo.
18
Abishai munuŋuna waJoabi, mŋanakomana waZeruya, wakaŋga ari mukuru waʋatatu aʋo. Ndiye wakasimudza pfumo rake akarwa naʋanhu ʋanamazana matatu, akaʋaʋuraya, akaʋa nomukurumbira pakati paʋatatu aʋo.
19
Iye wakarumbidzwa ɀikuru pakati paʋatatu aʋo; naiɀoɀo akaitwa mukuru waʋo, asi haana‐kuenzana naʋatatu ʋokutaŋga.
20
Benaya mŋanakomana waJehoiada, mŋanakomana wemhare yeKabzeeri, wakaŋga aita maɓasa makuru, iye wakaʋuraya ʋanakomana ʋaʋiri ʋaArieri waMoabi, akandoʋuraya ʋo shumba mukati mehuzha paŋguʋa yecando;
21
akaʋuraya ʋo muEgipita, murume wakaŋga akanaka; muEgipita uyu wakaŋga akaɓata pfumo muruʋoko rwake, asi iye wakaɓurukira kwaari akaɓata tȿimbo, akabvuta pfumo muruʋoko rwomuEgipita, akamuʋuraya nepfumo rake iro.
22
Ɀinhu iɀi ɀakaitwa naBenaya mŋanakomana waJehoiada, wakaŋga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
23
Iye wakaŋga acirumbidzwa kupfuʋura ʋanamakumi matatu, asi haana‐kuenzana naʋatatu ʋokutaŋga. Davidi akamuita mutariri waʋarindi ʋake.
24
Asaheri munuŋuna waJoabi wakaŋga ari mumŋe waʋanamakumi matatu, naErhanani mŋanakomana waDodo weBeti‐rehemi;
25
naShama muHarodi, naErika muHarodi;
26
naHerezi muParti, naIra mŋanakomana waIkeshi muTekoi;
27
naAbiezeri muAnatoti, naMebunai muHushati;
28
naZarmoni muAhohi, naMaharai muNetofati;
29
naHerebi, mŋanakomana waBaana muNetofati, naItai mŋanakomana waRibai weGibea waʋana ʋaBenjamini;
30
naBenaya muPiratoni, naHidai wehoʋa dzeGaashi;
31
naAbi‐arboni muArbati, naAzmaveti muBarhumi;
32
naEriaba muShaarboni, naJonatani kuʋana ʋaJasheni;
33
naShama muHarari, naAhiami mŋanakomana waSharari muArari;
34
naErifereti mŋanakomana waAhashbai, mŋanakomana womuMaakati, naEriami mŋanakomana waAhitoferi muGironi;
35
naHezro muKarmeri, naParai muArbi;
36
naIgari mŋanakomana waNatani weZoba, naBani muGadi;
37
naZereki muAmoni, naNaharai muBeeroti, ʋaiɓata nhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabi mŋanakomana waZeruya;
38
naIra muItri, naGarebi muItri;
39
naUria muHiti: ʋose makumi matatu naʋanomŋe.
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 24 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24