bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Exodus 20
Exodus 20
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 21 →
1
Ɀino Mŋari wakataura mashoko awa ose, akati:
2
Ndini Jehova, Mŋari wako, wakakubvisa munyika yeEgipita, muimba yoʋuranda.
3
Usaʋa naʋamŋe ʋamŋari kunze kwaŋgu.
4
Usaɀiitira mufananidzo wakaʋezwa, kana uri mufananidzo wecinhu ciri kuɗeŋga kumsoro, kana weciri panyika pasi, kana weciri mumvura pasi penyika.
5
Usafugamira iɀoɀo, kana kuɀishumira; nokuti ini Jehova, Mŋari wako, ndiri Mŋari unegoɗo; ndinoroʋa ʋana nokuɗa kweɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, kuȿikira kurudzi rwecitatu norwecinna rwaʋanondiʋeŋga;
6
ndiciitira nyasha ʋaneɀuru ɀamazana ʋanondiɗa, ʋanoceŋgeta mirairo yaŋgu.
7
Usareʋa zita raJehova Mŋari wako pasina; nokuti Jehova haaŋgaregi kupa mhoȿa unoreʋa zita rake pasina.
8
Raŋgarira zuʋa resaɓata, kuti uriceŋgete riʋe dɀene.
9
Uɓate mazuʋa matanhatu, uite maɓasa ako ose;
10
asi zuʋa recinomŋe isaɓata raJehova Mŋari wako; usatoŋgoɓata maɓasa naro, iwe, kana mŋanakomana wako, kana mŋanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana ɀipfuwo ɀako, kana mŋeni wako uri mukati mamasuʋo ako;
11
nokuti namazuʋa matanhatu Jehova wakaita ɗeŋga napasi, neguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maɀo, akazorora nezuʋa recinomŋe; naiɀoɀo Jehova wakaropafadza zuʋa resaɓata akariita dɀene.
12
Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako.
13
Usaʋuraya.
14
Usaita ʋupombge.
15
Usaɓa.
16
Usapupurira wokwako nhema.
17
Usaciʋa imba yowokwako, usaciʋa mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mboŋgoro yake, kana cimŋe cowokwako.
18
Ʋanhu ʋose ʋakaʋona kutinhira, nemheni, nenzwi rehwamanda, negomo rinopfuŋgaira, ɀino ʋanhu ʋakati ʋaciʋona iɀoɀo, ʋakaɗeɗera ʋakamira kure.
19
Ʋakati kunaMosesi: Imi citaurai henyu nesu, tinzwe; asi Mŋari ŋgaarege kutaura nesu, tirege kufa.
20
Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, nokuti Mŋari wakaʋuya kuzokuidzai, kuti mugare mucimutya, murege kutadza.
21
Ʋanhu ʋakamira kure, Mosesi akasweɗera kurima guru kwakaŋga kunaMŋari.
22
Jehova akati kunaMosesi: Iti kuʋana ʋaIsraeri: Imi makaʋona mumene kuti ndakataura nemi ndiri kuɗeŋga.
23
Musaita ʋamŋe ʋamŋari pamŋe cete neni; musaɀiitira ʋamŋari ʋesirveri kana ʋamŋari ʋendarama.
24
Undiitire artari yevu, uɓayire pamsoro payo ɀipiriso ɀako ɀinopiswa neɀipiriso ɀako ɀokuyananisa, namakwai ako nenzombe dzako; panɀimbo imŋe neimŋe pandicaraŋgaridza zita raŋgu, ndicaʋuya’po kwauri, ndicikuropafadza.
25
Ɀino kana ucindiʋakira artari yamabge, urege kuiʋaka namabge akaʋezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamsoro pebge, wariȿiɓisa.
26
Rega kukwira ʋo kuartari yaŋgu neɀikwiriso, kuti kunyasi kwako kurege kufukurwa kwairi.
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 21 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40