bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Exodus 30
Exodus 30
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 29
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 31 →
1
Unofanira kuita ʋo artari yokupisira’po ɀinonhuwira; uiite nomuti womuakasia.
2
Kureɓa kwayo ŋgakuʋe kubiti rimŋe, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nhiʋi dzose dzienzane; kukwirira kwayo ŋgakuʋe makubiti maʋiri, ʋuye nyaŋga dzayo ŋgadziʋe cinhu cimŋe cete nayo.
3
Unofanira kuifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, kumsoro kwayo, nokunhiʋi dzayo dzose, nenyaŋga dzayo; uiitire ʋo hata yendarama inoikomberedza.
4
Uiitire ʋo ɀindori ɀiʋiri ɀendarama pasi pehata yayo, pakona dzayo mbiri, panhiʋi dzayo mbiri, paʋe paiŋgatakurwa namatanda.
5
Uite ʋo matanda omuakasia, nokuafukidza nendarama.
6
Ɀino unofanira kuiisa pamberi pecidzitiro ciri paareka yecipupuriro, pamberi pecifunhiro cokuyananisa ciri pamsoro pecipupuriro, pandicasoŋgana newe.
7
Aroni unofanira kupisa pamsoro payo ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka; ŋgaaɀipise maŋgwanani ose, kana acigadzira mŋenje.
8
Kana Aroni acituŋgidza mŋenje maɗekwana, ŋgaaɀipise, ɀiʋe ɀinonhuwira pamberi paJehova nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose.
9
Musapisira pamsoro payo ɀinonhuwira ɀisina‐kufanira, kana cipiriso cinopiswa, kana cipiriso coʋupfu; musaɗururira pamsoro payo cipiriso cinoɗururwa.
10
Aroni unofanira kuyananisa panyaŋga dzayo kamŋe cete pagore; unofanira kuyananisa pamsoro payo kamŋe cete pagore, neropa recipiriso ceɀiʋi cinoyananisa, kuȿikira kumarudzi enyu ose; cinhu citȿene kwaɀo kunaJehova.
11
Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati:
12
Kana uciʋereŋga ʋana ʋaIsraeri, kuti uʋone kuwanda kwaʋo, mumŋe nomumŋe unofanira kupa Jehova rudzikinuro rwomŋeya wake, kana uciʋaʋereŋga; kuti ʋarege kuɓatwa nehosha kana uciʋaʋereŋga.
13
Ʋanofanira kupa kuɗai: Mumŋe nomumŋe unoɗarika kunaʋakaʋereŋgwa hafu yeshekeri, ʋacienzanisa neshekeri rapanɀimbo tȿene; (shekeri rinamagera anamakumi maʋiri), hafu yeshekeri ciʋe cipo kunaJehova.
14
Mumŋe nomumŋe unoɗarika kunaʋakaʋereŋgwa, waʋa namakore makumi maʋiri kana wapfuʋura makore iwayo, unofanira kupa Jehova cipo iceco.
15
Mufumi ŋgaarege kuwedzera, nomurombo ŋgaarege kutapudza pahafu yeshekeri, kana ʋopa cipo ico, kuti muyananisire mŋeya yenyu.
16
Ɀino unofanira kutora mari yokuyananisira kuʋana ʋaIsraeri, ugoripira ɓasa retente rukusoŋgana; kuti ciʋe ciraŋgaridzo kuʋana ʋaIsraeri pamberi paJehova, kuti mŋeya yenyu iyananisirwe.
17
Ɀino Jehova wakataura naMosesi, akati:
18
Unofanira kuita ʋo mudziyo wendarira wokushambidzira, necigadziko cawo cendarira, ugouisa pakati petente rokusoŋgana neartari, ndokuisa’mo mvura.
19
Kuti Aroni naʋanakomana ʋake ʋashambe’mo maʋoko aʋo netsoka dzaʋo.
20
Kana ʋopinda mutente rokusoŋgana, ʋanofanira kuɀishambidza nemvura, kuti ʋarege kufa, kana ʋosweɗera paartari kuzoshumira, kana kupisira Jehova cipiriso cinopiswa nomŋoto.
21
Ʋanofanira kushamba maʋoko aʋo namakumbo aʋo, kuti ʋarege kufa; unofanira kuʋa mutemo usiŋgaperi kwaʋari, kwaari nokuʋanakomana ʋake kuȿikira kumarudzi aʋo ose.
22
Jehova wakataura ʋo naMosesi, akati:
23
Tora ʋo miti inonhuwira inokunda mimŋe, anoti mashekeri anamazana mashanu emura inoyerera, nehafu yakaɗaro yekinamuni inonaka, ndiwo mashekeri anamazana maʋiri namakumi mashanu, namashekeri anamazana maʋiri namakumi mashanu ekaramusi yakanaka;
24
namazana mashanu ekasia, ʋacienzanisa neshekeri rapanɀimbo tȿene, nehini imŋe yamafuta amaorivi;
25
uite naɀo mafuta matȿene okuzodza nawo, ɀiʋe ɀinonhuwira ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira; aʋe mafuta matȿene okuzodza nawo.
26
Ɀino unofanira kuzodza nawo tente rokusoŋgana neareka yecipupuriro,
27
netafura nenhumbi dzayo dzose, necigadziko cemŋenje nenhumbi dzaco, neartari yeɀinonhuwira,
28
neartari yeɀiɓayiro ɀinopiswa nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira necigadziko cawo.
29
Uɀitsaure, ɀiʋe ɀinhu ɀitȿene kwaɀo; ɀose ɀinoɀigunɀa ɀicaʋa ɀitȿene ʋo.
30
Unofanira kuzodza ʋo Aroni na ʋanakomana ʋake, nokuʋaita ʋatȿene, kuti ʋandishumire paɓasa roʋuprista.
31
Uʋudze ʋo ʋana ʋaIsraeri, uti: Iwaya anofanira kuʋa pamberi paŋgu mafuta matȿene okuzodza nawo kuȿikira kumarudzi enyu ose.
32
Ŋgaarege kuɗirwa panyama yomunhu; ʋuye musaita mamŋe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matȿene, anofanira kuʋa cinhu citȿene kwamuri.
33
Aninani unoveŋganisa mafuta akafanana nawo, ʋuye aninani unoisa mamŋe awo pamutorwa, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake.
34
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tora miti inonhuwira, inoti: Sitakte, neonika, negarbano, miti yakanaka neɀinonhuwira ɀakaiȿo‐naka; ɀose ɀienzane pakurema kwaɀo.
35
Ugoita naɀo ɀinonhuwira, ɀinonhuwira ɀinonaka, ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira, ɀakaruŋgwa nomunyu, ɀakaiȿo‐naka, ɀitȿene.
36
Unofanira kuswa ɀimŋe ɀaɀo kwaɀo, ugoɀiisa pamberi pecipupuriro mutente rokusoŋgana, mandicasoŋgana newe, kuti ɀiʋe ɀitȿene kwaɀo kwamuri.
37
Ɀinonhuwira ɀamunoɀiitira imi, musaɀiita seɀamunoita iɀoɀi; ɀinofanira kuʋa kwamuri ɀitȿene kunaJehova.
38
Aninani unoita ɀakafanana naɀo, kuti aɀinhuwidze, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake.
← Chapter 29
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 31 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40