bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
Acts 6
Acts 6
Shona 2009?
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 7 →
1
Zvino namazuva iwayo, uwandu hwavadzidzi huchiwedzera, vaJudha, vaitaura chiGiriki vakanyunyutira vaHebheru, nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa komusi mumwe nomumwe.
2
Zvino vanegumi navaviri vakadanira kwavari chaunga chevadzidzi, vakati: Hazvifaniri kuti isu tirege shoko raMwari, tishumire pamatafura.
3
Naizvozvo hama, sanangurai pakati penyu varume vanomwe vanopupurirwa zvakanaka, vazere noMweya Mutsvene novuchenjeri, vatingaisa pabasa iri.
4
Asi isu tichatsungirira pakunyengetera napabasa reshoko.
5
Shoko iri rikafadza chaunga chose, vakasanangura Stefano, murume wakanga azere nokutenda noMweya Mutsvene, naFiripi, naProkoro, Nikanori, naTimoni, naPamenasi, naNikorasi, muproserite weAntiokia.
6
Vakavaisa pamberi pavapositora; vakati vanyengetera vakaisa mavoko pamusoro pavo.
7
Shoko raMwari rikakura, vadzidzi vakawanda zvikuru paJerusarema; navaprista vazhinji vakateerera kutenda.
8
Zvino Stefano azere nenyasha nesimba wakaita zvinoshamisa nezviratidzo zvikuru pakati pavanhu.
9
Ipapo kukamuka vamwe vesinagoge rinonzi raVasununguki, navaKureni, navaAreksandira, naveKirikia, neveEzhiya, vakaita nharo naStefano.
10
Asi vakanga vasingagoni kumirisana novuchenjeri noMweya waaitaura nawo.
11
Ipapo vakamutsa varume, vaiti: Takamunzwa achitaura mashoko anomhura maererano naMozisi naMwari.
12
Vakakurudzira vanhu, navakuru navanyori, vakamusvikira vakamubata vakamuisa kumakurukota.
13
vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti: Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurairo,
14
nokuti takamunzwa achiti: Uyu Jesu weNazareta uchaparadza nzvimbo iyi nokushandura tsika dzatakapiwa naMozisi.
15
Zvino vose vakanga vagere pamakurukota, vakamudzvokora, vakavona chiso chake chakaita sechiso chomutumwa.
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28