bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 15
Ezekiel 15
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 16 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
2
Mŋanakomana womunhu, muti womuzambiriŋga unopfuʋura mimŋe miti yose neiko, iro ɗaʋi romuzambiriŋga riri pakati pemiti iri kuɗondo?
3
Ƌanda riŋgatorwa’po rokuita ɓasa naro here? Kana ʋanhu ʋaŋgatora’po mbambo yokuturikisa mudziyo upi noupi here?
4
Tarirai, unokandirwa mumŋoto dziʋe huni; mŋoto wapedza miromo miʋiri yawo, napakati watȿa ʋo, ɀino ucaɓatsira paɓasa here?
5
Tarirai, ucakanaka hauna‐kukwanira ɓasa cose; ndoɗa ɀino kana mŋoto waupedza, kana watȿa, hauŋgakwaniri ɓasa!
6
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Somuti womuzambiriŋga pakati pemiti iri kuɗondo, wandakaisa kumŋoto dziʋe huni, saiɀoɀo ndakaisa ʋagere Jerusarema pakuparadzwa.
7
Ndicaʋarinzira ciso caŋgu ndiʋaitire ɀakaipa; ʋakaɓuɗa pamŋoto, asi mŋoto ucaʋapedza; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndiciʋarinzira ciso caŋgu ndiʋaitire ɀakaipa.
8
Ndicaparadza nyika, nokuti ʋaka ndi ɗarikira — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 16 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48