bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 31
Ezekiel 31
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 32 →
1
Ɀino negore regumi nerimŋe, no mŋedzi wecitatu, ne zuʋa rokutaŋga romŋedzi, shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
2
Mŋanakomana womunhu, iti kunaFarao mambo weEgipita, nokuʋanhu ʋake ʋazhinji: Iwe wakafanana nani paʋukuru bgako?
3
Tarira, muAsiria wakaŋga ari musidari paRebanoni, wakaŋga unamashizha akanaka, nomumvuri wakaita soweɗondo, wakareɓa kwaɀo; musoro wawo wakaŋga uri kumakore.
4
Mvura zhinji yakaumeresa, mvura yapasi‐pasi yakaukurisa; nzizi dzayo dzaiyerera pose pakasimŋa, yaiȿitsa migero yayo kumiti yose yokusaŋgo.
5
Naiɀoɀo wakakura kupfuʋura miti yose yokusaŋgo, mataʋi awo akawanda, ʋutaʋi bgawo ʋukareɓa nemvura zhinji, neŋguʋa yokumera kwawo.
6
Shiri dzose dzokuɗeŋga dzakaʋaka matendere adzo mumataʋi awo, nemhuka dzose dzokusaŋgo dzakaɓereka ʋana ʋadzo pasi pamataʋi awo; marudzi makuru ose aʋanhu akagara mumumvuri wawo.
7
Saiɀoɀo wakaŋga wakanaka paʋukuru bgawo, napakureɓa kwamataʋi awo; nokuti mudzi wawo wakaŋga uri mumvura zhinji.
8
Misidari mumunda waMŋari yakaŋga isiŋgagoni kuudzitira; miti yemisipresi haina‐kufanana noʋutaʋi bgawo, nemiprani yakaŋga isina‐kufanana namataʋi awo; kwakaŋga kusinomuti mumunda waMŋari wakaŋga wakafanana nawo pakunaka kwawo.
9
Ndakauita ɀakanaka nokuwanda kwamataʋi awo, naiɀoɀo miti yose yeEdeni, yaiʋa mumunda waMŋari, yaiugoɗora.
10
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀawakakura ɀikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mŋoyo wake ukaɀikudza nokuɗa kwokureɓa kwake,
11
ndicamuisa muruʋoko rwounesimba pakati pamarudzi aʋanhu, iye ucamuitira ɀawakafanira; ndakamudziŋga nokuɗa kweɀakaipa ɀake.
12
Ʋatorwa, iʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi, ʋakamutema ʋakamurega, mataʋi ake akawira pamsoro pamakomo nomumipata yose, ʋutaʋi bgake bgakavunikira pahoʋa dzose dzenyika; ʋanhu ʋose ʋenyika ʋabva pamumvuri wake, ʋakamusiya.
13
Shiri dzose dzokuɗeŋga dzicagara paɗanda rake rakawa, mhuka dzose dzesaŋgo dzicaʋa pamataʋi ake;
14
kuti miti yose iri pamvura irege kuɀikudza nokureɓa kwayo, kana kuȿitsa misoro yayo mumakore, neinesimba pakati payo irege kumira iciɀikudza — iyo miti yose inonwa mvura; nokuti yose yakatarirwa rufu, iende kunɀimbo dzapasi dzenyika, pakati paʋana ʋaʋanhu, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba.
15
Ɀanzi naShe Jehova: Nezuʋa raakaɓurukira kuSheori, ndakaraira kuti ʋanhu ʋaceme; ndakafukidza pakadzika nokuɗa kwake, ndikadzora nzizi dza’po, mvura zhinji ikamiswa; ndakaraira Rebanoni kumucema, miti yose yokusaŋgo ikati rukutu nokuɗa kwake.
16
Ndakaɗeɗeresa marudzi ose nokutinhira kwokuwa kwake, neŋguʋa yandakamukandira muSheori, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; miti yose yeEdeni, iyo yakatsaurwa yakaiȿo‐naka yeRebanoni, iyo yose inonwa mvura, ikaʋaraidzwa panɀimbo dzapasi dzenyika.
17
Yakaɓurukira ʋo naye kuSheori kunaiʋo ʋakaʋurawa nomunondo; ɀirokwaɀo, ndiʋo ʋaiʋa ruʋoko rwake, ʋaigara mumumvuri wake pakati pamarudzi.
18
Iwe wakafanana naniko pakubginya noʋukuru pakati pemiti yeEdeni? Kunyaŋge ɀakaɗaro ucaɓuruswa pamŋe cete nemiti yeEdeni kunɀimbo dzapasi dzenyika; ucaʋata pasi pakati paʋasina‐kudziŋgiswa, pamŋe cete naʋakaʋurawa nomunondo. Ndiye Farao naʋanhu ʋake ʋazhinji — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
← Chapter 30
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 32 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48