bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 43
Ezekiel 43
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 42
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 44 →
1
Pashure wakandiisa kusuʋo, iro suʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa.
2
Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakabva kurutiʋi rwamabvazuʋa; inzwi rake rakaŋga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubginya kwake.
3
Ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona, iɀo ɀandakaʋona ŋguʋa yandakaʋuya kuzoparadza guta; ɀandakaʋona ɀino ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona parwizi rwaKebari; ini ndikawira pasi neciso caŋgu.
4
Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa.
5
Mŋeya ukandisimudza, ukandiisa muruʋazhe rwomukati; ɀino tarira, kubginya kwaJehova kwakazadza imba.
6
Ɀino ndikanzwa mumŋe acitaura neni ari mumba; mumŋe murume akamira neni.
7
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, iyi ndiyo nɀimbo yecigaro caŋgu coʋushe, nenɀimbo inotsika tsoka dzaŋgu, pandicagara pakati paʋana ʋaIsraeri nokusiŋgaperi. Imba yaIsraeri haiŋgazoȿiɓisi zita raŋgu dɀene, kunyaŋge iʋo, kunyaŋge madzimambo aʋo, nokufeʋa kwaʋo ʋuye neɀitunha ɀamadzimambo aʋo panɀimbo dzaʋo dzakakwirira;
8
nokuisa cikumbaridzo caʋo pacikumbaridzo caŋgu, nembiru dzemikoʋa yaʋo parutiʋi rwembiru dzemikoʋa yaŋgu, kukaŋgoʋa necidziro pakati paŋgu naiʋo; ʋakaȿiɓisa zita raŋgu neɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀaʋakaita; naiɀoɀo ndakaʋapedza nokutsamŋa kwaŋgu.
9
Ɀino ŋgaʋarashe kufeʋa kwaʋo, neɀitunha ɀamadzimambo aʋo, ɀiʋe kure neni, ndigogara pakati paʋo nokusiŋgaperi.
10
Ɀino iwe, mŋanakomana womunhu, ratidza imba yaIsraeri imba ino, kuti ʋanyare pamsoro peɀakaipa ɀaʋo; ŋgaʋayere maitirwe ayo.
11
Ɀino kana ʋacinyara pamsoro peɀose ɀaʋakaita, uʋaziʋise cimiro ceimba, nokuroŋgerwa kwayo, napanoɓuɗiwa napo, napanopindwa napo, neɀimiro ɀayo ɀose, nemitemo yayo yose, neɀimiro ɀayo ɀose, nemirairo yayo yose; uɀinyore ʋaciɀiʋona, kuti ʋaceŋgete cimiro cayo cose, nemitemo yayo yose, ʋaɀiite.
12
Uwu ndiwo murairo weimba: Pamsoro pegomo kumuganho waro wose kumatiʋi ose pacaʋa patȿene kwaɀo. Tarirai, ndiwo murairo weimba.
13
Ubgu ndibgo ʋukuru bgeartari ɀiciyerwa namakubiti (kubiti ndiro kubiti rimŋe noʋupamhi bgecanza): Cigadziko cinofanira kuita kubiti rimŋe, noʋupamhi kubiti rimŋe; citenderedzo cayo panhiʋi dzayo cinofanira kuita ʋupamhi bgecanza; ndi’po pasi peartari.
14
Kubva pacigadziko pasi kuȿikira pamusara wapanyasi ɀinofanira kuita makubiti maʋiri, noʋupamhi kubiti rimŋe; kubva pamusara muɗuku kuȿikira pamusara mukuru ɀinofanira kuita makubiti manna, noʋupamhi kubiti rimŋe.
15
Artari yokumsoro inofanira kuita makubiti manna; kubva pacoto ceartari ɀicienda kumsoro kunofanira kuʋa nenyaŋga inna.
16
Coto ceartari cinofanira kuita makubiti anegumi namaʋiri pakureɓa, naanegumi namaʋiri paʋupamhi, matiʋi aro manna akaenzana.
17
Musara unofanira kuita makubiti anegumi namanna pakureɓa, ʋuye anegumi namanna paʋupamhi kumatiʋi aro manna; citenderedzo cinopoteredza cinofanira kuita hafu yekubiti; cigadziko cayo cinofanira kuita kubiti rimŋe kumatiʋi ose; ɀikwiriso ɀayo ɀinofanira kutarira kurutiʋi rwamabvazuʋa.
18
Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova: Iyi ndiyo mitemo yeartari nezuʋa raʋanoriita, kuzopisira’po ɀiɓayiro ɀinopiswa, nokusasira’po ropa.
19
Unofanira kupa ʋaprista ʋaRevi ʋorudzi rwaZadoki, ʋanosweɗera kwandiri kuzondishumira, nzombe ɗuku ciʋe cipiriso ceɀiʋi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
20
Ɀino unofanira kutora rimŋe ropa rayo, ndokuriisa panyaŋga dzaro inna, napamakona manna omusara, napacitenderedzo cakapoteredza; saiɀoɀo unofanira kurinatsa nokuriyananisira.
21
Unofanira kutora ʋo nzombe yecipiriso ceɀiʋi, ipiswe panɀimbo yakatarwa yeimba kunze kwenɀimbo tȿene.
22
Nezuʋa repiri unofanira kuɓayira nhoŋgo isinemhoȿa, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; ɀino ʋanofanira kunatsa artari, seɀaʋakarinatsa nenzombe.
23
Kana wapedza kurinatsa, unofanira kuɓayira nzombe ɗuku isinemhoȿa, negondobge rakatorwa kumakwai.
24
Unofanira kuɀisweɗedza pamberi paJehova, ʋaprista ʋagokushira munyu pamsoro paɀo, ndokuɀiɓayira ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova.
25
Uite mazuʋa manna ucigadzira nhoŋgo zuʋa rimŋe nerimŋe ciʋe ciɓayiro ceɀiʋi; ʋanofanira ʋo kugadzira nzombe ɗuku negondobge rinotorwa kumakwai ɀisinemhoȿa.
26
Ʋanofanira kuita mazuʋa manomŋe ʋaciyananisira artari nokurinatsa, nokuritsaurira Jehova.
27
Ɀino kana ʋapedza mazuʋa, nezuʋa rorusere, naanoteʋera, ʋaprista ʋanofanira kuʋuya neɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa paartari, neɀipiriso ɀenyu ɀokuyananisa; ipapo ndicakugamucirai — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
← Chapter 42
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 44 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48