bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 17
Ezekiel 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 18 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
2
Mŋanakomana womunhu, taurira ʋeimba yaIsraeri cirabge, ureʋe mufananidzo kwaʋari;
3
uti: Ɀanzi naShe Jehova: Gondo guru rinamapapiro makuru neminheŋga mirefu, rinamambaʋa mazhinji anamaʋara‐maʋara, rakaȿika Rebanoni, rikatora musoro womusidari;
4
rikavuna ɗaʋi rokumsoro pamataʋi aro manyoro, rikaenda naro kunyika yaʋashambadziri, ndokuriisa muguta raʋateŋgesi.
5
Rakatora ʋo dzimŋe mbeu dzenyika, ndokudzikaʋira pavu rakaʋorera, rikadziisa parutiʋi rwemvura zhinji, rikadzisima semiti yemikonacando.
6
Ƌaʋi rikamera, rikaita muzambiriŋga unotanda wakafupika, kuti mataʋi awo atarire kwariri, nemidzi yawo iʋe pasi paro; saiɀoɀo rakaita muzambiriŋga, wakaɓuɗisa mataʋi nokutuŋgira ʋutaʋi ʋuɗuku.
7
Ɀino kwakaŋga kunerimŋe gondo ɀe rinamapapiro makuru namambaʋa mazhinji; ɀino tarira muzambiriŋga uyu wakarerekera midzi yawo kwariri nokutuŋgira ʋo mataʋi aro kwariri, ɀicibva pandima pawakaŋga wakasimŋa, kuti riuɗiridze.
8
Wakaŋga wakasimŋa pavu rakanaka panemvura zhinji, kuti uɓuɗise mataʋi, nokuɓereka ɀiɓereko, uʋe muzambiriŋga wakanaka.
9
Ɀino iwe uti: Ɀanzi naShe Jehova: Muti ucaramba ucifara here? Ko gondo hariŋgadzuri midzi yawo, nokugura ɀiɓereko ɀawo, kuti uwome here; kuti mashizha awo acaŋgoɓukira, awome here? Hakuŋgaɗikanwi ruʋoko runesimba, kana ʋanhu ʋazhinji, kuudzura nemidzi yawo.
10
Ɀirokwaɀo, tarira, ɀawasimŋa ucaramba ucifara here? Hauŋgawomi cose kana ukarobga nemhepo inobva mabvazuʋa here? Ucawomera pandima pawakaŋga wamera.
11
Ɀino shoko raJehova rakaȿika ɀe kwandiri riciti:
12
Ɀino uti kuimba ino ndi mukira simba: Hamuziʋi here kuti ɀinhu iɀi ɀinoreʋeiko? Ciʋaʋudza, uti: Tarira mambo weBabironi wakaȿika Jerusarema, akaɓata mambo waro, namacinda aro, akandoʋaisa Babironi kwaari.
13
Akatora mumŋe worudzi rwamambo, akaita suŋgano naye; wakamupikisa ʋo, akabvisa ʋanesimba ʋenyika;
14
kuti ʋushe ʋuɗerere, kuti ʋurege kukura, asi ʋurambe ʋuri’po ʋuciceŋgeta suŋgano yake.
15
Asi wakazomumukira acituma nhume dzake Egipita, kuti apiwe mabiza naʋanhu ʋazhinji. Ko ucaramba aciŋgofara here? Unoita ɀinhu ɀakaɗai ucapukunyuka here? Uŋgaputsa suŋgano akapukunyuka here?
16
Noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ɀirokwaɀo, panɀimbo panogara mambo, wakamuita mambo, waakashoʋora kupika kwake, nokuputsa suŋgano yake, ipapo paari, pakati peBabironi, ndipo paacafira.
17
Kunyaŋge naFarao nehondo yake inesimba neɓoka rake guru haaŋgamuɓatsiri pakurwa, kana ʋacitutira mirwi yokurwa nokuʋaka nhare, kuti ʋaparadze ʋanhu ʋazhinji.
18
Nokuti wakashoʋora kupika nokuputsa kwake suŋgano; tarira, wakapika noruʋoko rwake, kunyaŋge ɀakaɗaro wakaita iɀoɀi ɀose; haaŋgapukunyuki.
19
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Noʋupenyu bgaŋgu, kupika kwaŋgu kwaakashoʋora nesuŋgano yaŋgu yaakaputsa, ɀirokwaɀo ndicaʋuyisa mhoȿa yaɀo pamsoro pomusoro wake.
20
Ndicakanda mumbure waŋgu pamsoro pake, ucaɓatwa nomusuŋgo waŋgu, ndicamuisa Babironi ndimutoŋge’ko pamsoro pokuɗarika kwake kwaakandiɗarikira nako.
21
Ʋose ʋanotiza ʋamapoka ake ose ʋacaʋurawa nomunondo, naʋakasara ʋacaparadzirwa kunobva mhepo dzose; ɀino mucaziʋa kuti ini Jehova ndini ndakataura iɀoɀo.
22
Ɀanzi naShe Jehova: Ndicatora ini rutavi paɗaʋi rokumsorosoro romusidari, ndirusime; pamataʋi aro manyoro okumsoro ndicavuna rumŋe rutȿa, ndirusime pamsoro pegomo refu rakakwirira;
23
pagomo refu raIsraeri ndi’po pandicarusima; rucaɓuɗisa mataʋi, nokuɓereka ɀiɓereko, nokuʋa musidari wakanaka kwaɀo, pasi pawo pacagara shiri dzinamapapiro amarudzi ose; dzicagara mumumvuri wamataʋi awo.
24
Ɀino miti yose yokusaŋgo icaziʋa kuti ini Jehova ndakaɗeredza muti murefu, ndikakwiridza muti wakaɀidzwa, nokuwomesa muti munyoro, ndikameresa muti wakawoma. Ini Jehova ndakaɀitaura, ndikaɀiita.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48