bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 21
Ezekiel 21
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 22 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaȿika ɀe kwandiri, riciti:
2
Mŋanakomana womunhu, rinzira ciso cako kurutiʋi rweJerusarema, uɗonhedze shoko rako kurutiʋi rwenɀimbo tȿene, uprofite pamsoro penyika yaIsraeri;
3
uti kunyika yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Tarira, ndinemhaka newe, ndicavomora munondo waŋgu mumuhara wawo, ndicaparadza pakati penyu ʋakarurama naʋakaipa.
4
Ɀino ɀandicaparadza pakati penyu ʋakarurama naʋakaipa, munondo waŋgu ucaɓuɗa mumuhara wawo kundorwa nenyama yose kubva kurutiʋi rwezasi kuȿikira kurutiʋi rwokumsoro;
5
nyama yose icaziʋa kuti ini Jehova ndakavomora munondo waŋgu mumuhara wawo; haucazodzokeri’po ɀe.
6
Naiɀoɀo, gomera, iwe mŋanakomana womunhu, gomera pamberi paʋo, ciʋuno cako civunike nokucema kukuru kuʋe’po.
7
Ɀino kana ʋaciti kwauri: Unogomera neiko? uti kwaʋari: Nemhaka yamashoko, nokuti anoʋuya; mŋoyo mumŋe nomumŋe ucanyauka, maʋoko ose acashaiwa simba, mŋeya mumŋe nomumŋe ucati rukutu, mabvi ose acashaiwa simba semvura; tarirai, anoʋuya, acaitika — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
8
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
9
Mŋanakomana womunhu, profita, uti: Ɀanzi naJehova: Iti: Munondo, munondo! warodzwa, wabginyiswa;
10
warodzwa, kuti uʋuraye, wabginyiswa, kuti uʋe semheni; ɀino isu tiŋgagofara here? Itȿimbo yoʋushe yomŋanakomana waŋgu, inoɀidza miti yose.
11
Wakapiwa kuti ubginyiswe, kuti uɓatwe nawo; munondo warodzwa, ɀirokwaɀo wabginyiswa, kuti uiswe muruʋoko rwomuʋurayi.
12
Cema, uwuŋgudze, iwe mŋanakomana womunhu, nokuti iwe uri pamsoro paʋanhu ʋaŋgu, uri pamsoro pamacinda ose aIsraeri, akaiswa kumunondo pamŋe cete naʋanhu ʋaŋgu; naiɀoɀo uɀiroʋe pahudyu.
13
Nokuti kuidzwa kwaʋa’po; ɀino toɗiniko kana iwo munondo, unoɀidza, wapera ʋo? — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
14
Ɀino iwe mŋanakomana womunhu, profita, roʋanya maʋoko ako; munondo ŋgauwedzerwe kuȿikira katatu, iwo munondo waʋakakuʋadzwa ɀikuru; ndiwo munondo womukuru, wakakuʋadzwa ɀikuru, unoʋamanikidza.
15
Ndakaisa munondo wakavomorwa pamasuʋo aʋo ose, kuti mŋoyo yaʋo inyauswe, nokugumburwa kwaʋo kuwande; haiwa! wakaitwa semheni, wakateȿererwa kuʋuraya.
16
Ɀiroŋgedze, iwe munondo, enda kurudyi, ɀigadzire uende kuruɓoshwe, kwose kunotarira matiʋi ako akarodzwa.
17
Neni ʋo ndicaroʋanya maʋoko aŋgu, ndicanyaradza hasha dzaŋgu; ini Jehova, ndakaɀitaura.
18
Ɀino shoko raJehova rakaȿika ɀe kwandiri, riciti:
19
Ɀino iwe, mŋanakomana womunhu, ciɀitarira nzira mbiri, dziŋgaʋuya nadzo munondo wamambo weBabironi; idzedzo mbiri dzinofanira kubva kunyika imŋe; ɀino uʋeze ruʋoko, uruʋezere pakuʋamba kwenzira inoenda kuguta.
20
Utare nzira, iŋgaʋuya nawo munondo, kuȿikira Raba raʋana ʋaAmoni, naJuda mukati meJerusarema rakakombga noruȿiŋgo.
21
Nokuti mambo weBabironi wakaŋga amire pamharadzano dzenzira, pakuʋamba kwenzira mbiri, kuti abvunze nokuʋuka; akazunuŋgusa miseʋe, akabvunza terafimi, ndokucerekedza ciropa.
22
Muruʋoko rwake rworudyi makaŋga muneɀakaʋukwa pamsoro peJerusarema, kuti ʋaise ɀokugumura, ʋashamise muromo unoɗanira kuʋuraya, ʋaɗanidzire kwaɀo namanzwi, ʋaise ɀokugumura pamasuʋo, ʋatutire mirwi yokurwa, ʋaʋakire nhare dzokurwa.
23
Asi ɀicaʋa kwaʋari sokuʋuka kwenhema pamberi paʋo, iʋo ʋakaʋapikira mhiko; asi iye ucaraŋgarira kusarurama kwaʋo, kuti ʋaɓatwe.
24
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀamaka ndi yeʋudzira ɀakaipa ɀenyu, kuɗarika kwenyu ɀakwakafukurwa, ɀiʋi ɀenyu ɀiciʋonekwa paneɀose ɀamunoita, ɀamakaraŋgarirwa, mucaɓatwa noruʋoko.
25
Ɀino iwe, iwe wakaipa, wakakuʋadzwa ɀikuru, mucinda waIsraeri, wakaȿikirwa nezuʋa rako paŋguʋa yeɀakaipa ɀokupedzisira,
26
ɀanzi naShe Jehova: Ŋgowani yoʋuprista inofanira kubva, korona inofanira kubva, haɀiŋgarambi ɀiri’po; kwiridzai ɀiri pasi, muɗeredze ɀiri kumsoro.
27
Matoŋgo, matoŋgo, ndicaɀiita matoŋgo, neɀiɀi haɀiŋgarambi ɀiri’po, kuȿikira iye mŋene waɀo aciȿika; ndica mu pa iye iɀo.
28
Ɀino iwe mŋanakomana womunhu, ciprofita, uti: Ɀanzi naShe Jehova pamsoro paʋana ʋaAmoni, pamsoro pokushoʋorwa kwaʋo; iwe uti: Munondo, munondo wavomorwa, wabginyisirwa kuʋuraya, kuti upedze, uʋe semheni;
29
ʋacikuʋonera ɀakaratidzwa ɀenhema, ʋacikuʋukira nhema, kuti uiswe pamitsipa yaʋakaipa ʋakakuʋadzwa ɀikuru, ʋaȿikirwa nezuʋa raʋo paŋguʋa yeɀakaipa ɀokupedzisira.
30
Ŋgaudzoserwe mumuhara wawo. Apo pawakasikwa iwe, panyika yawakaɓerekerwa, ndi’po pandicakutoŋga.
31
Ndicaɗurura kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, ndicafuridzira pamsoro pako nomŋoto wehasha dzaŋgu, ndicakuisa mumaʋoko aʋanhu ʋanopeŋga, ʋanoziʋa kwaɀo kuparadza.
32
Iwe ucaʋa huni dzomŋoto; ropa rako ricaʋa pakati penyika; haucazoraŋgarirwi, nokuti ini Jehova ndakaɀitaura.
← Chapter 20
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 22 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48