bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 2
Ezekiel 2
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 3 →
1
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.
2
Ɀino wakati acitaura neni, Mŋeya ndokupinda mukati maŋgu, akandimisa namakumbo aŋgu; ndikanzwa wakaŋga acitaura neni.
3
Iye akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, ndinokutumira kuʋana ʋaIsraeri, kumarudzi anomukira simba, akandimukira simba ini; iʋo namadziɓaɓa aʋo ʋakandiɗarikira, kuȿikira zuʋa ranhasi.
4
Ʋana ʋaneɀiso ɀisinokunyara nemŋoyo mikukutu; ndinokutumira kwaʋari, iwe uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova.
5
Ɀino iʋo, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi (nokuti iʋo iimba ino ndi mukira simba), ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari’po pakati paʋo.
6
Asi iwe, mŋanakomana womunhu, usaʋatya iʋo, usatya mashoko aʋo, kunyaŋge uri pakati porukato neminzwa, ugere pakati peɀinyaʋaɗa; usatya mashoko aʋo, usavunduswa neɀiso ɀaʋo, nokuti iʋo iimba ino ndi mukira simba.
7
Asi iwe unofanira kuʋaʋudza mashoko aŋgu, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi; nokuti ʋano ndi mukira simba kwaɀo.
8
Asi iwe, mŋanakomana womunhu, terera ɀandinokuʋudza; usandimukira simba, seɀinondimukira imba iyo; shamisa muromo wako udye ɀandicakupa.
9
Ɀino ndakati ndicitarira, ndikaʋona ruʋoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, buku yakapetwa yakaŋga iri’mo;
10
akaipetenura pamberi paŋgu; yakaŋga yakanyorwa mukati nokunze, makaŋga makanyorwa mariro, nokucema, nenhamo.
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 3 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48