bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 8
Ezekiel 8
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 9 →
1
Ɀino negore recitanhatu, nomŋedzi wecitanhatu, nezuʋa reshanu romŋedzi, ini ndigere mumba maŋgu, naʋakuru ʋaJuda ʋagere pamberi paŋgu, ruʋoko rwaShe Jehova ndokuwira pamsoro paŋgu.
2
Ipapo ndikatarira ndikaʋona mufananidzo uneŋge somŋoto; kubva pakaita seciʋuno cake ɀicienda pasi, kwakaŋga kunomŋoto, kubva paciʋuno cake ɀicikwira kumsoro ɀineŋge kubginya, seɗare rinopenya.
3
Akatambanudza ɀakaŋga ɀakaita soruʋoko, akandiɓata neɓumu romusoro waŋgu, Mŋeya akandisimudza pakati peɗeŋga nenyika, ndokundiisa paJerusarema ndiciratidzwa ɀiratidzo naMŋari, kumukoʋa wesuʋo ro ruʋazhe rwomukati unotarira kurutiʋi rwokumsoro, pakaŋga panecigaro cecifananidzo cegoɗo, cinomutsa goɗo.
4
Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kuri’po, ɀakafanana neɀandakaʋona muɓani.
5
Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, rinzira meso ako kurutiʋi rwokumsoro. Ipapo ndakariŋgira meso aŋgu kurutiʋi rwokumsoro, ndikaʋona kurutiʋi rwokumsoro rwesuʋo reartari cifananidzo ici cegoɗo cimire panopindwa napo.
6
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, unoʋona ɀaʋanoita here? Iɀo ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀinoitwa pano neimba yaIsraeri, kuti ini ndibve ndiende kure nenɀimbo yaŋgu tȿene here? Asi ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru.
7
Akandiisa kumukoʋa woruʋazhe; ɀino ndakati ndicitarira, ndikaʋona pakakoromoka paruȿiŋgo.
8
Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, cera ɀino paruȿiŋgo; ɀino ndakati ndacera paruȿiŋgo, ndikaʋona mukoʋa.
9
Akati kwandiri: Pinda, undoʋona ɀinonyaŋgadza ɀakashata ɀaʋanoita pano.
10
Ipapo ndakapinda, ndikaʋona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose eɀinokambaira pasi, nemhuka dzinonyaŋgadza, neɀifananidzo ɀose ɀeimba yaIsraeri ɀakafananidzwa paruȿiŋgo kumatiʋi ose.
11
Pamberi paɀo pakaŋga pamire ʋarume ʋanamakumi manomŋe ʋaʋakuru ʋeimba yaIsraeri; pakati paʋo pakaŋga pamire Jaazania mŋanakomana waShafani, mumŋe nomumŋe akaɓata haryana yake yeɀinonhuwira muruʋoko rwake; munhuwi wegore reɀinonhuwira ukaramba ucikwira.
12
Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, waʋona here ɀinoitwa naʋakuru ʋeimba yaIsraeri murima, mumŋe nomumŋe mukamuri yake yemifananidzo? Nokuti ʋanoti: Jehova haatiʋoni; Jehova wakabva panyika ino.
13
Akati ʋo kwandiri: Ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀaʋanoita.
14
Ipapo akandiisa kumukoʋa wesuʋo reimba yaJehova rakaŋga riri kurutiʋi rwokumsoro; ndikaʋona ʋakadzi ʋagere’po ʋacicema Tamuzi.
15
Ɀino akati kwandiri: Waɀiʋona here, iwe mŋanakomana womunhu? Ucaʋona ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀinopfuʋura iɀi.
16
Ipapo akandiisa muruʋazhe rwomukati rweimba yaJehova; tarira, pamukoʋa wetembere yaJehova pakati peɓiraʋira neartari, kwakaŋga kunaʋarume ʋaneŋge makumi maʋiri naʋashanu, ʋakafuratira tembere yaJehova, ɀiso ɀaʋo ɀakariŋgira kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaŋga ʋacinamata zuʋa kurutiʋi rwamabvazuʋa.
17
Ɀino akati kwandiri: Wa ɀi ʋona here, iwe mŋanakomana womunhu? Cinhu ciɗuku here kuimba yaJuda, kuti ʋaite ɀinonyaŋgadza ɀaʋanoita pano? Nokuti ʋakazadza nyika nokuita nesimba, ʋakadzoka ʋomutsa kutsamŋa kwaŋgu; tarira ʋanoisa ɗaʋi kumhino dzaʋo.
18
Naiɀoɀo neni ʋo ndicaita nehasha; ziso raŋgu hariŋgapembedzi, handiŋgaʋi netsitsi; kunyaŋge ʋakaɗanidzira munzeʋe dzaŋgu nenzwi guru, handiŋgaʋanzwi.
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 9 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48