bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ezekiel 48
Ezekiel 48
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 47
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
1
Ɀino awa ndiwo mazita amarudzi: Kurutiʋi rwokumsoro, ɀicienda nenzira yeHetroni kuȿikira paʋanopinda ʋacienda Hamati neHazari‐enani pamuganho weDamasko, ɀicienda kurutiʋi rwokumsoro napaHamati (matiʋi aʋo anofanira kuenda kumabvazuʋa nokumaʋirazuʋa), ndiwo mugoʋe mumŋe waDani.
2
Pamuganho waDani, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waAsheri.
3
Pamuganho waAsheri, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waNaftari.
4
Pamuganho waNaftari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waManase.
5
Pamuganho waManase, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waEfraimi.
6
Pamuganho waEfraimi, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waRubeni.
7
Pamuganho waRubeni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamavirazuva, ndiwo mugoʋe mumŋe waJuda.
8
Pamuganho waJuda, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, cicaʋa cipo camunofanira kuʋigira Jehova, tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu paʋupamhi, nokureɓa kwakaenzana nomumŋe wemigoʋe, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa; nɀimbo tȿene inofanira kuʋa pakati payo.
9
Cipo camunofanira kuʋigira Jehova cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, ʋuye tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi.
10
Cipo ico citȿene cinofanira kupiwa aʋa, iʋo ʋaprista; kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, nokurutiʋi rwamaʋirazuʋa tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi, nokurutiʋi rwamabvazuʋa dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi, nokurutiʋi rwezasi dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa; nɀimbo tȿene yaJehova inofanira kuʋa pakati payo.
11
Cicaʋa caʋaprista ʋakaitwa ʋatȿene pakati paʋanakomana ʋaZadoki, ʋakaceŋgeta ɀandakaʋaraira, ʋasino‐kutsauka neŋguʋa yokutsauka kwaʋana ʋaIsraeri, seɀakatsauka ʋaRevi.
12
Cicaʋa cipo kwaʋari cakatorwa pacipo cenyika, cinhu citȿene, pamuganho waʋaRevi.
13
ƲaRevi ʋanofanira kupiwa mugoʋe wakaenzana nomuganho waʋaprista, ndokuti tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, neɀuru ɀinegumi paʋupamhi; kureɓa kwose kucaita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu, neɀuru ɀinegumi paʋupamhi.
14
Haʋafaniri kutoŋgoiteŋgesa, kana kuitsinhanha neimŋe nyika, ʋuye ɀiɓereko ɀokutaŋga ɀenyika haɀifaniri kupfuʋudzwa, nokuti ɀitȿene kunaJehova.
15
Tsaŋga dzineɀuru ɀishanu dzakasara paʋupamhi bgenyika, pamberi pedzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu, haɀizi ɀitȿene, ndeɀeguta, nopokugara noruwa; guta rinofanira kuʋa pakati paɀo.
16
Kukura kwayo kunofanira kuʋa kuɗai: Rutiʋi rwokumsoro, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, norutiʋi rwezasi ɀuru ɀinna namazana mashanu, nokurutiʋi rwamabvazuʋa ɀuru ɀinna namazana mashanu, norutiʋi rwamaʋirazuʋa ɀuru ɀinna namazana mashanu.
17
Guta rinofanira kuʋa noruwa ʋo: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzinamazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwezasi mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamabvazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamaʋirazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu.
18
Ɀakasara pakureɓa kwayo, iɀo ɀakaenzana necipo citȿene, ɀinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi kurutiʋi rwamabvazuʋa, neɀuru ɀinegumi kurutiʋi rwamaʋirazuʋa; ɀicaenzana necipo citȿene; ɀiɓereko ɀayo ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaʋanoɓata muguta.
19
Ʋanoɓata muguta, iʋo ʋanobva kumarudzi ose aIsraeri, ʋanofanira kuirima.
20
Cipo cose cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, neɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu paʋupamhi; munofanira kuʋigira Jehova cipo ico citȿene, cinamatiʋi manna akaenzana, pamŋe cete nenɀimbo yeguta.
21
Ɀakasara ɀinofanira kuʋa ɀomucinda, necoʋuno neceseri kwecipo citȿene nenɀimbo yeguta; pamberi petsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu ɀecipo, kumuganho wokurutiʋi rwamabvazuʋa, nokurutiʋi rwamaʋirazuʋa pamberi peɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu kumuganho wokurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ɀakaenzana nemigoʋe, ndiɀo ɀinofanira kuʋa ɀomucinda; cipo citȿene nenɀimbo tȿene yeimba ɀinofanira kuʋa pakati paɀo.
22
Ʋuye ʋo, kubva panyika yaʋaRevi, nokubva panɀimbo yeguta, iɀo ɀiri pakati penyika yomucinda, pakati pomuganho waJuda nomuganho waBenjamini, ɀinofanira kuʋa ɀomucinda.
23
Kana ari marudzi mamŋe akasara: Kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waBenjamini.
24
Pamuganho waBenjamini, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waSimeoni.
25
Pamuganho waSimeoni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waIsakari.
26
Pamuganho waIsakari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waZeburuni.
27
Pamuganho waZeburuni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waGadi.
28
Pamuganho waGadi, kurutiʋi rwezasi, ɀicienda zasi, muganho unofanira kubva paTamari kuȿikira kumvura zhinji yeMeribati‐kadeshi, kurukoʋa rweEgipita, kuȿikira kuguŋgwa guru.
29
Ndiyo nyika yamunofanira kuganhura nemijenya pakati pamarudzi aIsraeri iʋe nhaka yaʋo, ʋuye iyi ndiyo migoʋe yaʋo ʋose — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
30
Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo;
31
masuʋo eguta anofanira kutumidzwa mazita amarudzi aIsraeri; masuʋo matatu kurutiʋi rwokumsoro, anoti: Suʋo raRubeni, rimŋe, suʋo raJuda, rimŋe, ʋuye suʋo raRevi, rimŋe.
32
Kurutiʋi rwamabvazuʋa, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raJosefa, rimŋe, suʋo raBenjamini, rimŋe, ʋuye suʋo raDani, rimŋe.
33
Kurutiʋi rwezasi, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raSimeoni, rimŋe, suʋo raIsakari, rimŋe, ʋuye suʋo raZeburuni, rimŋe.
34
Kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, namasuʋo a’po matatu, anoti: Suʋo raGadi, rimŋe, suʋo raAsheri, rimŋe, ʋuye suʋo raNaftari, rimŋe.
35
Ɀose ɀinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi neɀisere pamatiʋi ose manna; zita reguta kubva pazuʋa iro rinofanira kunzi, Jehova uri’po.
← Chapter 47
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48