bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Proverbs 24
Proverbs 24
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 25 →
1
Usaitire shanje vanhu vakaipa kana kuda kushamwaridzana navo,
2
nokuti mwoyo yavo inofunga zvoutsinye miromo yavo inotaura zvoumharadzi.
3
Musha unovakwa noungwaru asi kunzwisisa ndiko kunomisa musha.
4
Zvakakosha uye zvakanaka zvinozara mudzimba dzawo zvinobva kuruzivo.
5
Mungwaru anokunda munhu ane simba uye munhu ano ruzivo anokunda ana masimba.
6
Kuronga ndiko kunopa vanhu kukunda muhondo kukunda kunobva mukunyatsoronga.
7
Kubenzi, ungwaru huri pamusorosoro padare harimboti muromo bufu.
8
Munhu anoronga kuita zvakaipa anozonzi womusikanzwa.
9
Kuronga kuita zvakaipa, chitadzo mushori anosemesa kuvanhu.
10
Ukaora mwoyo pamusi wenhamo simba rako rinobva raita shoma.
11
Nunura vanenge vachindundurutsirwa kurufu umise vanenge vachidzadzarikira kundourayiwa.
12
Kana ukati, “Hatina kumbozviziva.” Ko iye anoona mwoyo haazvione here? Ko iye anokuchengeta haazvizivi here? Haape mumwe nomumwe maererano nezviito zvake here?
13
Mwanangu idya uchi nokuti hwakanaka musvi weuchi unotapira kuhudya.
14
Ziva kuti ungwaru hwakaita sei kwauri, ukahuhwana une upenyu mune ramangwana chitarisiro chako hachiparare.
15
Usavandire pamba pomururami sezvinoita muipi usaparadze musha wake
16
nokuti akarurama anoputsika kanomwe achimukazve asi akaipa anokundwa nenhamo.
17
Usati Tsvatuwaro kana muvengi wako awira munhamo mwoyo wako ngaurege kufara kana adzadzarika.
18
Tenzi angadaro akazviona akatsamwa nazvo akadzora hasha dzake kwaari.
19
Usazvinetse nezvevaiti vezvakaipa uye usaitire vakaipa shanje.
20
Muipi haana upenyu muneramangwana, mwenje wavaipi uchadzimwa.
21
Mwanangu itya Tenzi namambo usaite rimwe navapanduki
22
nokuti vachawirwa nejambwa nenguva isipi richibva kuna vose vari vaviri.
23
Dzino idzi dzimwe tsumo dzinobva kuvangwaru: Kutonga norusaruro hakuna kunaka.
24
Anoti kumuipi hauna mhosva acharengererwa rushambwa navanhu agovengwa namarudzi
25
asi vanotsiura vakaipa vachafara vachava nechikomborero chakanaka.
26
Kutaura chokwadi hakuputsi ukama.
27
Tanga wagadzira zvokunze'ku zvigadzirirewo munda wako ndokuzovaka musha wako.
28
Usave chapupu chokuroverera mumwe wako pasina mhosva usanyengedze nomuromo wako.
29
Usati kumunhu ndinoda kumuitira sezvaakandiitirawo ndichinotsivawo zvaakandiitira.
30
Ndapfuura nepamunda wenyope napamunda webenzi wemugirepisi.
31
Wonei wakati ndu neminzwa pasi pakazara norukato. Rusvingo rwawo rwakanga rwakapazika
32
Ndakaona ndikarangarira ndakatarisa ndikawona chidzidzo.
33
Kuti regai ndimboti kotsirei kashoma regai ndimboti tsomwairei kashoma ndimboti maoko gumbatei kuzorora zvangu
34
urombo hunobva hwati pauri tutururu segandanga uye kushaiwa kunouya kwauri somunhu akapakata zvombo zvokurwa.
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31