bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Proverbs 9
Proverbs 9
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 10 →
1
Ungwaru hwakazvivakira imba, hwakazvivezera misimboti minomwe.
2
Hwabaya zvibayiro zvahwo, hwasanganisa waini yahwo uye hwagadzira tafura yahwo.
3
Hwatuma vasikana vahwo vebasa kundokokera vari panzvimbo dzakakwirira dzeguta.
4
Kana uri munhuwo zvako tsaukira nepano kumunhu wose asina mano hunoti kwauri,
5
“Uyai mudye chingwa changu munwe waini yandasanganisa.
6
Siyanai nokusanzwisisa murarame mutevere nzira inoratidza kunzwisisa.”
7
Anodzora anoshora, chake kunyombwa uye anotsiura munhu wakaipa anozviparira mavanga.
8
Usatsiure anoshora, nokuti anozokuvenga ukatsiura mungwaru anokuda.
9
Kupa mungwaru, kutomuwedzera ungwaru. Dzidzisa mururami dzidzo yake inotowedzerwa
10
Kutya Tenzi ndiyo mviromviro youngwaru. Kuziva iye Anoera ndiko kunzwisisa ikoko
11
nokuti nokwandiri mazuva ako anowanziridzwa uye makore anopamhidzirwa kuupenyu hwako.
12
Kana wakangwara zvinobatsira iwe kana uri munhu wokunyomba nhamo ndeyako.
13
Rema romukadzi mukadzi anotaurisa, mukadzi asingazvibati asinganyari.
14
Anongoti go kugara pamusuo wemba yake, anondogara panzvimbo dzakatunhumara dzomuguta,
15
achidaidzira kuna vanopfuura nenzira vanenge vakanangana zvavo nerwendo rwavo
16
achiti, “Kana uri munhuwo zvako tsaukira napano” kumunhu asina mano anoti,
17
“Inga wani mvura yokuba inotapira uye chingwa chokudya muchivande chinonaka.”
18
Murume anenge asingazivi kuti ipapa pana vakafa uye kuti vaenzi vomukadzi uyu vari pasi pasi penzvimbo yavafi.
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 10 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31