bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 10
Jeremiah 10
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 11 →
1
Inzwai shoko rinotaura Jehova kwamuri, imi imba yaIsraeri:
2
Ɀanzi naJehova: Regai kudzidza tsika dzamarudzi aʋanhu, musavunduswa neɀiratidzo ɀokuɗeŋga; nokuti marudzi aʋanhu anovunduswa naɀo.
3
Nokuti tsika dzaʋanhu hadzinamaturo; nokuti mumŋe unotema muti muɗondo, riri ɓasa ramaʋoko omunhu unoʋeza neɗemo.
4
Ʋanoushoŋgedza nesirveri nendarama, ʋanouroʋera nembambo nenyundo, kuti urege kuzunuŋguka.
5
Ɀakafanana nembiru dzakaʋezwa, dzisiŋgatauri; ɀinofanira kutakurwa, nokuti haɀigoni kufamba. Musaɀitya, nokuti haɀigoni kuita ɀakaipa, kunyaŋge kuita ɀakanaka, haɀigoni.
6
Hakuna‐wakafanana nemi Jehova; imi muri mukuru, zita renyu iguru nesimba raro.
7
Ndianiko uŋgarega kukutyai, imi Mambo wamarudzi aʋanhu? Nokuti makafanira iɀoɀi; nokuti pakati paʋakacenjera ʋose ʋamarudzi aʋanhu, napaʋushe bgaʋo bgose, hakuna‐wakafanana nemi.
8
Asi ʋose pamŋe cete haʋanenjere, mapenzi; dzidzo yeɀifananidzo iɗanda ɀaro.
9
Isirveri yakapfurwa ikaita ɓape, yakatorwa Tarshishi, nendarama inobva Ufazi, riri ɓasa remhizha neramaʋoko omupfuri wendarama; ɀakafukidzwa ŋguʋo dzemiceka mitema nemitȿuku; ɀose iɓasa raʋanhu ʋenjere.
10
Asi Jehova ndiye Mŋari waɀokwaɗi; ndiye Mŋari mupenyu, naMambo wokusiŋgaperi; kana iye atsamŋa nyika inoɗeɗera, marudzi aʋanhu haagoni kumira pahasha dzake.
11
Itiyi kwaʋari: Ʋamŋari ʋasina‐kuita ɗeŋga nenyika, ndiʋo ʋacapera panyika napasi peɗeŋga rose.
12
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika noʋucenjeri bgake, wakatatamura ɗeŋga rose nenjere dzake.
13
Kana aciɓuɗisa inzwi rake, kunomubvumo wemvura zhinji kuɗeŋga; unokwidza makore pamigumo yenyika, unoita mheni kuʋuyisa mvura, unoɓuɗisa mhepo panoʋigwa fuma yake.
14
Munhu mumŋe nomumŋe waʋa usinenjere, haaneziʋo; mupfuri mumŋe nomumŋe wendarama unonyadziswa necifananidzo cake caakaʋeza, nokuti cifananidzo cake caakaʋumba, ndecenhema; hakunomŋeya maɀiri.
15
Haɀinamaturo, iɓasa rinonyeŋgera; paŋguʋa yokurobga kwaɀo ɀicapera.
16
Mugoʋe waJakobo haufanani naiɀoɀo, nokuti ndiye muʋumbi waɀose; Israeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehova wehondo ndiro zita rake.
17
Ʋuŋganidza nhumbi dzako, ubve panyika, iwe unogara wakakombga.
18
Nokuti ɀanzi naJehova: Tarirai, ŋguʋa ino ndicaposhera kure ʋanhu ʋagere munyika ino, ndicaʋamanikidza, kuti ʋawanikwe.
19
Ndinenhamo nokuɗa kwokurwadziwa kwaŋgu! Ʋaŋga raŋgu rakaipa kwaɀo; asi ndakati: Ɀirokwaɀo ndibgo ʋurwere bgaŋgu, ndinofanira kuʋutakura haŋgu.
20
Tente raŋgu rakaputswa, mabote aŋgu ose akaɗamburwa; ʋana ʋaŋgu ʋabva kwandiri, haʋaciri’po; hakucina‐uŋgatatamura tente raŋgu, kana kumisa ɀe miceka yetente raŋgu.
21
Nokuti ʋafudzi ʋaʋa ʋasinenjere, haʋana‐kubvunza Jehova; naiɀoɀo haʋana‐kuzofara, namapoka aʋo ose akapararira.
22
Inzwai, mukurumbira! Tarirai, ɓope guru rinoʋuya ricibva kunyika yokumsoro, kushandura maguta aJuda aʋe matoŋgo, panogara makaʋa.
23
Haiwa, Jehova, ndinoziʋa kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.
24
Haiwa, Jehova, ndiraŋgei henyu, asi muite nokururama; musaɀiita nokutsamŋa kwenyu, kuti murege kundipedza cose.
25
Ƌururirai kutsamŋa kwenyu pamsoro pamarudzi aʋanhu ʋasiŋgakuziʋiyi, napamsoro pamarudzi asiŋgaɗani zita renyu; nokuti ʋakadya Jakobo, ɀirokwaɀo, ʋakamudya nokumupedza, ʋakaparadza ʋugaro bgake.
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52