bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 11
Jeremiah 11
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 12 →
1
Shoko rakaʋuya kunaJeremia, ricibva kunaJehova, riciti:
2
Inzwai mashoko esuŋgano iyi, mutaure naʋanhu ʋaJuda, naʋagere Jerusarema,
3
uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Munhu usiŋganzwi mashoko esuŋgano iyi, ŋgaatukwe,
4
aya andakaraira madziɓaɓa enyu nezuʋa randakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita, mucoto camatare, ndiciti: Tererai inzwi raŋgu, muɀiite ɀose seɀandakakurairai; ipapo mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari wenyu;
5
kuti ndisimbise kupika kwandakapikira madziɓaɓa enyu, kuti ndicaʋapa nyika inoyerera mukaka noʋuci, seɀaɀakaita zuʋa ranhasi. Ipapo ndakapindura, ndikati: Ameni, Jehova!
6
Ɀino Jehova akati kwandiri: Paridza mashoko awa ose pamaguta aJuda, napanzira dzomuJerusarema, uciti: Inzwai mashoko esuŋgano iyi, muaite.
7
Nokuti ndakarairira madziɓaɓa enyu kwaɀo nezuʋa randakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita, kuȿikira zuʋa ranhasi, ndicifumira maŋgwanani, ndicirairira, ndiciti: Tererai inzwi raŋgu.
8
Asi haʋana‐kuterera, kana kurerekera nzeʋe dzaʋo, asi mumŋe nomumŋe waʋo wakaramba acifamba noʋukukutu bgomŋoyo wake wakaipa; naiɀoɀo ndakaʋuyisa pamsoro paʋo mashoko ose esuŋgano iyi, andakaʋaraira kuti ʋaaite, asi haʋana‐kuaita.
9
Ɀino Jehova akati kwandiri: Raŋgano yakaipa yawanikwa pakati paʋanhu ʋaJuda, napakati paʋagere Jerusarema.
10
Ʋakadzokera kuneɀakaipa ɀamadziteteguru aʋo, akaramba kunzwa mashoko aŋgu, ʋakateʋera ʋamŋe ʋamŋari kuti ʋaʋashumire; imba yaIsraeri neimba yaJuda ʋakaputsa suŋgano yaŋgu yandakaita namadziɓaɓa aʋo.
11
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicaʋuyisa ɀakaipa pamsoro paʋo, ɀaʋasiŋgagoni kutiza; ʋacaɗanidzira kwandiri, asi handiŋgaʋanzwi.
12
Ipapo ʋamaguta aJuda naʋagere Jerusarema, ʋacandoɗanidzira kunaʋamŋari ʋaʋanopisira ɀinonhuwira; asi haʋaŋgatoŋgoʋaponesi paŋguʋa yokutambudzika kwaʋo.
13
Nokuti iwe Juda, kuwanda kwaʋamŋari ʋako kwakafanana nokuwanda kwamaguta ako; ʋuye makaʋakira cinhu cinonyadzisa maartari, iwo maartari okupisira Baari ɀinonhuwira, akawanda senzira dzomuJerusarema.
14
Saka iwe usanyeŋgeterera ʋanhu aʋa, kana kuɗana nokuɗa kwaʋo nenzwi rako kana munyeŋgetero wako; nokuti handiŋgaʋanzwi neŋguʋa yaʋanoɗanidzira kwandiri nokuɗa kwokutambudzika kwaʋo.
15
Muɗikanwa waŋgu unotȿakeiko mumba maŋgu, ɀaakaita ɀinonyaŋgadza naʋazhinji? Mhiko nenyama tȿene ɀiŋgabvisa njodzi yako here? Ipapo uŋgafara kwaɀo.
16
Jehova wakakutumidza zita rinonzi, Muorivi mutema, wakanaka neɀiɓereko ɀakanaka; asi wakazoʋesa mŋoto pamsoro pawo nomubvumo weɓope guru, mataʋi awo akavuniwa.
17
Nokuti Jehova wehondo, iye wakakusima, wakareʋa ɀakaipa pamsoro pako, nokuɗa kweɀakaipa ɀeimba yaIsraeri, neimba yaJuda, ɀaʋakaita ʋacinditsamŋisa nokupisira kwaʋo Baari ɀinonhuwira.
18
Jehova wakandiziʋisa iɀoɀo, ndikaɀiziʋa; ipapo mukandiratidza ɀaʋanoita.
19
Asi ini ndakaŋga ndakafanana negwaiana nyoro rinoiswa kundoɓayiwa; ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ʋakaŋga ʋaraŋgana mano akaipa pamsoro paŋgu, ʋaciti: Ŋgatiparadze muti pamŋe cete neɀiɓereko ɀawo, ŋgatimubvise cose panyika yaʋapenyu, zita rake rirege kuzoraŋgarirwa.
20
Asi imi Jehova wehondo, imi munotoŋga ɀakarurama, munoidza itȿo nomŋoyo, ndicaʋona kutsiʋa kwenyu kwaʋari, nokuti ndakakuzarurirai mhaka yaŋgu.
21
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro paʋanhu ʋeAnatoti, ʋanotȿaka kukuʋuraya, ʋaciti: Haufaniri kuprofita nezita raJehova, kuti urege kuʋurawa namaʋoko eɗu;
22
naiɀoɀo ɀanzi naJehova wehondo: Tarirai, ndicaʋaroʋa; majaya acaʋurawa nomunondo, ʋanakomana ʋaʋo naʋanasikana ʋaʋo ʋacaʋurawa nenzara;
23
haʋaŋgasarirwi naʋanhu, nokuti ndicaʋuyisa ɀakaipa pamsoro paʋanhu ʋeAnatoti pagore rokurobga kwaʋo.
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 12 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52