bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 2
Jeremiah 2
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 3 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaʋuya kwandiri, riciti:
2
Enda, undoɗana munzeʋe dzaʋeJerusarema, uti: Ɀanzi naJehova: Ndakaraŋgarira pamsoro pako ʋunyoro bgoʋuɗuku bgako noruɗo rweŋguʋa yokuwanikwa kwako, kuti wakanditeʋera murenje, munyika yakaŋga isina‐kudɀarwa.
3
Israeri ʋakaŋga ʋari rudzi rutȿene kunaJehova, ɀiɓereko ɀitȿa ɀaakaɀiwanira; ʋose ʋanomudya ʋacaʋa nemhoȿa; ʋacawirwa neɀakaipa — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
4
Inzwai shoko raJehova, imi imba yaJakobo, nemhuri dzose dzeimba yaIsraeri:
5
Ɀanzi naJehova: Madziɓaɓa enyu akawana ɀisakarurama ɀipiko kwandiri, ɀaʋakaenda kure neni, ɀaʋakateʋera ɀisinamaturo, iʋo ʋamene ʋakaʋa ʋasinamaturo?
6
Ʋuye haʋana‐kureʋa, ʋaciti: Uripiko Jehova wakatiɓuɗisa panyika yeEgipita, akatifambisa murenje, munyika inamasaŋgo namakomba, munyika yakawoma neyomumvuri worufu, munyika isiŋgafambgi nomunhu acipfuʋura’po, musiŋgagari munhu?
7
Ndakakuȿitsai munyika ineminda yakaʋorera, kuti mudye ɀiɓereko ɀayo neɀakanaka ɀayo; asi makati mapinda, mukaȿiɓisa nyika yaŋgu, mukaita nhaka yaŋgu cinhu cinonyaŋgadza.
8
Ʋaprista haʋana‐kuti: Jehova uripiko? Ʋaifambisa mirairo ʋakaŋga ʋasiŋgandiziʋi, ʋafudzi ʋaindiɗarikira, ʋaprofita ʋaiprofitera Baari, ʋaciteʋera ɀinhu ɀisiŋgaɓatsiri.
9
Saka ɀanzi naJehova: Ndicaramba ndicikakaʋara nemi, ndicakakaʋara naʋana ʋaʋana ʋenyu.
10
Nokuti yambukirai kuɀiwi ɀeKitimi, muʋone; tumai ʋanhu Kedari, mufuŋgisise ɀakanaka, muʋone kana kwakamboʋa’po cinhu cakaɗai.
11
Ko rudzi ruri’po rwakatsinhanhisa ʋamŋari ʋarwo, iʋo ʋasati ʋari ʋamŋari here? Asi ʋanhu ʋaŋgu ʋakatsinhanisa kukudzwa kwaʋo neɀinhu ɀisiŋgaɓatsiri.
12
Shamiswa necinhu ici, iwe ɗeŋga rose, utye ɀikuru, uvunduswe kwaɀo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
13
Nokuti ʋanhu ʋaŋgu ʋakaita ɀinhu ɀiʋiri ɀakaipa: Ʋakandisiya, ini tsime remvura mhenyu, ʋakaɀiʋezera ɀiroŋgo, ɀiroŋgo ɀakaputsika, ɀisiŋgagoni kuceŋgeta mvura.
14
Israeri muranda here? Ko ndiye muranda wakaɓerekerwa mumba matenzi wake here? Ko ɀino wapambga seiko?
15
Ʋana ʋeshumba ʋakamuʋombera, ʋakarira, nokuparadza nyika yake; maguta ake akapiswa, hakuna‐unogara’mo.
16
Ʋana ʋeNofi naʋeTapanesi ʋakapedza vudzi romusoro wako.
17
Ko haunakuɀitȿakira iɀoɀo, ɀawakasiya Jehova Mŋari wako paŋguʋa yaakakufambisa panzira yake here?
18
Ɀino unondotȿakei panzira inoenda Egipita, kundonwa mvura yeSihori here? Unondotȿakei panzira inoenda Asiria, kundonwa mvura yoRwizi here?
19
Ɀakaipa ɀako ɀinokuroʋa, kudzokera kwako shure kunokutuka; naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova wehondo: Ziʋa, uʋone kuti cinhu cakaipa cinoʋaʋa kuti wakasiya Jehova Mŋari wako, ʋuye kuti haundityi.
20
Nokuti yatoʋa ŋguʋa huru yawakavuna joko rako, nokuɗambura ɀisuŋgo ɀako; ukati: Handiɗi kuɓatira; nokuti wakafugama pacikomo cipi necipi cakakwirira napasi pomuti upi noupi mutema ucifeʋa.
21
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndakaŋga ndakusima uri muzambiriŋga wakaiȿo‐naka, mbeu kwayo yaɀokwaɗi; ɀino wandishandukira sei ukaʋa mataʋi akaipa omuzambiriŋga worumŋe rudzi?
22
Nokuti kunyaŋge ukashamba nesoda, ukatora sipo zhinji, kunyaŋge ɀakaɗaro ɀakaipa ɀako ɀakaita segwapa pamberi paŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
23
Uŋgareʋa seiko, uciti: Handina‐kuȿiɓiswa, handina‐kuteʋera ʋaBaari? Cerekedza nzira yako pamupata, uziʋe cawakaita; uri hadzi yekamera inomhanya, inofamba nenzira dzayo;
24
uri hadzi yembizi yakaroʋera renje, inofembedza mhepo nokushuʋa kwayo; ndiani uŋgaidzora pakuʋiŋga kwayo? Dzose, dzinoitȿaka, hadziŋganeti; pamŋedzi wayo dzinoiwana.
25
Usatendera rutsoka rwako kufamba usineshaŋgu, nehuro dzako kuʋa nenyota. Asi iwe wakati: Haɀinamaturo; kwete, nokuti ndakaɗa ʋatorwa, ndiʋo ʋandicateʋera.
26
Mbava seɀainonyadziswa kana yaʋonekwa, saiɀoɀo imba yaIsraeri yanyadziswa, iʋo, namadzimambo aʋo, namacinda aʋo, naʋaprista ʋaʋo, naʋaprofita ʋaʋo;
27
iʋo, ʋanoti kuɗanda: Uri ɓaɓa ʋaŋgu; nokubge: Ndiwe wakandiɓereka; nokuti ʋakandifuratira, haʋana‐kunditarira neɀiso ɀaʋo; asi paŋguʋa yokutambudzika kwaʋo ʋacati: Simukai, mutiponese.
28
Ɀino ʋaripiko ʋamŋari ʋenyu ʋamakaɀiitira? Ŋgaʋasimuke kana ʋacigona kukuponesai paŋguʋa yokutambudzika; nokuti kuwanda kwaʋamŋari ʋako, iwe Jakobo, kwakaenzana namaguta ako.
29
Munokakaʋara neni neiko? Imi mose makandiɗarikira — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
30
Ndakaroʋa ʋana ʋenyu pasina, haʋana‐kuterera kuraŋgwa; munondo wenyu ndiwo wakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu, seshumba inoparadza.
31
Haiwa, imi rudzi rwakaɗai! ʋonai shoko raJehova. Ko ini ndakaŋga ndiri renje kunaIsraeri here? Kana nyika yerima guru here? Ʋanhu ʋaŋgu ʋanoreʋereiko ʋaciti: Tinotekeshera heɗu, haticazoʋuyi ɀe kwamuri?
32
Ko mhandara iŋgakaŋganwa ɀishoŋgo ɀayo, kana mŋeŋga mukonde wake here? Asi ʋanhu ʋaŋgu ʋakandikaŋganwa mazuʋa asiŋgaʋereŋgwi.
33
Haiwa, unoziʋa ɀakanaka sei kunatsa nzira yako, kuti utȿake kuɗikanwa! Saka wakadzidzisa naʋakadzi ʋakaipa ʋo nzira dzako.
34
Pamipendero yeŋguʋo dzako pakawanikwa ʋo ropa raʋarombo ʋasinemhaka; handina‐kuriwana pakapaziwa imba, asi paneɀiɀi ɀose.
35
Kunyaŋge ɀakaɗaro iwe wakati: Handinemhaka; ɀirokwaɀo kutsamŋa kwake kwakadzorwa kwandiri. Tarira, ndicakutoŋga, ɀaunoti: Handina‐kutadza.
36
Unofambireiko pose‐pose, ucishandura nzira yako? Ucanyadziswa neEgipita, seɀawakanyadziswa neAsiria.
37
Naipapo ʋo ucabva wakaisa maʋoko ako pamusoro wako; nokuti Jehova wakaramba ʋaunoʋimba naʋo, newe hauŋgaɓatsirwi naʋo.
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 3 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52