bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 16
Jeremiah 16
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 17 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kwandiri ɀe, riciti:
2
Rega kuwana mukadzi kana kuʋa naʋanakomana kana ʋanasikana panɀimbo ino.
3
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro paʋanakomana napamsoro paʋanasikana ʋanoɓerekerwa panɀimbo ino, napamsoro pamadzimai aʋo akaʋaɓereka, napamsoro pamadziɓaɓa aʋo akaʋaɓereka panyika ino:
4
Ʋacafa norufu rwakaipa kwaɀo; haʋaŋgacemŋi kana kuʋigwa; ʋacaʋa somupfudze panyika; ʋacapedzwa nomunondo ʋuye nenzara; ɀitunhu ɀaʋo ɀicaʋa ɀokudya ɀeshiri dzokuɗeŋga neɀikara ɀenyika.
5
Nokuti ɀanzi naJehova: Usapinda muimba yokucema, usaʋawuŋgudzira kana kuʋacema; nokuti ɀanzi naJehova: Ndabvisa rugare rwaŋgu paʋanhu aʋa, ibgo ʋunyoro bgaŋgu nenyasha dzaŋgu.
6
Ʋakuru naʋaɗuku ʋose ʋacafa munyika ino; haʋaŋgaʋigwi, naʋanhu haʋaŋgaʋacemi, kana kuɀiceka nokuɀiʋeʋura nokuɗa kwaʋo;
7
ʋanhu haʋaŋgaʋameɗuriri ciŋgwa pakucema kwaʋo, ʋaciti ʋaʋanyaradze pamsoro paʋakafa, ʋuye ʋanhu haʋaŋgaʋapi mukombe wokunyaradza ʋanwe pamsoro paɓaɓa ʋaʋo kana mai ʋaʋo.
8
Newe usapinda muimba yomutambo, kuti ugare naʋo, ucidya nokunwa.
9
Nokuti ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Tarirai, ndicagumisa panɀimbo ino, muciɀiʋona pamazuʋa enyu, inzwi rokuseka, nenzwi romufaro, nenzwi recikomba nenzwi romŋeŋga.
10
Ɀino kana uciziʋisa ʋanhu aʋa mashoko awa ose, iʋo ʋacati kwauri: Jehova wakareʋereiko ɀakaipa iɀi ɀikuru ɀose pamsoro peɗu? Kutadza kweɗu ndokwei? Ɀiʋi ɀeɗu ndeɀei, ɀatakaitira Jehova Mŋari weɗu?
11
Ipapo iwe uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova: Nokuti madziɓaɓa enyu akandisiya, ʋakateʋera ʋamŋe ʋamŋari, nokuʋashumira nokuʋanamata, ʋakandisiya ini, ʋakasaceŋgeta murairo waŋgu;
12
ɀino imi makaita ɀakaipa kupfuʋura madziɓaɓa enyu; nokuti tarirai, munofamba mumŋe nomumŋe noʋukukutu bgomŋoyo wake wakaipa, muciramba kunditerera.
13
Saka ndicakudziŋgai panyika ino ndicikuisai kunyika yamakaŋga musiŋgaziʋi, kunyaŋge imi kunyaŋge madziɓaɓa enyu; ipapo mucashumira ʋamŋe ʋamŋari masikati noʋusiku, nokuti handiŋgakunzwiriyi ŋgoni.
14
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, mazuʋa anoʋuya, aʋacasizoti: NaJehova mupenyu, wakabvisa ʋana ʋaIsraeri panyika yeEgipita;
15
asi: NaJehova mupenyu, wakabvisa ʋana ʋaIsraeri kunyika yokumsoro, nokunyika dzose dzaakaŋga aʋadziŋgira kwadziri. Ndicaʋadzosera ɀe kunyika yaʋo yandakapa madziɓaɓa aʋo.
16
Ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicandoɗana ʋaɓati ʋazhinji ʋehoʋe, iʋo ʋacaʋaɓata sehoʋe; pashure ndicandoɗana ʋavimi ʋazhinji, iʋo ʋacaʋavima pamakomo ose neɀikomo ɀose, napamapako ose amatombo.
17
Nokuti meso aŋgu anoʋona nzira dzaʋo dzose, haɀina‐kuʋanzika pamberi paŋgu, ɀakaipa ɀaʋo haɀina‐kuʋanziwa pameso aŋgu.
18
Ndicataŋga kuʋatsiʋira ɀakaipa ɀaʋo neɀiʋi ɀaʋo kaʋiri, nokuti ʋakaȿiɓisa nyika yaŋgu neɀitunha ɀeɀinhu ɀaʋo ɀinosemesa, nokuzadza nhaka yaŋgu neɀinonyaŋgadza ɀaʋo.
19
Imi Jehova, simba raŋgu, nenhare yaŋgu, noʋutiziro bgaŋgu pazuʋa rokutambudzika, marudzi acaʋuya kwamuri acibva kumigumo yenyika, aciti: Madziɓaɓa eɗu akagara nhaka yenhema dzoga, ɀinhu ɀisinamaturo, neɀinhu ɀisiŋgaɓatsiri.
20
Ko munhu uŋgaɀiitira ʋamŋari ʋasati ʋari ʋamŋari here?
21
Naiɀoɀo, tarirai, ndicaʋaziʋisa, ndicaʋaziʋisa paŋguʋa ino cete ruʋoko rwaŋgu nesimba raŋgu; ʋacaziʋa kuti zita raŋgu ndiJehova.
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 17 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52