bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 33
Jeremiah 33
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 32
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 34 →
1
Ɀino shoko raJehova rakaȿika ɀe rwecipiri kunaJeremia, acakapfigirwa muruʋazhe rwaʋarindi, riciti:
2
Ɀanzi naJehova, iye unoɀiita, iye Jehova unoɀiʋumba nokuɀisimbisa, Jehova ndiro zita rake:
3
Ƌanai kwandiri, ndicakupindurai, ndicakuratidzai ɀinhu ɀikuru ɀakaʋanzika, ɀamusiŋgaziʋi.
4
Nokuti ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri pamsoro pedzimba dzeguta rino, napamsoro pedzimba dzamadzimambo aJuda, dzakakoromorwa kuzorwa nemirwi yokurwa neminondo:
5
Ʋanoʋuya haʋo kurwa naʋaKardea, asi ʋanodzizadza neɀitunha ɀaʋanhu ʋandakaʋuraya nokutsamŋa kwaŋgu nehasha dzaŋgu, ndikaʋanzira guta rino ciso caŋgu nokuɗa kwokuipa kwaʋo kwose.
6
Tarirai, ndicaʋaʋigira mufaro pamuʋiri nokupora, ini ndicaʋaporesa; ndicaʋaratidza rugare rwakawanda neɀokwaɗi yakawanda.
7
Ndicadzosa kutapxa kwaJuda nokutapxa kwaIsraeri, ndicaʋaʋaka sapakutaŋga.
8
Ndicaʋanatsa paɀakaipa ɀaʋo ɀose ɀaʋakanditadzira naɀo, ndicakaŋganwira ɀakaipa ɀaʋo ɀose ɀaʋakanditadzira naɀo, neɀaʋakandiɗarikira naɀo.
9
Guta rino ricaʋa kwandiri mbiri yomufaro, nokurumbidzwa nokukudzwa, pamberi pamarudzi ose enyika, acanzwa ɀakanaka ɀose ɀandicaʋaitira; ʋacatya nokuɗeɗera pamsoro peɀakanaka ɀose norugare rwose ɀandicariʋigira.
10
Ɀanzi naJehova: Panɀimbo ino yamunoti yakaparadzwa, hainaʋanhu kana ɀipfuwo, imo mumaguta aJuda, nomunzira dzomuJerusarema, maŋgoʋa neɗoŋgo, musinaʋanhu ʋagere’mo, kana ɀipfuwo, pacanzwika ɀe
11
inzwi romufaro nokufarisisa, inzwi recikomba nenzwi romŋeŋga, nenzwi raʋanoti: Ʋoŋgai Jehova wehondo, nokuti Jehova wakanaka, nokuti ŋgoni dzake dziri’po nokusiŋgaperi; ʋuye neraʋanoʋuya ne ɀipiriso ɀokuʋoŋga mumba maJehova. Nokuti ndicadzosa kutapxa kwenyika ɀiʋe sapakutaŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
12
Ɀanzi naJehova wehondo: Panɀimbo ino yakaparadzwa, isinaʋanhu kana ɀipfuwo, napamaguta ari’po, pacaʋa ɀe namafuro aʋafudzi, ʋanoʋatisa makwai aʋo pasi.
13
Mumaguta enyika yamakomo, mumaguta amapani, mumaguta orutiʋi rwezasi, napanyika yaBenjamini, napanɀimbo dzakapoteredza Jerusarema, nomumaguta aJuda, makwai acapfuʋura ɀe pasi poruʋoko rwounoaʋereŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
14
Tarirai, mazuʋa anoʋuya — ndiɀo ɀinotaura Jehova — andicaita shoko iro rakanaka randakataura pamsoro peimba yaIsraeri napamsoro peimba yaJuda.
15
Namazuʋa iwayo, neŋguʋa iyo, ndicamedzera Davidi ɗaʋi rokururama; iye ucaruramisira ʋanhu nokuita ɀakarurama panyika.
16
Namazuʋa iwayo Juda ʋacaponeswa, Jerusarema ricagara rakaceŋgetwa; zita raricatumidzwa ndireri: Jehova ndiye kururama kweɗu.
17
Nokuti ɀanzi naJehova: Davidi haaŋgatoŋgoshaiwi munhu unogara pacigaro coʋushe ceimba yaIsraeri;
18
naʋaprista ʋaRevi haʋaŋgashaiwi munhu pamberi paŋgu uŋgapisa ɀipiriso ɀinopiswa nokupisa ɀipiriso ɀoʋupfu, nokugara aciɓayira.
19
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kunaJeremia, riciti:
20
Ɀanzi naJehova: Kana muŋgagona kuputsa suŋgano yaŋgu yamasikati nesuŋgano yaŋgu yoʋusiku, kukarega kuʋa namasikati noʋusiku neŋguʋa yaɀo;
21
ipapo suŋgano yaŋgu naDavidi muranda waŋgu iŋgaputswa ʋo, akasaʋa nomŋanakomana uŋgaɓata ʋushe pacigaro cake coʋushe; saiɀoɀo ʋo naʋaRevi, ʋaprista, ʋashumiri ʋaŋgu.
22
Hondo yokuɗeŋga seɀaisiŋgabviri kuʋereŋgwa, kana jeca reguŋgwa kuyerwa, saiɀoɀo ndicawanza ʋana ʋaDavidi muranda waŋgu, naʋaRevi ʋanondishumira.
23
Ipapo shoko raJehova rakaȿika kunaJeremia, riciti:
24
Hauraŋgariri ɀakataurwa naʋanhu aʋa, ɀaʋakati: Marudzi maʋiri akatsaurwa naJehova, akarashwa naye? Saiɀoɀo ʋanoɀidza ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciti haʋaci rudzi pamberi paʋo.
25
Ɀanzi naJehova: Kana suŋgano yaŋgu yamasikati noʋusiku isi’po, kana ndisinakutemera ɗeŋga napasi mirairo;
26
ipapo ndicarasha ʋo ʋana ʋaJakobo, naʋaDavidi muranda waŋgu, kuti ndirege kutora ʋamŋe ʋaʋana ʋake ʋaʋe ʋaɓati ʋaʋana ʋaAbrahama naIsaka naJakobo; nokuti ndicadzosa kutapxa kwaʋo nokuʋanzwira nyasha.
← Chapter 32
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 34 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52