bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 3
Jeremiah 3
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 4 →
1
Ɀinonzi: Kana murume akaramba mukadzi wake, iye akabva kwaari, akandowanikwa nomumŋe murume, ko murume uŋgadzokera kwaari ɀe here? Ko nyika yakaɗai haiŋgaȿiɓiswi kwaɀo here? Asi iwe wakafeʋa naʋaɗikanwa ʋako ʋazhinji; ɀino woɗo‐kudzokera hako kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
2
Riŋgira meso ako kuɀikomo ɀisinemiti, uʋone; paʋasina‐kupombora newe ndapapi? Wakaʋagarira panzira somuArabia parenje; waȿiɓisa nyika nokufeʋa kwako neɀakaipa ɀako.
3
Naiɀoɀo wakanyimŋa mvura inopfunha, nemvura yokupedzisira yakaŋga isi’po; kunyaŋge ɀakaɗaro wakaŋga unehuma yecifeʋe, ukaramba kunyadziswa.
4
Ko hauŋgataŋgi ɀino uciɗana kwandiri here, uciti: Ƃaɓa ʋaŋgu, ndimi muperekedzi woʋuɗuku bgaŋgu?
5
Ko ucagara akatsamŋa nokusiŋgaperi here? Ucagara nako kuȿikira pakupedzisira here? Tarira, wakataura iɀoɀo ukaita ɀinhu ɀakaipa, ukaɀipedzisa.
6
Ɀino Jehova wakati ɀe kwandiri, namazuʋa amambo Josia: Waʋona here ɀakaitwa naIsraeri pakudzokera kwaʋo shure? Ʋakakwira pagomo rimŋe nerimŋe rakakwirira nokupinda pasi pomuti mumŋe nomumŋe mutema, ndokundofeʋa’po.
7
Ɀino ʋakati ʋapedza kuita iɀoɀo ɀose, ini ndikati: Ʋacadzokera kwandiri, asi haʋana‐kudzokera; nomunuŋuna waʋo, Juda, ʋokusatendeka, ʋakaɀiʋona.
8
Ɀino ndakaʋona kuti paŋguʋa yandakaramba Israeri, ʋokudzokera shure, ndikaʋapa rugwaro rwokuʋaramba nemhaka yokufeʋa kwaʋo, kunyaŋge ɀakaɗaro munuŋuna waʋo, iʋo ʋaJuda, ʋokusatendeka, haʋana‐kutya; asi naiʋo ʋakandofeʋa ʋo.
9
Ɀino nokusaraŋgarira kwaʋo nyika yakaȿiɓiswa nokufeʋa kwaʋo, ʋakafeʋa namabge namatanda.
10
Kunyaŋge ɀinhu iɀi ɀakaɗaro ɀose, munuŋuna waʋo, Juda, haʋana‐kudzokera kwandiri nomŋoyo waʋo wose, asi nokunyeŋgera — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
11
Ɀino Jehova akati kwandiri: Israeri ʋokudzokera shure, ʋakaita ɀakarurama kukunda Juda ʋokusatendeka.
12
Enda undoparidza mashoko awa kurutiʋi rwokumsoro, uti: Dzokai, imi Israeri ʋokudzokera shure — ndiɀo ɀinotaura Jehova; handiŋgakutaririyi ndakatsamŋa, nokuti ndinenyasha, handiŋgarambi ndakatsamŋa nokusiŋgaperi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
13
Asi muziʋe ɀakaipa ɀenyu ɓedzi, kuti makaɗarikira Jehova Mŋari wenyu, mukafambafamba muciteʋera ʋatorwa pasi pemiti yose mitema, mukasaterera inzwi raŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
14
Ɀanzi naJehova: Dzokai imi ʋana ʋokudzokera shure, nokuti ndiri murume wenyu; ndicakutorai, mumŋe paguta rimŋe, ʋaʋiri parudzi rumŋe, ndicikuisai Zioni.
15
Ndicakupai ʋafudzi ʋanofadza mŋoyo waŋgu, ʋacakufudzai neziʋo nenjere.
16
Ɀino kana mawanda nokuwedzerwa panyika pamazuʋa iwayo — ndiɀo ɀinotaura Jehova — haʋaŋgazoti: Areka yesuŋgano yaJehova; haʋaŋgaifuŋgi, haʋaŋgairaŋgariri, haʋaŋgaitȿaki, haʋaŋgaiiti ɀe.
17
Paŋguʋa iyo ʋacatumidza Jerusarema cigaro coʋushe caJehova; marudzi ose acaʋuŋganidzirwa’po, paJerusarema, nokuɗa kwezita raJehova; haʋacazofambi noʋukukutu bgemŋoyo yaʋo yakashata.
18
Namazuʋa iwayo imba yaJuda icafamba pamŋe cete neimba yaIsraeri, ʋacaʋuya pamŋe cete ʋacibva kunyika yokumsoro kunyika yandakapa madziɓaɓa enyu iʋe nhaka yaʋo.
19
Asi ndakati: Ndicakuisai sei pakati paʋana ʋaŋgu, ndikupei nyika inofadza, nhaka yakaiȿo‐naka yamarudzi akawanda; ndikati: Imi mucanditumidza zita rokuti Ƃaɓa ʋaŋgu, hamuŋgazotsauki pakunditeʋera.
20
Ɀanzi naJehova: Ɀirokwaɀo, mukadzi seɀaanosiya murume wake acinyeŋgera, saiɀoɀo imi makandinyeŋgera, imi imba yaIsraeri.
21
Inzwi rinonzwika kuɀikomo ɀisinemiti, kucema nokunyeŋgetera kwaʋana ʋaIsraeri; nokuti ʋakaminamisa nzira dzaʋo, ʋakakaŋganwa Jehova Mŋari waʋo.
22
Dzokai, imi ʋana ʋokudzokera shure, ndicapodza kudzokera kwenyu. Tarirai, taʋuya kwamuri, nokuti imi muri Jehova Mŋari weɗu.
23
Ɀirokwaɀo, ɀinobva kuɀikomo nemhere‐mhere inobva kumakomo haɀinamaturo; ɀirokwaɀo kuponeswa kwaIsraeri kuri kunaJehova Mŋari weɗu.
24
Asi cinhu cinonyaŋgadza cakaparadza ɓasa ramadziɓaɓa eɗu kubva paʋuɗuku bgeɗu, makwai aʋo neŋombe dzaʋo, ʋanakomana ʋaʋo naʋanasikana ʋaʋo.
25
Ŋgatiʋatei pasi nokunyadziswa kweɗu, kunyara kweɗu ŋgakutifukidze; nokuti takatadzira Jehova Mŋari weɗu, isu namadziɓaɓa eɗu, kubva paʋuɗuku bgeɗu kuȿikira pazuʋa ranhasi; hatinakuterera inzwi raJehova Mŋari weɗu.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52